Wikipedia
snwiki
https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga
MediaWiki 1.48.0-wmf.3
first-letter
Media
Special
Talk
User
User talk
Wikipedia
Wikipedia talk
File
File talk
MediaWiki
MediaWiki talk
Template
Template talk
Help
Help talk
Category
Category talk
TimedText
TimedText talk
Module
Module talk
Event
Event talk
Muranda
0
4172
114922
82239
2026-11-04T18:31:40Z
JayMezza
20555
/* Mitauro yeChiBantu */
114922
wikitext
text/x-wiki
[[File:Am I not a man.jpg|300px|right]]
'''Muranda''', [[chitesi]], [[tyoko]] kana [[bandadzi]] (English: ''Slave'') munhu anoonekwa nekubatwa senhumbi kana chimwe chinhu chinotengwa; uye munhu anomanikidzwa kushanda pasina muripo waanopiwa. Munhu ari muhuranda:
anomanikidzwa kugara panzvimbo paasiri kuda; anomanikidzwa kubata mabasa asingade; anoshanda asina muripo; anomanikidzwa kuroora kana kuroorwa; anokwanisa kumanikidzwa kushanda mu[[mawuto]] achiri mudiki.
Kugara nevaranda uye kutenga nokutengesa varanda itsika yaiitwa nemarudzi mazhinji pasi rose. Huranda hwaiveko mu[[nhoroondo]] yevagari ve[[Africa]]; Asia; Europe kana America. Vanhu vaitora varanda verudzi rwavo vane ganda rakafanana neravo kana kuti vaitenga varanda vanobva kune mamwe marudzi. Munhu aigona kuita muranda: mushure mokukundika kubhadara chikwereti; mushure mekutapwa muhondo; atengeswa neverudzi rwake; adzingwa mumusha nezvikonzero zvakasiyana.
Huranda hune nhoorondo huru inozivikanwa kunyanya ndiwo [[Huranda hwemarudzi eAfrika mhiri kweAtlantic]] - vanhu vatema vazhinji vakatapwa kubva kuAfrica vachiendeswa ku[[America]] ne[[Europe]]. Uhwu huranda kunodanwa muEnglish kunzi "Trans-Atlantic Slave Trade" nokuti vatapwa vaiyambutswa [[gungwa]] reAtlantic vachiendeswa kumhiri kwaro kuAmerica neEurope.
Huranda uhwu hwekuyambutswa kwevatema ndicho chikonzero kuine vanhu vatema vazhinji kunyika dzekuEurope, [[North America]] ne[[South America]]. Huranda uhwu hwakapera mushure mekutarwa kwemitemo munyika idzoddzi inova mitemo yairambidza kutengeswa kwevaranda uye kuva nevaranda.
Pari nhasi vamwe vanoti huranda huchiriko muchivande pasirose. Kune huranda hwekushandiswa: mu[[minda]]; mumawuto; mu[[chipfambi]] mudzimba nedzimwe nzira dzakasiyana.
Varanda ku[[United States of America]] vakanga vasina [[nhaka]], vasina [[matata]], nhaka yavo yaiva miviri yavo chete.
==Chibharo==
Panguva yakauya [[varungu]] mu[[Zimbabwe]] vanhu vatema vakapinzwa pamushando wekumanikidzwa wainzi [[chibharo]]. Mabasa aibatwa nevanhu pachibharo aiva mabasa emaoko anorema anosanganisira kuvaka mugwagwa, kuchera migero yemvura nezvimwewo. Vanhu vaishanda chibharo vakanga vasina muripo wavaibhadharwa. Vamwe vainge vakundika kuripa mutero waitereswa nehurumende yavachena. Chibharo chinonzi '''indentured labor''' ku[[English]].
==Tsika==
Paitengeswa varanda zvaidaro kuti vamwe ana tenzi vaitemera [[chivabwa]] pamunhu ainge atengwa semuranda.
*And the servant is free from his master: ne'''hloko''' [[yasunhurika]] kubva kuna mambo wayo. (Job 3:19 [[Bhaibheri reChiNdau]]).
*[[Chivabwa]] kana [[muranda|chivabvu]] (Distinguishing mark made on animal or person).
*[[Bandadzi]] (A slave, a servant). Kana ari mukadzi zvonzi [[bandakadzi]].
*[[Mupereki]] (A servant, especially a house servant or waiter).
*[[Varongo]] kana [[mabunha]] (Concubines).
==Tsumo==
*Chiranda chinogara chanamata. A servant gets settled only after paying respect (to the local people).
*Mwana waShe muranda kumwe.
==Mitauro ye[[ChiBantu]]==
*[[VaYao]] ne[[VaNyungwe]] vanoti kapolo (slave) kureva [[muranda]].
*[[VaLenje]] vanoti musha (Slave) kureva [[muranda]].
*[[VaMambwe]] vanoti ulanda (n. poverty) kureva [[hurombo]].
*[[VaMambwe]] vanoti kalanda (misery, distress, poverty).
*[[VaSwahili]] vanoti mjakazi (female slave) kureva [[murandakadzi]].
*[[VaVenda]] vanoti phuli (n. slave) kureva [[muranda]].
*[[Manganja]] vanoti bandazi (an attendant; a servant boy or woman; not a slave; a maid) kureva [[muranda]].
*[[VaKongo]] vanoti nanga (n. Slave - exchanged for food in famine time) kureva [[muranda]] aitsvivaniswa nechokudya munguva yenzara.
*[[VaKabwa]] vanoti obhugaya (n. Slavery) kureva [[muranda]].
*[[VaKabwa]] vanoti omugaya kureva [[muranda]]. [[Xilenge]] inoti kumbi (n. Slave) kureva [[muranda]].
*[[Xilenge]] vanoti vukumbi (n. slavery) kureva [[huranda]].
[[Category:Tsika]]
ms2njyu4sdvr9i83peebt012w5almak
114923
114922
2026-11-04T18:32:22Z

*[[Nyanja]] inoti bandazi (attendant; a servant boy or woman; not a slave; a maid) kureva [[muranda]].
*[[VaKongo]] vanoti nanga (n. Slave - exchanged for food in famine time) kureva [[muranda]] aitsvivaniswa nechokudya munguva yenzara.
*[[VaKabwa]] vanoti obhugaya (n. Slavery) kureva [[muranda]].
*[[VaKabwa]] vanoti omugaya kureva [[muranda]]. [[Xilenge]] inoti kumbi (n. Slave) kureva [[muranda]].
*[[Xilenge]] vanoti vukumbi (n. slavery) kureva [[huranda]].
[[Category:Tsika]]
drbpj3rjtbkftcanveulvonswoyiay9
114924
114923
2026-11-04T18:37:18Z

*[[Lenje]] inoti musha (Slave) kureva [[muranda]]. [[Venda]] inoti phuli kureva [[muranda]].
*[[VaMambwe]] vanoti ulanda kureva [[hurombo]]. [[Mambwe]] inoti kalanda (misery, distress, poverty).
*[[VaSwahili]] vanoti mjakazi (female slave) kureva [[murandakadzi]].
*[[Nyanja]] inoti bandazi (attendant; a servant boy or woman; not a slave; a maid) kureva [[muranda]].
*[[VaKongo]] vanoti nanga (n. Slave - exchanged for food in famine time) kureva [[muranda]] aitsvivaniswa nechokudya munguva yenzara.
*[[VaKabwa]] vanoti obhugaya kureva [[huranda]]. [[VaKabwa]] vanoti omugaya kureva [[muranda]].
*[[Xilenge]] inoti kumbi kureva [[muranda]]. [[Xilenge]] vanoti vukumbi kureva [[huranda]].
[[Category:Tsika]]
f96t3ttzae8q7jg6a7p3uhou1329avu
Chinamasa
0
12444
114931
111995
2026-11-04T23:33:11Z
JayMezza
20555
114931
wikitext
text/x-wiki
'''Chinamasa''' izita remhuri mu[[Zimbabwe]].
==Tsumo==
*Kusakara kwe[[chari]] kunotanga [[masa]]. When a shawl wears out it begins at the '''fringes'''.
==Mitauro yeBantu==
*[[Herero]] inoti '''e-ti''' kana '''oma-sa''' (essence; substance; strength). [[Mamwe Mazwi]]: '''nomasa''' (forcefully; mightly,vigorously). '''Omu-namasa''' (mighty; a mighty one; a strong man).
*Herero vanoti '''oma-sa''' (firmness; power; force; might; valour). [[Mamwe Mazwi]]: '''-namasa''' (powerful; vigorous) kureva chine simba. [[Elip]] vanoti '''màsʲà''' (adv. sharp).
*[[VaMambwe]] vanoti '''cina masi''' (foreign language). [[VaMambwe]] vanoti '''cina luko''' (all blood relationship). [[VaMambwe]] vanoti '''luko''' (family, tribe, clan).
*[[Abagusii]] vanoti '''imasa''' (n. bull) kureva [[handira]]. [[Lubukusu]] inoti '''kámaasa''' (n. gaps in teeth) kureva [[mavende]]?.
*[[Hadiyya]] inoti '''maasha''' (adj. 1. polite, 2. courteous, 3. modest, 4. affable).
*'''Shangaani''' Sinamandla - '''original''' (mighty; a mighty one; a strong man; strength; valour; powerful)
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
6dxbijgmfoi80bpqnywv9oulq2q6sd9
114932
114931
2026-11-04T23:35:30Z
JayMezza
20555
/* Mitauro yeBantu */
114932
wikitext
text/x-wiki
'''Chinamasa''' izita remhuri mu[[Zimbabwe]].
==Tsumo==
*Kusakara kwe[[chari]] kunotanga [[masa]]. When a shawl wears out it begins at the '''fringes'''.
==Mitauro yeBantu==
*[[Herero]] inoti '''e-ti''' kana '''oma-sa''' (essence; substance; strength).
*Herero vanoti '''nomasa''' (forcefully; mightly,vigorously). '''Omu-namasa''' (mighty; a mighty one; a strong man).
*Herero vanoti '''oma-sa''' (firmness; power; force; might; valour).
*Herero vanoti '''-namasa''' (powerful; vigorous) kureva chine simba.
*[[VaMambwe]] vanoti '''cina masi''' (foreign language). [[VaMambwe]] vanoti '''cina luko''' (all blood relationship). [[VaMambwe]] vanoti '''luko''' (family, tribe, clan).
*[[Abagusii]] vanoti imasa (n. bull) kureva [[handira]]. [[Elip]] inoti '''màsʲà''' (adv. sharp).
*[[Lubukusu]] inoti '''kámaasa''' (n. gaps in teeth) kureva [[mavende]]?.
*[[Hadiyya]] inoti '''maasha''' (adj. 1. polite, 2. courteous, 3. modest, 4. affable).
*'''Shangaani''' Sinamandla - '''original''' (mighty; a mighty one; a strong man; strength; valour; powerful)
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
5pqbv21daeq1uete906k5oxvtv1x9as
Mukwati
0
12789
114928
114059
2026-11-04T23:21:51Z
JayMezza
20555
/* Mitauro yeAfrika */
114928
wikitext
text/x-wiki
*Mukwati
*[[Mukwati sezita]] (a family name).
==Mitauro yeAfrika==
*[[Olunyaneka]] inoti okukuata (v. grab; grasp; sieze; hold; catch).
*[[Taabwa]] inoti kukwata (v. hold, grab; grasp; sieze).
*[[Taabwa]] inoti kukwasya (v. Ku-kwasya, to cause to take hold; to help someone).
*[[Taabwa]] inoti kukwasyanya (v. to join forces for a task).
{{Kujekesa}}
91mb4fcurvv41frbqsws50g8dvgf8pe
Makunike
0
14369
114916
89330
2026-11-04T16:57:22Z
JayMezza
20555
Replaced content with "*Makunike *[[Makunike sezita]] {{Kujekesa}}"
114916
wikitext
text/x-wiki
*Makunike
*[[Makunike sezita]]
{{Kujekesa}}
q6h1qw47jg799btt3huk0f29wc2an0m
Bonga
0
16638
114921
90006
2026-11-04T18:23:40Z
JayMezza
20555
114921
wikitext
text/x-wiki
*[[Bonga Mhuka]] (Wild cat) ikatsi yemusango.
*[[Bonga rehuwandu]] (insufficient amount).
{{Kujekesa}}
pjguztd6mpzpad32sztk9c5q78jqtcg
Chikungu sezita
0
17800
114919
114914
2026-11-04T18:10:42Z
JayMezza
20555
/* Mitauro yeAfrika */
114919
wikitext
text/x-wiki
'''Chikungu''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zambia]] ne[[Malawi]].
*Mazwi ari pedyo: [[kukunga]]; [[Chikunga sezita]].
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
*[[Kinande]] vanoti '''ekikungu''' (n. a knife or hoe that is not sharp at all) i[[banga]] rakagomera zvachose.
*[[Chopi]] vanoti '''chikungu''' (n. advice privately given; a plot).
*[[VaTaabwa]] vanoti kikungu (v. spine of an ear of maize) kureva [[gurinhwa]].
*[[VaTaabwa]] vanoti kukunga (v. to conduct slave raids; to curse.).
[[Category:Mazita eVanhu muZambia]]
21osdhbg92g4wy8xecodyw61xg81iap
Vainuiti
0
20093
114933
107793
2026-11-05T09:33:16Z
CommonsDelinker
59
Removing [[:c:File:Inuit_Kunik.jpg|Inuit_Kunik.jpg]], it has been deleted from Commons by [[:c:User:Krd|Krd]] because: per [[:c:Commons:Deletion requests/File:Inuit Kunik.jpg|]].
114933
wikitext
text/x-wiki
[[File:Inuit Woman 1907 Crisco edit 2.jpg|thumb|Mukadzi wechiInuiti]]
'''Vainuiti''' ([[Chiinuiti]].ᐃᓄᐃᑦ 'vanhu', paumodza: '''Inuk''', ᐃᓄᒃ, pauwandu: '''Inuuk''', ᐃᓅᒃ) iboka revanhu [[Vachidza weAmerika|vachidza]] vane tsika dzakafanana vanogara mu[[Arctic|Akitiki]] uye marhijoni e udzikaakitiki (''subarctic'') e [[Girinilendi]], [[Canada|Kanadha]], [[Araska]] ([[United States|Amerika]]). [[Mitauro ye Chiinuiti]] chikamu che[[Mitauro ye chiEskimo-Aleuti|Eskimo-Aleuti]] mitauro inozivikanwawo seInuit-Yupik-Unangan kana seEskaleut. Mutauro we chiInuiti wechiSaini uri munjodzi zvakanyanya nekuti [[mutauro uriwoga]] unoshandiswa mu[[Nunavut|Nunavhuti]].
Vainuiti vanogara munzvimbo zhinji dzeMaodzanyemba eKanadha munharaunda yeNunavut, [[Nunavik]] kumaodzanyemba kwechitatu kwe[[Kebheki]], [[Nunatsiavut]] ne [[NunatuKavut]] mu[[Rabhuredha]] (''Labrador''), uye munzvimbo dzakasiyana dzeMateritori ekuMaodzanyembaemadokero, kunyanya dzakatenderedza [[Gungwa reAkitiki|Gungwa re Akitiki]], mu[[Rhijoni ye Ugariri ye Inuvialuit]]. Kunze kweNunatuKavut, nzvimbo idzi dzinozivikanwa, kunyanya na [[Inuit Tapiriit Kanatami]], sa[[Inuit Nunangat]]. MuKanadha, zvikamu 25 uye 35 zveConstitution Act ya 1982 rinoisa Inuit seboka rakasiyana reVachiga weKanadha vasina kubatanidzwa pasi pe[[Vadhidhiza voKutanga muKanadha|Vadhidhiza voKutanga]] kana [[Vametisi]].
MaVainuiti vekuGirinilendi zvizvarwa zvekutama kwe[[Vathule]] kubva kuKanadha ne1100 [[Mushure ma Kristo|MK]]. Kunyangwe Girinilendi yakabuda muNzanga dze [[Europe|Yuropu]] muna [[1985]], Vainuiti veGirinilendi va[[sanyika]] ve[[Denmark|Dhenimaki]] uye, nekudaro, vanoramba vari [[Vasanyika veMutanidzwa we Yuropu|vasanyika vemutanidzwa we Yuropu]].
Mu[[United States|Amerika]], [[Vainupiati]] veAlaska vanowanzowanikwa mu[[Maodzanyembaemadokero eBorough reAkitiki]], [[Alaska North Slope]], uye [[Little Diomede Island]].
[[Category:Vainuiti]]
[[Category:Vachiga vekuKanadha]]
0z8reg1s4rzp56ikvjcrvdjr5yurgxq
Makunike sezita
0
25204
114917
2026-11-04T16:59:16Z
JayMezza
20555
Created page with "Makunike izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ari pedyo: [[Mukuna sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[VaTaabwa]] vanoti kukunika (v. to tie a rope to the top of a tree). *[[VaFwe]] vanoti ku-kunika (to smoke food stuff) kureva [[kuwomesa zvidyo muutsi]]. *..."
114917
wikitext
text/x-wiki
Makunike izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
*Mazwi ari pedyo: [[Mukuna sezita]].
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
*[[VaTaabwa]] vanoti kukunika (v. to tie a rope to the top of a tree).
*[[VaFwe]] vanoti ku-kunika (to smoke food stuff) kureva [[kuwomesa zvidyo muutsi]].
*[[Moba]] vanoti kunŋ; kuni (n. border; edge; end) kureva [[mucheto]].
*[[VaKikuyu]] inoti kokunika (v. cover, stop up, cover with lid, wrap; encase) kureva [[kufugidza]], [[kufundika]] kana [[kuputira]].
*VaKikuyu vanoti nguniko (n. a cover; a lid; a wrapper; bung) kureva [[chivharo]], [[hwidibo]], [[fukidzo]] kana [[chiputiriso]].
*[[Tiriki]] inoti khukhunika (v. cover; close a book; put a lid on; cover a container) [[kufugidza]].
*[[Tiriki]] inoti khukhunika (snap, break, eg bone or stick) kureva [[kutyora]].
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
am6av6ciqu3hxc5oyool0rnqeutsuij
Mukuna sezita
0
25205
114918
2026-11-04T17:02:05Z
JayMezza
20555
Created page with "Mukuna izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ari pedyo: [[Makunike sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[VaTaabwa]] vanoti kukunika (v. to tie a rope to the top of a tree). *[[VaTaabwa]] vanoti kukuna (v. to plant) kureva kudyara. *[[VaFwe]] vanoti ku-kunika (to..."
114918
wikitext
text/x-wiki
Mukuna izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
*Mazwi ari pedyo: [[Makunike sezita]].
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
*[[VaTaabwa]] vanoti kukunika (v. to tie a rope to the top of a tree).
*[[VaTaabwa]] vanoti kukuna (v. to plant) kureva kudyara.
*[[VaFwe]] vanoti ku-kunika (to smoke food stuff) kureva [[kuwomesa zvidyo muutsi]].
*[[VaKikuyu]] inoti kokunika (v. cover, stop up, cover with lid, wrap; encase) kureva [[kufugidza]], [[kufundika]] kana [[kuputira]].
*[[Tiriki]] inoti khukhunika (v. cover; close a book; put a lid on; cover a container) [[kufugidza]].
*[[Tiriki]] inoti khukhunika (snap, break, eg bone or stick) kureva [[kutyora]].
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
mhucadqp8emmbjpawjrv5ivffznvn9w
Gurinhwa
0
25206
114920
2026-11-04T18:11:02Z
JayMezza
20555
Redirected page to [[Chibage]]
114920
wikitext
text/x-wiki
#REDIRECT [[Chibage]]
sjpd5j9kxt3as019kvcezaocdxf1tlh
Kukatsa
0
25207
114925
2026-11-04T23:00:02Z
JayMezza
20555
Created page with "*Kukatsa *[[Kukatsa Usavi]] {{Kujekesa}}"
114925
wikitext
text/x-wiki
*Kukatsa
*[[Kukatsa Usavi]]
{{Kujekesa}}
1ya38yleim6q4yil7f7668y28l44bwb
Kukatsa Usavi
0
25208
114926
2026-11-04T23:03:10Z
JayMezza
20555
Created page with "Kukatsa zvinoreva kudya usavi hwose uchisiya sadza. ==Mitauro yeAfrika== *[[VaWanga]] vanoti okhukhatsa (eat meat or other relish alone, or out of proportion to the amount of [[sadza]]). *[[VaTaabwa]] vanoti kukasya (v. one who eats almost exclusively meat, fish, etc., leaving the staple starch (bwari) for others). [[Category:Kubika kweZimbabwe]]"
114926
wikitext
text/x-wiki
Kukatsa zvinoreva kudya usavi hwose uchisiya sadza.
==Mitauro yeAfrika==
*[[VaWanga]] vanoti okhukhatsa (eat meat or other relish alone, or out of proportion to the amount of [[sadza]]).
*[[VaTaabwa]] vanoti kukasya (v. one who eats almost exclusively meat, fish, etc., leaving the staple starch (bwari) for others).
[[Category:Kubika kweZimbabwe]]
dn7e1s2adg61luwgveximnibcpedw4m
114927
114926
2026-11-04T23:07:40Z
JayMezza
20555
/* Mitauro yeAfrika */
114927
wikitext
text/x-wiki
Kukatsa zvinoreva kudya usavi hwose uchisiya sadza.
==Mitauro yeAfrika==
*[[VaWanga]] vanoti okhukhatsa (eat meat or other relish alone, or out of proportion to the amount of [[sadza]]).
*[[Taabwa]] inoti kukasya (to eats almost exclusively meat, fish, etc., leaving the staple starch).
*[[Taabwa]] inoti kikasya & kisyali (one who takes all the meat, fish, or vegetables for themselves)
[[Category:Kubika kweZimbabwe]]
7zud70jponegmah22uzdowtgt100igy
Kukaramata
0
25209
114929
2026-11-04T23:28:57Z
JayMezza
20555
Created page with "Kukaramata zvinoreva kukwira kuenda padenga. Izwi iri rinotuarwa ku[[ChiZezuru]] ne[[Chikorekore]]. ==Mitauro yeAfrika== *[[Taabwa]] vanoti kulamasya (v. to cause to ascend; to cause to coil)."
114929
wikitext
text/x-wiki
Kukaramata zvinoreva kukwira kuenda padenga. Izwi iri rinotuarwa ku[[ChiZezuru]] ne[[Chikorekore]].
==Mitauro yeAfrika==
*[[Taabwa]] vanoti kulamasya (v. to cause to ascend; to cause to coil).
lkhjv5bigscoudznwx0kqhx7kuzm0i7
114930
114929
2026-11-04T23:29:15Z
JayMezza
20555
114930
wikitext
text/x-wiki
Kukaramata zvinoreva kukwira kuenda padenga. Izwi iri rinotuarwa ku[[ChiZezuru]] ne[[ChiKorekore]].
==Mitauro yeAfrika==
*[[Taabwa]] vanoti kulamasya (v. to cause to ascend; to cause to coil).
lre9hc4x6kxx4pvrnacid0yuchtkvud