Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.48.0-wmf.3 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Event Event talk Dziva rokushambira 0 4629 114982 75953 2026-11-08T10:02:02Z CommonsDelinker 59 Replacing DakarPiscine.jpg with [[File:Piscine_olympique_-_Dakar_2026.jpg]] (by [[:c:User:CommonsDelinker|CommonsDelinker]] because: [[:c:COM:FR|File renamed]]:). 114982 wikitext text/x-wiki [[File:Piscine olympique - Dakar 2026.jpg|thumb]] '''Dziva rokushambira''' zvinoreva dziva rakavakwa nevanhu kuitira kuti vashambire munzvimbo ine mvura yakachena inosukwa tsvina dzichiraswa. Nokumwe kutaura rinonzi [[duhwino]]. Duhwino rinodirwa [[mishonga]] inouraya hutachiona uye mvura yacho inomiminiwa kubvisa tsvina yakaita ma[[godo]]. Maduhwino ane mitemo yawo inosanganisira: *Vanhu vanofanira kugeza vasati vapinda muduhwino zvisinei kuti vabva kumba vakageza. *Kune mhando dzezvipfeko zvinotenderwa muduhwino. Zvipfeko zvinopfekwa kumba kana munzira hadzitenderwi kanamunhu ave mumvura. Mbatya dzomunduhwino dzakagadzirwa kuti dzisareme kana dzatota uye dzinosonwa nejira risingatakure hutachiowana kunyanya. Kune vasina kuzvijaira mbatya dzinopfekwa kuduhwino dzinoita kunge munhu asina kusimira zvakakwana, asi kune vazvijaira vanongoti ndizvo zveko. Mune dzimwe nzvimbo duhwino rinovakirwa gapwa rokuti pwere dzinotambamo dzichichapura mvura. [[Kuchapura]] mvura uku ndiro dambe racho, zvichibatsira kuti vasanotamba kunonyudza. [[Category:Tsika]] [[Category:Hushangazhi]] 81bny9r51tntsvx9rab9cx6u63q7vmi Mutumba 0 16723 114968 114547 2026-11-07T21:34:36Z JayMezza 20555 114968 wikitext text/x-wiki *Mutumba (something huge, a bundle). Zvichida izwi iri rinoturikira [[English]] inoti '''commodity''' kana '''commodious''' *Mazwi ari pedyo: [[Mutumba sezita]]; [[Katumba sezita]]; [[Chitumba sezita]]. ==Mitauro yeBantu== *[[Yao]] vanoti mtumba (a truss of calico - medical device for supporting herniated areas of body). *[[Lenje]] inoti ntumba & tumba (flat basket used as a plate or dish and for catching fish). *[[Herero]] inoti tumba (be rich, abound; be full; great size). *[[Lamba]] inoti itumba (bag, bundle; bale, sack). [[Taabwa]] inoti ntumba (bag; pocket). *[[Zigula]] inoti mtumba (n. an uncle). Mamwe mazwi: mtumba kana mitumba (n. bale of cloth). *[[Tunen]] inoti ʊ̀≠tʊ́ᵐb–á (v. pass, succeed). [[Taabwa]] inoti litumba (n. sac; pouch). *[[Herero]] inoti omundu omutumba (n. pregnant, full; pregnant). *[[Herero]] inoti -tumba (n. pregnant; swelling; height; elevation). *[[BaKalanga]] inoti tumba (v. crouch; squat, sit on the haunches). *[[MaZulu]] vanoti tumba (swell, be full, become large). [[Umbundu]] inoti tumba (v. swell). {{Kujekesa}} eiqlfajae71om9d06e0l985c2ssryua Nhunduru sezita 0 16762 114973 76458 2026-11-07T21:54:08Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114973 wikitext text/x-wiki '''Nhunduru''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Vanhu vakakurumbira vane zita iri: [[Nyasha Nhunduru]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya.Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Taabwa]] inoti tuntulu (whole, complete). *[[Taabwa]] inoti tuntulu (an unevenness or bump in a path). *[[MaZulu]] vanoti '''intundulu''' kana '''izintundulu''' pakuwanda (n. Sightless eye) vachireva [[ziso]] risingaone. [[Category:Mazita eVanhu]] 6pktuc1xovdcj90xv43rkb44mwo5slc 114974 114973 2026-11-07T21:54:33Z JayMezza 20555 114974 wikitext text/x-wiki '''Nhunduru''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya.Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Taabwa]] inoti tuntulu (whole, complete). *[[Taabwa]] inoti tuntulu (an unevenness or bump in a path). *[[MaZulu]] vanoti '''intundulu''' kana '''izintundulu''' pakuwanda (n. Sightless eye) vachireva [[ziso]] risingaone. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] ebfcdgaclv2xg68ukszfyc1hnusdzpj Mutara sezita 0 17426 114959 114102 2026-11-07T16:22:05Z JayMezza 20555 114959 wikitext text/x-wiki '''Mutara''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]] ne[[Kenya]]. *Mazwi ari pedyo: [[Madara sezita]]; [[Chitara sezita]]; [[Chitare sezita]]; [[Mataranyika sezita]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[Kagulu]] inoti '''mtala''' (n. number). Mamwe mazwi: kutala (v. to count, to number). *[[Xitsonga]] inoti tala (abound, abundant). [[ChiKaranga]] vanoti mutara kureva [[dara rendiro]]. *[[Kimbundu]] inoti '''mutala''' (n. face; on the top; stature, height) kureva [[kumeso]] kana [[pamusoro]]. *[[Kimbundu]] inoti '''mutale a 'xi''' (n. earth watchman; country watchman). *[[Lugwere]] inoti mutala (locality, local area) kureva dunhu kana chinzvimbo. *[[Kinande]] inoti obutala kureva [[chivanze]]. [[Taabwa]] inoti kutalazya (v. to make soft). *[[Mbukushu]] inoti '''mutara''' (n. page; side of a thing). [[Fwe]] inoti mutara (n. footprint). *[[VaLamba]] vanoti '''itala''' (n. side; (of position) far side; other side). [[Category:Mazita eVanhu muKenya]] 72mvuz6lla3gv1zt7or01n4pugq84ge Maravanyika 0 19138 114964 90549 2026-11-07T18:05:28Z JayMezza 20555 114964 wikitext text/x-wiki '''Maravanyika''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi. *[[Taabwa]] inoti kulava (v. to seek, want). [[Taabwa]] inoti kulavika (v. to deceive). *[[VaTaabwa]] vanoti kulavya (v. to cause to be forgotten) vachireva [[kukanganwisa]]. *[[VaLela]] vanoti làbá (v. poison, apply poison to something e.g. an arrow head for hunting). *[[VaLela]] vanoti là̱và̱sá̱ (v. soothe to sleep, ease to sleep, lull). Mamwe mazwi: lá̱và̱ (1. sleep; 2. spend days away). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] n87edgl4vd7vqjzfxeoecdntm3iuq1j Mataranyika sezita 0 20616 114962 114101 2026-11-07T17:56:04Z JayMezza 20555 114962 wikitext text/x-wiki Mataranyika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. *Mazwi ari pedyo: [[Madara sezita]]; [[Chitara sezita]], [[Mutara sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi. *[[Kimbundu]] inoti mutale (n. lookout, spectator) kureva mutari. Mamwe mazwi: mutale a 'xi (n. earth watchman). *[[Lugungu]] inoti kutara (v. start building a house or any other structure or building). *[[Nyakyusa]] inoti tala (do first, be the first to do). *[[Kikuyu]] inoti kotara kana kutara (to enumerate; to count). Mamwe mazwi: otari (enumeration). *[[Sangho]] inoti motara (n. visitor, host). *[[Giryama]] inoti kutala (v. to number; to add up, to count). *[[Giryama]] inoti mutalo (n. a reckoning). Talo (n. counting, number). *[[Njem]] inoti tala (first, firstly). [[Taabwa]] inoti kutalazya (v. to make soft). *[[Gaam]] inoti tal (v. Create, make, 2. Place, put) kureva kusika kana kugadzika *[[Lugwere]] inoti butaala (n. freedom; state of being free, i.e., not confined or restrained). *[[Digo]] inoti nyika (n. hinterland, wilderness, desolate region) kureva [[sango]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] a3k0bhi5aotr1i4rwrj69b1s6na0jcg 114963 114962 2026-11-07T17:56:26Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 114963 wikitext text/x-wiki Mataranyika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. *Mazwi ari pedyo: [[Madara sezita]]; [[Chitara sezita]], [[Mutara sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi. *[[Lugungu]] inoti kutara (v. start building a house or any other structure or building). *[[Nyakyusa]] inoti tala (do first, be the first to do). *[[Kikuyu]] inoti kotara kana kutara (to enumerate; to count). Mamwe mazwi: otari (enumeration). *[[Sangho]] inoti motara (n. visitor, host). *[[Giryama]] inoti kutala (v. to number; to add up, to count). *[[Giryama]] inoti mutalo (n. a reckoning). Talo (n. counting, number). *[[Njem]] inoti tala (first, firstly). [[Taabwa]] inoti kutalazya (v. to make soft). *[[Gaam]] inoti tal (v. Create, make, 2. Place, put) kureva kusika kana kugadzika *[[Lugwere]] inoti butaala (n. freedom; state of being free, i.e., not confined or restrained). *[[Digo]] inoti nyika (n. hinterland, wilderness, desolate region) kureva [[sango]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] p3que5zkm9e6x6ut4ilmx0qqv63zjyc Arujeriya 0 21308 114981 112381 2026-11-07T23:21:14Z InternetArchiveBot 13356 Rescuing 0 sources and tagging 1 as dead. #IABot (v2.0.9.7) 114981 wikitext text/x-wiki {{Nyika|conventional_long_name=People's Democratic Republic of Algeria|native_name=''الجمهورية الجزائرية الديمقراطية الشعبية<br>ⵟⴰⴳⴷⵓⴷⴰ ⵜⴰⵎⴻⴳⴷⴰⵢⵜ ⵜⴰⵖⴻⵔⴼⴰⵏⵜ ⵜⴰⵣⵣⴰⵢⵔⵉⵜ''|common_name=Arujeriya|image_flag=Flag of Algeria.svg|image_coat=National Emblem of Algeria (bronze effect).svg|symbol_type=Emblem|national_motto=''{{small|بالشّعب وللشّعب}}''<br>By the people and for the people<ref name="CONST-AR">{{cite web |url=http://www.el-mouradia.dz/arabe/symbole/textes/constitution96.htm |title=Constitution of Algeria, Art. 11 |language=Arabic |publisher=El-mouradia.dz |accessdate=17 January 2013 |archive-date=18 July 2012 |archive-url=https://web.archive.org/web/20120718124116/http://www.el-mouradia.dz/arabe/symbole/textes/constitution96.htm |deadurl=yes }}</ref><ref name="CONST-EN">{{cite web|url=http://www.apn-dz.org/apn/english/constitution96/titre_01.htm |title=Constitution of Algeria; Art. 11 |publisher=Apn-dz.org |date=28 November 1996 |accessdate=17 January 2013 |deadurl=yes |archiveurl=https://web.archive.org/web/20130725130249/http://www.apn-dz.org/apn/english/constitution96/titre_01.htm |archivedate=25 July 2013 }}</ref>|national_anthem=''[[Kassaman]]''<br>We Pledge|image_map=Algeria_(orthographic_projection).svg|map_caption={{map caption |location_color=dark green || | |}}|capital=[[Algiers]]|latd=36|latm=42|latNS=N|longd=3|longm=13|longEW=E|largest_city=capital|official_languages=[[Chiarabbu]], [[Berber languages|Berber]]|ethnic_groups={{vunblist | 99% {{nowrap|Arab-Berber<ref name="AlgeriaFactbook">{{cite web |url=https://www.cia.gov/library/publications/the-world-factbook/geos/ag.html |title=The World Factbook – Algeria |publisher=[[Central Intelligence Agency]] |date=4 December 2013 |accessdate=24 December 2013 |archive-date=30 September 2012 |archive-url=https://web.archive.org/web/20120930183539/https://www.cia.gov/library/publications/the-world-factbook/geos/ag.html |deadurl=yes }}</ref>{{ref label|Amazigh|a|}}<!--end nowrap:-->}} | 1% Others<ref name="AlgeriaFactbook"/>}}|religion=[[Sunni Islam]]|demonym=Algerian|government_type={{nowrap|[[Unitary state|Unitary]] [[Semi-presidential system|semi-presidential]]}} [[people's republic]]|leader_title1=[[President of Algeria|President]]|leader_name1=[[Abdelaziz Bouteflika]]|leader_title2=[[Prime Minister of Algeria|Prime Minister]]|leader_name2=[[Abdelmalek Sellal]]|legislature=[[Parliament of Algeria|Parliament]]|upper_house=[[Council of the Nation]]|lower_house=[[People's National Assembly]]|sovereignty_type=[[Algerian War|Independence]] {{nobold|from [[France]]}}|established_event1=Recognised|established_date1=5 July 1962|established_event2=Declared|established_date2=3 July 1962|area_km2=2381741|area_sq_mi=919595|area_rank=10th|area_magnitude=1 E12|percent_water=negligible|population_estimate=40,400,000<ref name="ONS">{{cite web |url=http://www.ons.dz/-Demographie-.html |title=Démographie (ONS) |publisher=ONS |date=19 January 2016 |accessdate=19 January 2014 |archive-date=6 March 2012 |archive-url=https://web.archive.org/web/20120306220607/http://www.ons.dz/-Demographie-.html |deadurl=yes }}</ref>|population_estimate_year=2016|population_estimate_rank=33rd|population_census=37,900,000<ref name="ONS"/>|population_census_year=2013|population_density_km2=15.9|population_density_sq_mi=37.9|population_density_rank=208th|GDP_PPP_year=2016|GDP_PPP=$599.83 billion <ref>IMF World Economic Outlook (WEO), October 2015 http://knoema.com/IMFWEO2015Oct/imf-world-economic-outlook-weo-october-2015?tsId=1000880 </ref>|GDP_PPP_rank=|GDP_PPP_per_capita=$14,610 <ref>IMF World Economic Outlook (WEO), October 2015 http://knoema.com/IMFWEO2015Oct/imf-world-economic-outlook-weo-october-2015?tsId=1001240</ref>|GDP_nominal_year=2016|GDP_nominal=$181.71 billion <ref>IMF World Economic Outlook (WEO), October 2015 http://knoema.com/IMFWEO2015Oct/imf-world-economic-outlook-weo-october-2015?tsId=1000500</ref>|GDP_nominal_per_capita=$4,425 <ref>IMF World Economic Outlook (WEO), October 2015 http://knoema.com/IMFWEO2015Oct/imf-world-economic-outlook-weo-october-2015?tsId=1001260</ref>|Gini_year=1995|Gini=35.3|Gini_ref=<ref>{{cite web |author=Staff |url=https://www.cia.gov/library/publications/the-world-factbook/fields/2172.html |title=Distribution of Family Income&nbsp;– Gini Index |work=[[The World Factbook]] |publisher=[[Central Intelligence Agency]] |accessdate=1 September 2009 |archiveurl=https://www.webcitation.org/5rRcwIiYs?url=https://www.cia.gov/library/publications/the-world-factbook/fields/2172.html |archivedate=23 July 2010 |deadurl=yes }}</ref>|HDI_year=2015<!-- Please use the year to which the data refers, not the publication year -->|HDI_change=increase<!-- increase/decrease/steady -->|HDI=0.736<!-- number only -->|HDI_ref=<ref name="HDI">{{cite web |url=http://hdr.undp.org/sites/default/files/hdr_2015_statistical_annex.pdf |title=2015 Human Development Report |date=14 December 2015 |accessdate=14 December 2015 |publisher=United Nations Development Programme |pages=21–25}}</ref>|HDI_rank=83rd|currency=[[Algerian dinar|Dinar]]|currency_code=DZD|time_zone=[[Central European Time|CET]]|utc_offset=+1|drives_on=right<ref>{{cite news |last=Geoghegan |first=Tom |url=http://news.bbc.co.uk/2/hi/8239048.stm |title=Could the UK drive on the right? |publisher=BBC News |date=7 September 2009 |accessdate=14 January 2013}}</ref>|calling_code=[[Telephone numbers in Algeria|+213]]|country_code=DZ|cctld=[[.dz]]<br>''الجزائر.''|footnote_a={{note|arabberberbox}} The ''[[The World Factbook|CIA World Factbook]]'' states that about 15% of Algerians, a minority, identify as Berber even though many Algerians have Berber origins. The Factbook explains that of the approximately 15% who identify as Berber, most live in the [[Kabylie]] region, more closely identify with Berber heritage instead of Arab heritage, and are Muslim.}}'''Arujeriya, Arujeria''' (kureva ''Algeria''; [[Chiarabhu]]: ''الجزائر'' (al-Jazā'ir), [[Chibhebha]]:''ⴷⵣⴰⵢⴻⵔ'' (''Dzayer'') kana '''Rujazaire,''' zita rayo repachihofisi i-'''Utemabanze we Rudhende rwe Vajazira''' i[[nyika]] iino wanikwa mu[[ziwumbe]] re [[Afurika]] ku[[Afurika ye Maodzanyemba|Maodzanyemba]]. Arujeriya inyika ye [[Uyisalama]], gutaguru rayo rinonzi [[Alger|Aruja]]<ref>L.Carl Brown, (8 Chikunguru 2021), [https://www.britannica.com/place/Algeria ''<nowiki/>'Arujeria'''] <small>Yakatariswa: 12 Chikunguru 2021</small></ref> uye inyika iri muchikamu che[[Magharibhi]]. Kumaodzanyemba kwayo yakaganhwa ne [[bhahari re Medhiteraniya]], uye kumaodzanyemba-emabvazuva yakaganhwa ne [[Tunisia]], kumabvazuva ne[[Ribhiya]] uye ne[[Nayizhe]] kuchamhembechemaodzanyemba. Kuchamhembechemadokero chayo kune [[Maari]] ne [[Moritani]], uye kumadokero kwe [[Gwenga re Sahara|Sahara]] yakaganhwa ne[[Moroko]]. Arujeriya inyika hombe kwazvo muAfurika yese asi ruzhinji rwenyika yacho iGwenga re Sahara. Zita renyika rakatorwa kubva kugutaguru rakadaidzwa nezita rimwe chete rekuti "''al-fill-ir''" kana nyika nhasi ichienda kumutauro we[[Chiarabhu]]. Vanhu vekuArujeriya vanonzi '''Vaarujeri''' uye munhu mumwechete anonzi '''Mwarujeri (Muarujeri)'''. == Vambo rezita == Zita renyika rinobva kuguta re[[Algiers|Arujyezi]] iro rinobva kuchiarabhu ''al-Jazāʾir'' (الجزائر, "zvitsuwa"),<ref>LLC, Forbidden Fruits (30 January 2013). iAfrica – Ancient History UNTOLD. Forbidden Fruit Books LLC.</ref> chimiro chakatemerwa chekare ''Jazāʾir Banī Mazghanna'' (جزائر بني مزغنة, "Zvitsuwa zveMadzinza eMazghanna"),<ref>Bazina, Abdullah Salem (2010). ''The spread of Islam in Sub-Saharan in Africa'' (in Arabic). Al Manhal. ISBN <bdi>978-9796500024</bdi>. Archived from the original on 16 December 2018. Retrieved 25 November 2018.</ref><ref>al-Idrisi, Muhammad (12th century) ''Nuzhat al-Mushtaq''</ref><ref>Abderahman, Abderrahman (1377). ''History of Ibn Khaldun – Volume 6''.</ref> rinoshandiswa nevadzidzi ve[[Mutariwenyika|vatarivenyika]] vekare senge ''al-Idrisi''. Al, el, il, - anowanikwa mu Chiarabhu akati fananei na "ru-", "re-", "ri" we Chishona, saka ''al-Jaza-ir'' anenge ari ru-Jaza-ire. == Taranyika == [[File:El_Kantara_Biskra_Algeria.jpg|alt=|left|thumb|El Kantara Biskra '''Arujeriya''']] Huwandu hwe chikamu chenzvimbo ye Arujeriya hwuri mugwenga, iro [[Sahara|gwenga re sahara]] ririkudivi rechamhembe, saka chimuzana chemakumimaviri (20%) che chekumaodzanyemba enyikayo, ndiko kunenzvimbo ine ruzhinji rwe mamisha evanhu. Idzo nzvimbo dzacho dzirikudhuze ne Gombe re Medhiteriyani uye ne[[Makomo e Atlasi]]. Iyo Atlasi yakakura kusvika mamita ezvuruzviviri mazanamatatu-nesere (2,308m) pamusoro pe[[mwero we bhahari]]. Gwenga re sahara rinotanga kuAtlasi uye richienda kuchamhembe kwe chisi che usw, richizobvaratevera unda unejecha pasitorina zvinomera. Kuchamhembe chenzvimbo dziri kumusoro, dzine matombo chete. Kudzikirira kuchamhembe kunemakomo akaita seTassili n'Aijier ne Ahaggar, idzi dzine hurefu hwunosvika mamita ezvuruzviviri mazanamapfumbamwe-neguminesere (2,918m), richimera zvimera zvinoungana kunge zvitsuwa mugwenga. Kune nzizi dziri kumaodzanyemba enzvimbo dzecherugombe. Mipata yenzizi yemukati yakaoma, kunze kwekumashure kunoita kunge kwakanayiwa, nzizi dzinesimba dzinovoneka manhambo anotevera. == Hwewa == [[File:Dune_de_sable_au_parc_Culturel_De_l'Ahaggar_crop.jpg|alt=Park Ji-min for Dispatch "Boy With Luv" MV behind the scene shooting, 15 March 2019 06.jpg.|left|thumb|248x248px|Dhuni rejecha ku[[Ahaggar]] Cultural Park crop]] Nzvimbo irikuchamhembe ine [[hwewa]] hwunoshandukwa neBhahari re Medhiteriyani. [[Hujoto]] pamwedzi wa[[Nyamavhuvhu]] unosvika 25°C uye mumwedzi wa[[Ndira]] unosvika 12 ° C. Mumakomo marefu kune chando chinotonhora uye kunogona kuwanikwa magodo emvura muzhizha raNdira asi kupisa kwacho kunokanyanya muna [[Chikunguru]] / [[Nyamavhuvhu]]. Chamhemmbe cheAtirasi ndicho chinotanga mamiriro egwenga; hujoto hunogona kusvika pamusoro pe20 ° C muzuva rimwe. Muzhizha hujoto hwunodarika 40 ° C asi munguva yechando inodonha pasi pe ° C panguva dzeusiku. Mvura inonaya yakanyanya kuderera: kunoita makore akateedzana pasina kana donhwe rimwe. Mumakomo e[[Ahaggar]] mune puresipitesheni ishoma nekuda kwemhute, saka miti inenge yakati wandei nezvimwe zvinomera zviripo. == Matunhu eArujeriya == Kune nzvimbo 48 dzehutungamiriri dzinodaidzwa kuti [[Mutunhu|matunhu]], anowirirana zvakanyanya kumatunhu ari kune dzimwe nyika. {| |<small>1</small> [[Dunhu reAdrar|Adrar]] <small>2</small> [[Dunhu reChlef|Chlef]] <small>3</small> [[Laghouat]] <small>4</small> [[Dunhu reOum el-Bouaghi|Oum el-Bouaghi]] <small>5</small> [[Dunhu reBatna|Batna]] <small>6</small> [[Dunhu reBéjaïa|Béjaïa]] <small>7</small> [[Dunhu reBiskra|Biskra]] <small>8</small> [[Dunhu reBéchar|Béchar]] <small>9</small> [[Bilda|Blida]] <small>10</small> [[Dunhu reBouira|Bouira]] <small>11</small> [[Dunhu reTamanghasset|Tamanghasset]] <small>12</small> [[Dunhu reTébessa|Tébessa]] |<small>13</small> [[Tlemcen]] <small>14</small> [[Dunhu reTiaret|Tiaret]] <small>15</small> [[Dunhu reTizi Ouzou|Tizi Ouzou]] <small>16</small> [[Algiers]] <small>17</small> [[Dunhu reDjelfa|Djelfa]] <small>18</small> [[Dunhu reJijel|Jijel]] <small>19</small> [[Dunhu reSétif|Sétif]] <small>20</small> [[Dunhu reSaida|Saida]] <small>21</small> [[Dunhu reSkikda|Skikda]] <small>22</small> [[Dunhu reSidi Bel Abbes|Sidi Bel Abbes]] <small>23</small> [[Annaba]] <small>24</small> [[Dunhu reGuelma|Guelma]] |<small>25</small> [[Constantine, Algeria|Constantine]] <small>26</small> [[Dunhu reMédéa|Médéa]] <small>27</small> [[Dunhu reMostaganem|Mostaganem]] <small>28</small> [[Dunhu reM'Sila|M'Sila]] <small>29</small> [[Dunhu reMascara|Mascara]] <small>30</small> [[Dunhu reOuargla|Ouargla]] <small>31</small> [[Oran]] <small>32</small> [[Dunhu reEl Bayadh|El Bayadh]] <small>33</small> [[Dunhu reIllizi|Illizi]] <small>34</small> [[Dunhu reBordj Bou Arréridj|Bordj Bou Arréridj]] <small>35</small> [[Dunhu reBoumerdès|Boumerdès]] <small>36</small> [[Dunhu reEl Tarf|El Tarf]] |<small>37</small> [[Dunhu reTindouf|Tindouf]] <small>38</small> [[Dunhu reTissemsilt|Tissemsilt]] <small>39</small> [[El Oued]] <small>40</small> [[Dunhu reKhenchela|Khenchela]] <small>41</small> [[Dunhu reSouk Ahras|Souk Ahras]] <small>42</small> [[Dunhu reTipasa|Tipasa]] <small>43</small> [[Dunhu reMila|Mila]] <small>44</small> [[Dunhu reAïn Defla|Aïn Defla]] <small>45</small> [[Dunhu reNaama|Naama]] <small>46</small> [[Dunhu reAïn Témouchent|Aïn Témouchent]] <small>47</small> [[Dunhu reGhardaïa|Ghardaïa]] <small>48</small> [[Dunhu reRelizane|Relizane]] |} == MaGuta eArujeriya == * [[Algiers|Arujyezi]] * [[Annaba|Anabha]] * [[Mascara Guta|Mascara]] - [[Oran]] * [[Temurssen Guta|Temurssen]] == Vanhu == [[File:Arabs.jpg|alt=|left|thumb|Maarabhu]] Vazhinji vagari vane musanganiswa weropa rwe[[Vaarabhu|Arabhu]] ne[[Vatibheria|Tibheria]] uye mashoma eropa re [[Turuki]] ne[[Tibheria]]; vangangoita vese (98%) vanotevera chitendero cheUyisalama. [[Vakristu|MaKristu]] vanotora huwandu 1%, kusanganisira maPurotestandi nemaKaturiki, asi vamwe vanokundikana kubuda nekuda kwekutya kutambudzwa. Mitauro yepamutemo ndeye[[Chiarabhu]] (72%) uye [[Chihebheru]] (27-30%), asi vazhinji vacho vanotaurawo [[Chifurenji]]. == Mabviro eruzivo == <br clear=all> [[Category:Arujeriya]] [[Category:Nyika dziri muAfurika]] [[Category:Nyika dzekuMaodzanyemba kwe Afurika]] [[Category:Marudhende]] [[Category:Marudhende emuAfurika]] [[Category:Nyika dzemuSahara]] [[Category:Nyika dzemuMagharibhi]] [[Category:Nyika ne Materitori anotaura Chibhebha]] [[Category:Nyika ne Materitori anotaura Chiarabhu]] [[Category:Nyika ne Materitori anotaura Chifurenji]] [[Category:Madhidhizha e G15]] [[Category:Mavuso ne Materitori akanarwa muna 1962]] <references /> <br clear=all> {{Afurika}} [[Category:Matemabanze erudhende]] [[Category:Matemabanze erudhende emuAfurika]] [[Category:Marudhende e Chiarabhu]] 0mhrpzl8b11q8705mhkvynmqp86x7ws Chitumba sezita 0 21545 114967 114543 2026-11-07T19:00:28Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114967 wikitext text/x-wiki Chitumba izita remhuri muZimbabwe. *Mazita ari pedyo: [[Mudumbi]]; [[Mutumba sezita|Mutumba]]; [[Chitumbura]], [[Dumbura]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya.Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[VaVenda]] vanoti tshitumba (n. sheeps fold; goats kraal; fowls pen; pigs sty). *[[VaMaconde]] neVaYao vanoti chitumba (calabash, gourd) kureva [[dende]]. *[[VaYao]] vanoti chitumba (a bud). VaYao vanoti chitumba (n. salt) kureva [[munyu]]. *[[Taabwa]] vanoti kutumba (to leave in a hurry, without preparations). *[[VaLenje]] vanoti chitumba (underground nest of rat) kureva dendere re[[gonzo]] kiri pasi pevhu. *[[Chopi]] vanoti cirumba (n. a jelly fish). Madudziro - vanoti kuruma kureva [[kutuma]]. *[[Kimbundu]] inoti kitumba (bush; meadow). [[Taabwa]] inoti kutumba (n. To be obstinate; stubborn). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] fiu5j1k8frjtm7zpmwntnxa3kbloh0m Chitumbura sezita 0 21546 114966 100211 2026-11-07T18:58:07Z JayMezza 20555 114966 wikitext text/x-wiki Chitumbura izita rinowanikwa muZimbabwe. *[[Kutumbura munzwa]] zvinoreva kubvisa munzwa unenge wabayira munyama. Rinorevawo zvakare chiitiko chekuzvara mwana, paya panodanwa Amai kunzi [[nyakutumbura]]. *Mazita ari pedyo: [[Chitumba]]; [[Mutumba sezita|Mutumba]]; [[Mudumbi]], [[Dumbura]], [[Katumbura sezita|Katumbura]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Kimbundu]] inoti '''kutumbula''' (v. remember, refer, acclaim). *[[VaSwahili]] vanoti kitumbua (Rice Fritter - fried in fat). *[[Kinande]] inoti okithumbura (n. donut). *[[Kirundi]] inoti gutumbura (explain thoroughly, speak distinctly, tell what was heard in eavesdropping). Mamwe mazwi: gutumbura (to stoop). Mamwe mazwi gutumbura (to cut down banana stalk). *[[Herero]] vanoti tumbuka (v. go near, approach). *[[Herero]] vanoti tumbura (cause to approach or go near; influence; allure; train). Otyi-tumbure (n. rudder). *[[Taabwa]] inoti kutumbula (open one’s eyes wide). [[Taabwa]] inoti kutumbula mutwe (to turn the head). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] p8o4zua7js86i6yxdtpy9d8yepbv6ka Mbalembale sezita 0 23213 114978 105593 2026-11-07T22:58:36Z JayMezza 20555 114978 wikitext text/x-wiki Mbalembale izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana '''zvachose''' nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Kidawida]] inoti mbalembale (n. margin; side) kureva [[divi]]. *[[Lugwere]] inoti '''mbalembale''' kana '''mbale''' (n. edge; side; periphery; border; river bank; road shoulder) kureva [[divi]]. *[[Lugwere]] inoti '''mbale wa''' kana '''ku mbale''' (adv. alongside; beside). *[[Taabwa]] inoti palepale (Disparate - distinct in quality or kind; made up of elements that are so dissimilar they cannot easily be compared ). [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]] 3nohorr8qw1wcxqj14vy3mfq1qmmg3e Muranda sezita 0 24813 114961 114495 2026-11-07T17:21:31Z JayMezza 20555 114961 wikitext text/x-wiki Muranda izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeAfrika== Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Bemba]] vanoti bulanda (n. calamity; grief) kureva jambwa. *[[Bemba]] vanoti mulandu (n. cause; reason) kureva [[chikonzero]]. *[[VaTaabwa]] vanoti bulanda (n. poverty; the state of being abandoned) kureva [[hurombo]]. *[[VaTaabwa]] vanoti mulanda (n. Destitute; poor, unfortunate, forsaken person). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] d1vyhovm8u3y1dg8c7525y92gk4jwy5 Lupungu sezita 0 24975 114965 114887 2026-11-07T18:47:09Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 114965 wikitext text/x-wiki '''Lupungu''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Congo, Kinshasa]]. *Mazwi ari pedyo: [[Chipungu sezita]], [[Kapungu sezita]]; [[Mhungu sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Afrika]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[VaTaabwa]] vanoti lupungu (n. rooftop guardhouse) kureva nharire iri padenga remba. *[[Taabwa]] vanoti lupungu (n. a watch-post or lookout (often associated with watching for lions). [[Category:Mazita eVanhu muDRC]] ditfchtqec1dti31m26o1kopdap5k5c Mukasa sezita 0 25215 114960 2026-11-07T16:29:25Z JayMezza 20555 Created page with "Mukasa izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ari pedyo: [[Chikasa sezita]]; [[Makasa sezita]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[VaTaabwa]] vanoti kukasa maloba (v. to knead clay) kureva kukanya mukanyakwe. *[[VaTaabwa]] vanoti kukasisya (v. to knead clay extensivel) kureva kukanya mukany..." 114960 wikitext text/x-wiki Mukasa izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ari pedyo: [[Chikasa sezita]]; [[Makasa sezita]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[VaTaabwa]] vanoti kukasa maloba (v. to knead clay) kureva kukanya mukanyakwe. *[[VaTaabwa]] vanoti kukasisya (v. to knead clay extensivel) kureva kukanya mukanyakwe. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] s0hnskxajnf5nuagg2jwhqlxm12qtsw Katumba sezita 0 25216 114969 2026-11-07T21:43:25Z JayMezza 20555 Created page with "Katumba izita rinowanikwa muZimbabwe. *Mazwi ari pedyo: [[Chitumba sezita]]; [[Matumba sezita]]; [[Mutumba sezita]]. *Katumba kausarara usatanga wakatenda. A cottage in which you have not slept yet you should not praise. ==Mitauro yeBantu== *[[Yao]] vanoti mtumba (a truss of calico - medical device for supporting herniated areas of body). *[[Lenje]] inoti ntumba & tumba (flat basket used as a plate or dish and for catching fish). *[[Herero]] inoti tumba (be rich, a..." 114969 wikitext text/x-wiki Katumba izita rinowanikwa muZimbabwe. *Mazwi ari pedyo: [[Chitumba sezita]]; [[Matumba sezita]]; [[Mutumba sezita]]. *Katumba kausarara usatanga wakatenda. A cottage in which you have not slept yet you should not praise. ==Mitauro yeBantu== *[[Yao]] vanoti mtumba (a truss of calico - medical device for supporting herniated areas of body). *[[Lenje]] inoti ntumba & tumba (flat basket used as a plate or dish and for catching fish). *[[Herero]] inoti tumba (be rich, abound; be full; great size). *[[Lamba]] inoti itumba (bag, bundle; bale, sack). [[Taabwa]] inoti ntumba (bag; pocket). *[[Zigula]] inoti mtumba kana mitumba (n. bale of cloth). *[[Taabwa]] inoti litumba (v. to be stubborn; to leave in a hurry, without preparations). *[[Herero]] inoti omundu omutumba (n. pregnant, full; pregnant). *[[MaZulu]] vanoti tumba (swell, be full, become large). [[Umbundu]] inoti tumba (v. swell). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] tc23536cnn2kt9f1n0pst251qqoyjaa 114970 114969 2026-11-07T21:43:39Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114970 wikitext text/x-wiki Katumba izita rinowanikwa muZimbabwe. *Mazwi ari pedyo: [[Chitumba sezita]]; [[Matumba sezita]]; [[Mutumba sezita]]. *Katumba kausarara usatanga wakatenda. A cottage in which you have not slept yet you should not praise. ==Mitauro yeBantu== *[[Yao]] vanoti mtumba (a truss of calico - medical device for supporting herniated areas of body). *[[Lenje]] inoti ntumba & tumba (flat basket used as a plate or dish and for catching fish). *[[Herero]] inoti tumba (be rich, abound; be full; great size). *[[VaLamba]] inoti itumba (bag, bundle; bale, sack). [[Taabwa]] inoti ntumba (bag; pocket). *[[Zigula]] inoti mtumba kana mitumba (n. bale of cloth). *[[Taabwa]] inoti litumba (v. to be stubborn; to leave in a hurry, without preparations). *[[Herero]] inoti omundu omutumba (n. pregnant, full; pregnant). *[[MaZulu]] vanoti tumba (swell, be full, become large). [[Umbundu]] inoti tumba (v. swell). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] f55owoztfe3n7d7xet57hiuldhrope0 114971 114970 2026-11-07T21:45:26Z JayMezza 20555 114971 wikitext text/x-wiki Katumba izita rinowanikwa muZambia, DRC, ne[[Malawi]]. *Mazwi ari pedyo: [[Chitumba sezita]]; [[Matumba sezita]]; [[Mutumba sezita]]. *Katumba kausarara usatanga wakatenda. A cottage in which you have not slept yet you should not praise. ==Mitauro yeBantu== *[[Yao]] vanoti mtumba (a truss of calico - medical device for supporting herniated areas of body). *[[Lenje]] inoti ntumba & tumba (flat basket used as a plate or dish and for catching fish). *[[Herero]] inoti tumba (be rich, abound; be full; great size). *[[VaLamba]] inoti itumba (bag, bundle; bale, sack). [[Taabwa]] inoti ntumba (bag; pocket). *[[Zigula]] inoti mtumba kana mitumba (n. bale of cloth). *[[Taabwa]] inoti litumba (v. to be stubborn; to leave in a hurry, without preparations). *[[Herero]] inoti omundu omutumba (n. pregnant, full; pregnant). *[[MaZulu]] vanoti tumba (swell, be full, become large). [[Umbundu]] inoti tumba (v. swell). [[Category:Mazita eVanhu muDRC]] [[Category:Mazita eVanhu muMalawi]] [[Category:Mazita eVanhu muZambia]] o1qnhqmp5vv6xzo26nke84jkwdcwboq Matumba sezita 0 25217 114972 2026-11-07T21:51:38Z JayMezza 20555 Created page with "Matumba izita rinowanikwa muZambia, DRC, ne[[Malawi]]. *Mazwi ari pedyo: [[Chitumba sezita]]; [[Katumba sezita]]; [[Mutumba sezita]]. *Katumba kausarara usatanga wakatenda. A cottage in which you have not slept yet you should not praise. ==Mitauro yeBantu== *[[Yao]] vanoti mtumba (a truss of calico - medical device for supporting herniated areas of body). *[[Lenje]] inoti ntumba & tumba (flat basket used as a plate or dish and for catching fish). *[[Herero]] inoti..." 114972 wikitext text/x-wiki Matumba izita rinowanikwa muZambia, DRC, ne[[Malawi]]. *Mazwi ari pedyo: [[Chitumba sezita]]; [[Katumba sezita]]; [[Mutumba sezita]]. *Katumba kausarara usatanga wakatenda. A cottage in which you have not slept yet you should not praise. ==Mitauro yeBantu== *[[Yao]] vanoti mtumba (a truss of calico - medical device for supporting herniated areas of body). *[[Lenje]] inoti ntumba & tumba (flat basket used as a plate or dish and for catching fish). *[[Herero]] inoti tumba (be rich, abound; be full; great size). *[[VaLamba]] inoti itumba (bag, bundle; bale, sack). [[Taabwa]] inoti ntumba (bag; pocket). *[[Zigula]] inoti mtumba kana mitumba (n. bale of cloth). *[[Taabwa]] inoti litumba (v. to be stubborn; to leave in a hurry, without preparations). *[[Herero]] inoti omundu omutumba (n. pregnant, full; pregnant). *[[MaZulu]] vanoti tumba (swell, be full, become large). [[Umbundu]] inoti tumba (v. swell). [[Category:Mazita eVanhu muAfrica]] o48ehkggfd2ekmgtafzdof6ek3gc3vd Muzima sezita 0 25218 114975 2026-11-07T22:31:21Z JayMezza 20555 Created page with "'''Muzima''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zambia]] ne[[Congo, Kinshasa]]. ==Mitauro ye Afrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[Luganda]] inoti '''amazima''' (n. truth; honest; sincerity; veracity; uprightness). *[[VaTaabwa]] vanoti muzima (n. a stranger, an unknown person). *[[VaTaabwa]] vanoti k..." 114975 wikitext text/x-wiki '''Muzima''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zambia]] ne[[Congo, Kinshasa]]. ==Mitauro ye Afrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[Luganda]] inoti '''amazima''' (n. truth; honest; sincerity; veracity; uprightness). *[[VaTaabwa]] vanoti muzima (n. a stranger, an unknown person). *[[VaTaabwa]] vanoti kuzimba (v. to give someone a portion that is too small). *[[VaGanda]] vanoti ky'amazima (adj. real). [[Category:Mazita eVanhu muDRC]] [[Category:Mazita eVanhu muZambia]] 0d95dsiorp0b4qq3lnxl6rum0ezu9di Kudiridza 0 25219 114976 2026-11-07T22:46:48Z JayMezza 20555 Created page with "Kudiridza (irrigate) zvinoreva kudira kana kumwaya mvura pazvirimwa. ==Mitauro yeAfrika== *[[VaGwere]] vanoti kusuka (pour, flow into) vachireva [[kudira]]. *[[VaGwere]] vanoti kusuka (irrigate, pelt down, water a plant.) kureva [[kudiridza]]. *[[Thimbukushu]] vanoti -veta (v. to scoop up water). Mamwe mazwi: -vetera (v. to water) kureva [[kudiridza]]. *[[VaTaabwa]] vanoti kutapilila & kuitilila. (v. to water) vachireva [[kudiridza]]." 114976 wikitext text/x-wiki Kudiridza (irrigate) zvinoreva kudira kana kumwaya mvura pazvirimwa. ==Mitauro yeAfrika== *[[VaGwere]] vanoti kusuka (pour, flow into) vachireva [[kudira]]. *[[VaGwere]] vanoti kusuka (irrigate, pelt down, water a plant.) kureva [[kudiridza]]. *[[Thimbukushu]] vanoti -veta (v. to scoop up water). Mamwe mazwi: -vetera (v. to water) kureva [[kudiridza]]. *[[VaTaabwa]] vanoti kutapilila & kuitilila. (v. to water) vachireva [[kudiridza]]. g8oe56r1jmzqjml8vbs8fjkri9l5ejh 114977 114976 2026-11-07T22:47:22Z JayMezza 20555 114977 wikitext text/x-wiki Kudiridza (irrigate) zvinoreva kudira kana kumwaya mvura pazvirimwa. ==Mitauro yeAfrika== *[[VaGwere]] vanoti kusuka (pour, flow into) vachireva [[kudira]]. *[[VaGwere]] vanoti kusuka (irrigate, pelt down, water a plant.) kureva [[kudiridza]]. *[[Thimbukushu]] vanoti -veta (v. to scoop up water). *[[Thimbukushu]] vanoti -vetera (v. to water) kureva [[kudiridza]]. *[[VaTaabwa]] vanoti kutapilila & kuitilila. (v. to water) vachireva [[kudiridza]]. nltpv1co7il3yft05fx5q6izahiuvz9 Likonga sezita 0 25220 114979 2026-11-07T23:19:12Z JayMezza 20555 Created page with "Likonga izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]]; [[Zambia]]; [[Congo, Kinshasa]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana '''zvachose''' nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Taabwa]] inoti likonga kana makonga pakuwanda (n. club; mace) kureva tsvimbo. [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]]" 114979 wikitext text/x-wiki Likonga izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]]; [[Zambia]]; [[Congo, Kinshasa]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana '''zvachose''' nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Taabwa]] inoti likonga kana makonga pakuwanda (n. club; mace) kureva tsvimbo. [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]] 9l2toj0u2xzyo9t3niwbjduqcvknhsm 114980 114979 2026-11-07T23:19:55Z JayMezza 20555 114980 wikitext text/x-wiki Likonga izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]]; [[Zambia]]; [[Congo, Kinshasa]]. *Mazwi ari pedyo: [[Makonga sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana '''zvachose''' nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Taabwa]] inoti likonga kana makonga pakuwanda (n. club; mace) kureva tsvimbo. [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]] fbj5zgih4zxhqsc4432z3zwrpen3541