Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.47.0-wmf.10 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Event Event talk Chikepe 0 4166 114057 110428 2026-07-12T09:29:12Z ~2026-39406-71 21110 /* Mitauro yeBantu */ 114057 wikitext text/x-wiki Mu[[hushangazhi]] hwe[[mugodhi]], '''chikepe''' (In Mines, an ore carrying skip) izwi rinoshandiswa kududza chivakwa chinoshandiswa kutakura matombo kubva pasi pemigodhi. Chikepe chinenge chakarembedzwa patambo yakagadzirwa ne '''steel''' uye chinofamba panjanji dzesimbi dzinodzika pasi pemugodhi. [[Njanji]] idzi dzinobatsira kuti chikepe chisazeya kana kurovera kumadziro emugodhi pachinodzika nokukwira. Chikepe chihombe chinokwanisa kutakura matombo anodarika ma ''tonne'' makumi maviri, 20. Tambo dzinotakura chikepe dzine mitemo yokuti dzinge dzichiongorworwa kuti dzichakasimba here zvichitevera mitemo yehurumende. *Kune mhando yechikepe inoshandiswa kutakura vanhu kubva pasi pemugodhi; iyi inodanwa kunzi [[chikwera]]. ==Mitauro yeBantu== *[[MaZulu]] vanoti '''isikebe''' kana '''izikebe''' (Akrikaans: '''skip''' - meaning boat) kureva [[chikepe]]. *[[Sesotho]] vanoti '''sekepe''' (n. ship) kureva chikepe. *[[Setswana]] vanoti '''sekepe''' (n. ship) kureva chikepe. *MuZimbabwe chikepe izvi ragara richishandiswa kureva mhando yechinoshandiswa kutakura zvinhu pamvura kunyanza [[Category:Hushangazhi]] dd8x9xxfwo7bktiifidyyp5xd86strl 114058 114057 2026-07-12T09:30:06Z ~2026-39406-71 21110 /* Mitauro yeBantu */ 114058 wikitext text/x-wiki Mu[[hushangazhi]] hwe[[mugodhi]], '''chikepe''' (In Mines, an ore carrying skip) izwi rinoshandiswa kududza chivakwa chinoshandiswa kutakura matombo kubva pasi pemigodhi. Chikepe chinenge chakarembedzwa patambo yakagadzirwa ne '''steel''' uye chinofamba panjanji dzesimbi dzinodzika pasi pemugodhi. [[Njanji]] idzi dzinobatsira kuti chikepe chisazeya kana kurovera kumadziro emugodhi pachinodzika nokukwira. Chikepe chihombe chinokwanisa kutakura matombo anodarika ma ''tonne'' makumi maviri, 20. Tambo dzinotakura chikepe dzine mitemo yokuti dzinge dzichiongorworwa kuti dzichakasimba here zvichitevera mitemo yehurumende. *Kune mhando yechikepe inoshandiswa kutakura vanhu kubva pasi pemugodhi; iyi inodanwa kunzi [[chikwera]]. ==Mitauro yeBantu== *[[MaZulu]] vanoti '''isikebe''' kana '''izikebe''' (Akrikaans: '''skip''' - meaning boat) kureva [[chikepe]]. *[[Sesotho]] vanoti '''sekepe''' (n. ship) kureva chikepe. *[[Setswana]] vanoti '''sekepe''' (n. ship) kureva chikepe. *MuZimbabwe chikepe izwi ragara richishandiswa kureva mhando yechinoshandiswa kutakura zvinhu pamvura kunyanza [[Category:Hushangazhi]] qrv1nxm7v030bfnosobtip63mafdxro Kupomba 0 7030 114045 65534 2026-07-11T21:00:11Z JayMezza 20555 /* Mamwe Mazwi */ 114045 wikitext text/x-wiki *[[Hupombwe|Kupomba]] (commit adultery). *[[Kumonerera|Kupomba]] (wind around, twine around, to coil). ==Mamwe Mazwi== *[[Kupombera]] (to wind round). *[[Kupombonoka]] (to unwind, to uncoil itself). *[[Kupombonora]] (to unwind, to uncoil or undo a wrapping). ==Mitauro yeAfrika== *[[VaTaabwa]] vanoti kupamba (v. wrap around, envelop). {{Kujekesa}} ri7phz46asbosd46bvf94u0hl8b43a4 Kazembe 0 13138 114053 82911 2026-07-12T01:00:00Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114053 wikitext text/x-wiki [[Kazembe]] izita rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. Vanhu vane zita iri: Minister [[Kazembe Kazembe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[ChiChewa]] vanoti kazembe (leader; judge; a leader in war;; commander; judge). *[[Taabwa]] vanoti kazembe (n. tsetse fly). *[[Mang'anja]] vanoti kazembe (n. officer - sent to apprehend). *[[Kimbundu]] vanoti kazembe (n. acacia pennata - a plant). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] [[Category:Mazita eChewa]] [[Category:Mazita eVanhu muMalawi]] lt05ouspal2gyp9n5lc46tn4pv7pa34 Chuabo 0 15667 114048 85266 2026-07-12T00:12:57Z InternetArchiveBot 13356 Rescuing 1 sources and tagging 0 as dead.) #IABot (v2.0.9.5 114048 wikitext text/x-wiki Chuabo, [[Chuwabo]] kana [[Cuwabo]] mutauro unowanikwa ku[[Mozambique]], uri mutauro we[[Bantu]]. *Vanotaura [[Chuabo]] vanoti '''apali''' (young man) kureva [[jaya]]. *VaWabo vanoti '''nsito''' (fence) kureva [[fenzi|rutsito]]. *VaWabo vanoti '''dala''' (hunger) kureva nzara. *VaWabo vanoti '''otota''' (hunt) kureva [[Kuvhima]]. *VaWabo vanoti '''mu-modha''' kana '''va-modha''' (n. one - prefix changes with noun class) kureva mumwe, vamwe etc. *VaWabo vanoti '''mututu''' (corncob; ear of corn) kureva [[muguri wechibage]]. *VaWabo vanoti '''otanda''' (create) kureva [[kusika]]. *VaWabo vanoti '''obindura''' (be pregnant) kureva [[kuva nemimba]]. *VaWabo vanoti '''maronda''' (trading) kureva [[kutengeserana]]. *VaWabo vanoti '''mutoro''' (parcel) kureva [[mutoro]]. *VaWabo vanoti '''dondori''' (slobber). *VaWabo vanoti '''ovundura''' (stir) kureva [[kubvundura]]. *VaWabo vanoti '''mahuzi''' (hairs) kureva [[vhudzi]]. *VaWabo vanoti '''mbuzi''' (goat) kureva [[mbudzi]]. *VaWabo vanoti '''mbava''' (thief) kureva [[mbavha]]. *VaWabo vanoti '''ngomwa''' (barren person) kureva [[ngomwa]]. *VaWabo vanoti '''ngwara''' (current) kureva [[muyerero]]?. *VaWabo vanoti '''nibonde''' (reed mat) kureva [[bonde]]. *VaWabo vanoti '''maningo''' (body) kureva [[muviri]]. *VaWabo vanoti '''ng'ombe''' (cattle) kureva [[mombe]]. *VaWabo vanoti '''n'anga''' (traditional healer) kureva [[n'anga]]. *VaWabo vanoti '''fola''' (tobbaco) kureva [[fodya]]. *VaWabo vanoti '''kove''' (n. face) kureva [[chiso]]. *VaWabo vanoti '''okuruva''' (be peeled) kureva [[kumenywa]]. *VaWabo vanoti '''mucesa''' (n. sand) kureva [[jecha]]. *VaWabo vanoti '''ceza''' (n. light) kureva [[chiedza]]. *VaWabo vanoti '''cima''' (sadza) kureva [[sadza]]. *VaWabo vanoti '''kasha''' (box) kureva [[chikasha]]. *VaWabo vanoti '''ngoma''' (drum) kureva [[ngoma]]. *VaWabo vanoti '''mahele''' (bad luck) kureva [[rombo rakaipa]]. *VaWabo vanoti '''ottapira''' (be sweet) kureva [[kutapira]]. *VaWabo vanoti '''mweeri''' (moon, month) kureva [[mwedzi]]. *VaWabo vanoti '''mwaana''' (child) kureva [[mwana]]. *VaWabo vanoti '''obaala''' (give brith) kureva [[kubara]]. *VaWabo vanoti '''osunza''' (learn) kureva [[kudzidza]]. *VaWabo vanoti '''namasunza''' (student) kureva [[mudzidzi]]. *VaWabo vanoti '''mugogo''' (n. plow) kureva [[gejo]]. *VaWabo vanoti '''baaba''' (father) kureva [[baba]]. *VaWabo vanoti '''muleema''' (n. bat) kureva [[karemwaremwa]]? *VaWabo vanoti '''yaaka''' (year) kureva [[gore]] kana mwaka. *[[VaWabo]] vanoti '''okumbira''' (ask, request) kureva [[kukumbira]]. ==Mwana paMazwi== Vatauri ve[[Chuabo]] vanoshandisa [[chivakamberi]] '''mwana''' vachipangidza kuti chinhu chidiki sokuti: *'''Mwanamundda''' (garden) rinotodzana nokuti '''mundda''' (field) zvichireva munda mudiki. *'''Mwanaaaka''' (little cat) rinotodzana nokuti '''paaka''' (cat) zvichireva katsi diki. *'''Mwananlugu''' (small stone) rinotodzana nokuti '''nlugu''' (stone) zvichireva [[ibwe]]. *Chivakamberi '''mwana''' chinoshanda kupangidza kuti munhu inhengo boka rinotevera sokuti: *'''Mwanakalaba''' (old person) rinotodzana nokuti '''kalaba''' (old person) zvichireva [[harahwa]]. *'''Mwanamagula''' (customer) rinotodzana nokuti '''magula''' (customer) zvichireva [[mutengi]]. *'''Mwanamurala''' (host) rinotodzana nokuti '''murala''' (host) zvichireva [[mhuri]] kana pamba. *'''Mwanaweedda''' (foreigner) rinotodzana nokuti '''weedda''' (walk) zvichireva [[mufambi]] kana murwendo. <ref>https://biblio.ugent.be/publication/8561497/file/8561498.pdf</ref> <ref>{{Cite web |title=Archive copy |url=https://www.webonary.org/chuwabo/ |accessdate=2020-09-13 |archive-date=2021-10-19 |archive-url=https://web.archive.org/web/20211019181519/https://www.webonary.org/chuwabo/ |deadurl=yes }}</ref> [[Category:Mitauro yeBantu]] [[Category:Mitauro yeAfrica]] fajjtjgav68zb43e5orampi88clln6q Noni 0 18291 114051 110380 2026-07-12T00:32:50Z InternetArchiveBot 13356 Rescuing 1 sources and tagging 0 as dead.) #IABot (v2.0.9.5 114051 wikitext text/x-wiki [[Noni]] kana [[Nooni]] mutauro unowanikwa ku[[Cameroon]]. ==Mazwi Anotodza Shona== *Noni vanoti '''baa''' (n. the colour white) kureva ruvara [[ruchena]]. Mamwe mazwi: '''ba''' (v. shine; be white). Fananidzai nenyaudzosingwi yokuti [[bhaa]]? *Noni vanoti '''baba''' (v. carry a baby on the back) kureva [[kubhabhura]]. *Noni vanoti '''bala''' (foreign; of a country or nation or tribe other than one’s own country, nation, or tribe). Fananidzai nokuti [[munhu mupara]]? *Noni vanoti '''bale''' (plain or level area of land). *Noni vanoti '''bine''' (dance, music). [[Chewa]] vanoti '''kuvina'''. *Noni vanoti '''Bomeen''' (Creator God) kureva [[Mwari Nyakusika]]. *Noni vanoti '''bonen''' (heal; be well, be better, physically improved) kureva [[kupona]]. *Noni vanoti '''bon''' (n. brain). [[Lingala]] vanoti '''bongo''' kurova [[huropi]]. *Noni vanoti '''cee''' (n. father) kureva [[baba]]. *Noni vanoti '''wee ntum''' (n. messenger) kureva [[mutumwa]]. *Noni vanoti '''taa''' (look or gaze; see; supervise; watch; care for someone or something; search) kureva [[kutarisa|kutara]]. *Noni vanoti '''tan''' (v. count, read). [[Kikongo]] vanoti '''kutanga'''. *Noni vanoti '''tata''' (n. elderly father). *Noni vanoti '''Tata Nyo''' (n. Lord God). *Noni vanoti '''teme''' (n. axe) kureva [[demo]]. *Noni vanoti '''tfume''' (v. throw) kureva [[kukanda]]. Fananidzai nokuti [[pfumo]]? *Noni vanoti '''tolo''' (n. stranger; a foreigner, newcomer) kureva [[mutorwa]]. *Noni vanoti '''daa''' (v. connect, arrange, bridge over, fit something). *Noni vanoti '''defe''' (adj. long, tall) kureva [[refu]]. *Noni vanoti '''ffuw''' (n. foam) kureva [[furu]]. *Noni vanoti '''ffuse''' (1. unearth any crop such as potatoes; 2. exhume; dig up something that has been buried; 3. dig out). Fananidzai nokuti [[kufusira]]? *Noni vanoti '''fingenge''' (n. yellow colour). *Noni vanoti '''gaw''' (distribute; divide between or share) kureva [[kugova]]. *Noni vanoti '''gaw''' (a share or a part; one's share of meat after hunting) kureva [[mugove]]. *Noni vanoti '''gwagwa''' (n. duck) kureva [[dhadha]]. *Noni vanoti '''gbwe''' (fall; the power, position, influence of someone coming to an end; to suffer failure or defeat) kureva [[kuwa]]. *Noni vanoti '''jise''' (n. eye) kureva [[ziso]]. *Noni vanoti '''jite''' (heavy or weight) kureva [[huremu]]. *Noni vanoti '''kenton''' (cold; low temperature; not warm or hot) kureva [[kutonhora]]. *Noni vanoti '''ken'yeese''' (n. light, lamp). *Noni vanoti '''ketaale''' (n. platform made of bamboo for drying crops) kureva dara. *Noni vanoti '''ketu''' (n. ear; medicinal plant which produces medicine for the ear). *Noni vanoti '''nyam''' (n. animal, meat) kureva [[mhuka]]. Mamwe mazwi: '''nyam''' (man’s fallen, sinful nature with its evil desires and passions). *Noni vanoti '''kuuke''' (1. be big or large; 2. be heavy or weighty, 3. be highly influential, 4. be great or awesome5be honorable). *Noni vanoti '''kuw''' (v. become wealthy, grow fat). Fananidza nokuti [[kukuwa]]? *Noni vanoti '''kuwse''' (1. increase or enlarge, 2. exaggerate, 3. build up a fire). *Noni vanoti '''lem''' (1. work, 2. cultivate) kureva [[kushanda]] kana [[kurima]]. *Noni vanoti '''leme''' (n. tongue) kureva [[rurimi]]. *Noni vanoti '''low''' (v. curse or to bring a curse on someone) kureva [[kuroya]]. *Noni vanoti '''lum''' (v. 1. pain, 2. labour before birth). *Noni vanoti '''lum''' (v. expensive; costing very much) kureva [[kudhura]]. *Noni vanoti '''kuse''' (v. 1. under, 2. beneath, 3. subject to, 4. to loose something). *Noni vanoti '''nanase''' (n. pineaplle) kureva [[chinanazi]]. *Noni vanoti '''nele''' (1. straighten, 2. correct by remedial measures, 3. discipline, 4. explain, 5. teach). *Noni vanoti '''kam''' (v. squeeze, wring) kureva [[kukama]]. *Noni vanoti '''yamse''' (v. breast feed) kureva [[kuyamwisa]]. *Noni vanoti '''yam''' (v. breast feed; suck, draw liquid into the mouth) kureva [[kuyamwa]]. *Noni vanoti '''yeele''' (n. red in colour) kureva ruvara [[rutsvuku]]. *Noni vanoti '''yidien''' (edibles or things to eat) kureva [[zvidyo]]. *Noni vanoti '''yimew''' (n. another) kureva [[imwe]] kana chimwe. ==Mamwe Mazwi== *Noni vanoti '''lam''' (1. spread all over, especially true with creeping crops; 2. come over as a dream comes over someone) kureva [[kutandira]]. *Noni vanoti '''lawe''' (1. cobweb made by a spider; 2. gristle; strands or string of tough tissue in meat; 3. vine) kureva [[dandemutande]]. *Noni vanoti '''kpwen''' (v. 1. satisfy; to please someone by meeting their needs, 2. suffice or be sufficient) kureva [[kukwana]]. *Noni vanoti '''kpwɛntɛn''' (1. worthy; having worth or merit; 2. suitable). *Noni vanoti '''ntele''' (section of an area of land such as farm, hill, or mountain). <ref>{{Cite web |title=Archive copy |url=https://dornsife.usc.edu/assets/sites/56/docs/SCOPIL9-Noni_grammatical_structure.pdf |accessdate=2021-04-01 |archive-date=2022-01-25 |archive-url=https://web.archive.org/web/20220125162809/https://dornsife.usc.edu/assets/sites/56/docs/SCOPIL9-Noni_grammatical_structure.pdf |deadurl=yes }}</ref> <ref>{{Cite web |title=Archive copy |url=https://www.webonary.org/ |accessdate=2021-04-01 |archive-date=2021-04-10 |archive-url=https://web.archive.org/web/20210410115609/https://www.webonary.org/ |deadurl=yes }}</ref> [[Category:Mitauro yeAfrica]] [[Category:Mitauro yeCameroon]] aqurkwzdz30lk09m9m0gdcmlifiussa Kuyera sezita 0 21902 114055 101512 2026-07-12T01:24:54Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114055 wikitext text/x-wiki '''Kuyera''' izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe [[Zambia]] neMalawi. *Vanhu vane zita iri: Tinashe Kuyera; Kuyera; Pilirani Kuyera Tembo; Kuyera Phiri. *Mazita ari pedyo: [[Muyeruza]], [[Kayera]], [[Kaela]], [[Kayeruza]], [[Mayere]], [[Chiera]], [[Rwere]], [[Kuyere]], [[Mwayera]], [[Mayeresa]], [[Tayera sezita|Tayera]], [[Hweru sezita|Hweru]], [[Mweru sezita|Mweru]] ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Kikuyu]] inoti kuera (v. proclaim; preach). *[[Kikuyu]] inoti mweri (n. preacher). *[[Taabwa]] inoti kuela (v. throw, hurl). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] ff4vef7q46kdmfjvw40prgg7g4o7zn3 114056 114055 2026-07-12T01:26:47Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114056 wikitext text/x-wiki '''Kuyera''' izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe [[Zambia]] neMalawi. *Vanhu vane zita iri: Tinashe Kuyera; Kuyera; Pilirani Kuyera Tembo; Kuyera Phiri. *Mazita ari pedyo: [[Muyeruza]], [[Kayera]], [[Kaela]], [[Kayeruza]], [[Mayere]], [[Chiera]], [[Rwere]], [[Kuyere]], [[Mwayera]], [[Mayeresa]], [[Tayera sezita|Tayera]], [[Hweru sezita|Hweru]], [[Mweru sezita|Mweru]] ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Kikuyu]] inoti kuera (v. proclaim; preach). *[[Kikuyu]] inoti mweri (n. preacher). *[[Taabwa]] inoti kuela (v. throw, to hurl with force). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] mrva7l6nsk63u4653qgyv0v37jj16gt Kitungulu sezita 0 24910 114054 113464 2026-07-12T01:06:58Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 114054 wikitext text/x-wiki Kitungulu izita remhuri rinowanikwa muKenya. *Vanhu vane zita iri: Kilonzi Kitungu; John Kitungu; Maimuna Kitungu; Esther Kitungu. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana . *[[VaTaabwa]] vanoti kitungulu (n. bulb) kureva bumbu?. [[Category:Mazita eVanhu muKenya]] 6fz3hnfccuhyrk0mn71y91ad0qkktx2 Chipapika sezita 0 25017 114046 2026-07-11T21:09:56Z JayMezza 20555 Created page with "Chipapika izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]] ne[[Congo Kinshasa]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana. *[[VaTaabwa]] inoti lupingu (n. finger joint). Kii-papila, to carry a child on someone's back. Ka-papuka, 1. To be set down (a child who was being carried on someone's back..." 114046 wikitext text/x-wiki Chipapika izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]] ne[[Congo Kinshasa]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana. *[[VaTaabwa]] inoti lupingu (n. finger joint). Kii-papila, to carry a child on someone's back. Ka-papuka, 1. To be set down (a child who was being carried on someone's back). 2. To fly away. Kii-papula, 1. To set down a child being carried on someone's back. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] jr7dpuevi2423w68z9k2747z27rlapa 114047 114046 2026-07-12T00:12:55Z JayMezza 20555 114047 wikitext text/x-wiki Chipapika izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana. *[[VaTaabwa]] vanoti kupapila (to carry a child on someone's back). *[[VaTaabwa]] vanoti kapapuka (1. To be set down (a child who was being carried on someone's back). *[[VaTaabwa]] vanoti kupapula (1. To set down a child being carried on someone's back). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 2muwez70pz5z2cuyrcfwhfak7i0d5m0 114049 114047 2026-07-12T00:13:41Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 114049 wikitext text/x-wiki Chipapika izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana. *[[VaTaabwa]] vanoti kupapila (to carry a child on someone's back). *[[VaTaabwa]] vanoti kapapuka (To be set down - a child who was being carried on someone's back). *[[VaTaabwa]] vanoti kupapula (To set down a child being carried on someone's back). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 7h7eu95gwu65gmzjym9lffw7luwy75m Mupapi sezita 0 25018 114050 2026-07-12T00:20:35Z JayMezza 20555 Created page with "Mupapi izita remhuri rinowanikwa mu[[Zambia]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana. *[[VaTaabwa]] vanoti mupapi (nanny, person who carries a child on their back.). *[[VaTaabwa]] vanoti kupapila (to carry a child on someone's back). *[[VaTaabwa]] vanoti kapapuka (To be set down - a child who was being c..." 114050 wikitext text/x-wiki Mupapi izita remhuri rinowanikwa mu[[Zambia]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana. *[[VaTaabwa]] vanoti mupapi (nanny, person who carries a child on their back.). *[[VaTaabwa]] vanoti kupapila (to carry a child on someone's back). *[[VaTaabwa]] vanoti kapapuka (To be set down - a child who was being carried on someone's back). *[[VaTaabwa]] vanoti kupapula (To set down a child being carried on someone's back). [[Category:Mazita eVanhu muZambia]] c8aypfin98msxj085dec06fj1vgbfic Kuponga sezita 0 25019 114052 2026-07-12T00:39:09Z JayMezza 20555 Created page with "Kuponga izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana. *[[VaTaabwa]] vanoti kuponga (v. give an enema). *[[VaTaabwa]] vanoti kupongela (give someone an enema). [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]]" 114052 wikitext text/x-wiki Kuponga izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana. *[[VaTaabwa]] vanoti kuponga (v. give an enema). *[[VaTaabwa]] vanoti kupongela (give someone an enema). [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]] 3vxp8t7dakni469bc5x686d7y7mc9ey