Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.48.0-wmf.3 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Event Event talk Zizi 0 4348 114986 85713 2026-11-08T15:36:09Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114986 wikitext text/x-wiki [[File:African Wood Owl (Strix woodfordii) perched on branch.jpg|thumb|right|170px]] '''Zizi''' kana [[mbore]] (''owl'' in English) ishiri inowanikwa ku[[zviwumbe]] zvose kunze kweAntarctica; zizi rinowanikwa mumarudzi mazana maviri (200). Zizi rinoverengwa sechikara chinodya dzimwe [[mhuka]]. Mazizi anodya tupembenene; dzimwe [[shiri]] uye mhuka ndiki dzepamupanda we[[dzinoyamwisa]]. Zizi kazhinji rinogara rega uye rinofamba husiku. ==Chimiro cheZizi== Mazizi ane maziso mahombe ari pamaberi pechiso kwete kumativi emusoro sedzimwe shiri dzinovhima. Maziso ezizi hakafamba saka rinofanira kutenderedza musoro wese kana roda kuona nerimwe divi. Zizi rinozivikanwa nokugona kumonyorora mutsipa ne[[gonya]] rinokwana kusvika 270<sup>o</sup> ku[[rudyi]] neku[[ruboshwe]]. Zizi rine maziso anoona zviri kure asi harikwanise kunatsa kuoona zviri pedyo macentimteres mashoma kubava pariri. Saka kana rodya rinoshandisa mukushe ari pamuromo waro kutsvaka kuti chikafu chariri kudya chiri papi chamira sei. Asi maziso aro anowona kure anobatsira zvakanyanya parinovhima husiku. ==Tsumo== *Zizi kurungwa munyu roti, "Ndava hukuwo". *Kwave kutondomeka kubara kwamazizi. It’s just like squatting in the way owls bear chicks. Apa kureva - One may do things that they do not believe in or care about but have to do it none the less. *Chiripo chariuraya, zizi harifi nemhepo. Apa kureva - Hakuna chiitiko chinoitika pasina chikonzero. *[[Rushavashava]] rune [[zizi]] kwarafamba rinonzi [[muroyi]]. It is the owl's· bad luck to be called a witch wherever it goes. *Ndezvomwana mudiki kubata [[nhengu]] anonzi rasa i[[zizi]]. It is so with a young person: when he catches a drongo he is cheated into believing that it is a crow. ==Mitauro yeBantu== *[[Sangho]] vanoti zeze (n. owl) kureva [[zizi]]. *[[VaTaabwa]] vanoti kisyonono (n. owl) kureva zizi. *[[MaZulu]] vanoti '''isikhova''' kana '''izikhova''' (n. Owl - generic term) vachireva [[zizi]]. *MaZulu vanoti '''isikhovampondo''' (n. Cape eagle-owl, Bubo capensis. Lit. Horned owl) vachireva [[zizi rine nyanga]]. [[Category:mhuka]] 37ow3eqtkvlpv0bkjxs6hsgwq2y0719 Tsoka 0 4436 114992 95962 2026-11-08T15:56:01Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114992 wikitext text/x-wiki [[File: human male foot.jpg|thumb|200px]] '''Tsoka''' (''feet'' in English) inhengo yemuviri yatinotsika nayo iri kunoperera makumbo. Sedzimwe nhengo, nhego iyi inokura pakukura kunoitawo munhu. == Tsika == * Katsoka ndibereke - kureva kutiza zvebasa. *[[Dzara]] kana [[gunwe]] (a toe). *[[Chikanwe]] (little toe) kureva chigunwe chidiki chetsoka. *[[Chitsitsinho]], [[tsoka|nhende]], [[tsoka|chitende]] chikamu chetsoka chiri kumashure nechepasi panotsika uye panogonya gumbo richiita tsoka. *[[Chitambarariro chetsoka]] kana [[chitsiko chetsoka]] (footstool). *Usatuke ve[[rwendo]] rutsoka ndiMarashe. [[File:Girls heel.jpg|thumb]] [[Tsunda_(Muviri)|Tsunda]] (a muscle or a tendon). ==Zvirevo== *Mutsa wo[[rutsoka]], kuperekedza [[ziso]]. The food is kind (feels obliged) to accompany the eye. *Chitsva chiri murutsoka - kureva kuti pfungwa dzitsva nezvinhu zvitsva zvinowanikwa mukufamba kune dzimwe nzvimbo. ==Mitauro yeBantu== *[[VaTonga]] ne[[Baila]] vanoti mukondo (foot print) kureva chindindo che[[tsoka]]. *[[VaTonga]] vanoti tende (n. foot). [[VaTaabwa]] vanoti lukasa (n. underfoot). *[[VaFwe]] vanoti mutara kana mitara (n. footprint) kureva [[tsoka]]. *[[VaBemba]] vanoti lukasa (n. foot) kureva tsoka. Mamwe mazwi: makasa (n. footprint) kureva tsoka. *[[Chewa]] ne[[VaYao]] vanoti chindende (heel) kureva [[tsoka|nhende]]. *[[Venda]] vanoti vhutala (n. footprint; track). *[[VaGungu]] vanoti Kisinde (foot print, track, trail) kureva chidhindo chetsoka. *[[VaNyungwe]] vanoti mdzayo (n. sole) kureva pasi petsoka. [[Category:Muviri]] 26sylc0uej0q8ggve0ro90hrdr2x6ig 114993 114992 2026-11-08T15:56:42Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114993 wikitext text/x-wiki [[File: human male foot.jpg|thumb|200px]] '''Tsoka''' (''feet'' in English) inhengo yemuviri yatinotsika nayo iri kunoperera makumbo. Sedzimwe nhengo, nhego iyi inokura pakukura kunoitawo munhu. == Tsika == * Katsoka ndibereke - kureva kutiza zvebasa. *[[Dzara]] kana [[gunwe]] (a toe). *[[Chikanwe]] (little toe) kureva chigunwe chidiki chetsoka. *[[Chitsitsinho]], [[tsoka|nhende]], [[tsoka|chitende]] chikamu chetsoka chiri kumashure nechepasi panotsika uye panogonya gumbo richiita tsoka. *[[Chitambarariro chetsoka]] kana [[chitsiko chetsoka]] (footstool). *Usatuke ve[[rwendo]] rutsoka ndiMarashe. [[File:Girls heel.jpg|thumb]] [[Tsunda_(Muviri)|Tsunda]] (a muscle or a tendon). ==Zvirevo== *Mutsa wo[[rutsoka]], kuperekedza [[ziso]]. The food is kind (feels obliged) to accompany the eye. *Chitsva chiri murutsoka - kureva kuti pfungwa dzitsva nezvinhu zvitsva zvinowanikwa mukufamba kune dzimwe nzvimbo. ==Mitauro yeBantu== *[[VaTonga]] ne[[Baila]] vanoti mukondo (foot print) kureva chindindo che[[tsoka]]. *[[VaTonga]] vanoti tende (n. foot). [[VaTaabwa]] vanoti lukasa (n. underfoot). *[[VaFwe]] vanoti mutara & mitara (n. footprint) kureva [[tsoka]]. *[[VaBemba]] vanoti lukasa (n. foot) kureva tsoka. Mamwe mazwi: makasa (n. footprint) kureva tsoka. *[[Chewa]] ne[[VaYao]] vanoti chindende (heel) kureva [[tsoka|nhende]]. *[[Venda]] vanoti vhutala (n. footprint; track). *[[VaGungu]] vanoti Kisinde (foot print, track, trail) kureva chidhindo chetsoka. *[[VaNyungwe]] vanoti mdzayo (n. sole) kureva pasi petsoka. [[Category:Muviri]] 7x593l1k1916ft4pgwek9t97n0bsjsf Mujeki 0 12271 114997 83531 2026-11-08T20:01:02Z JayMezza 20555 /* Mamwe Mazwi */ 114997 wikitext text/x-wiki [[Mujeki]] kana [[sika]] (Standing stone). Mujeki idombo rinodzikwa rakamira pangava panzvimbo semucherechedzo we[[mhiko]] kana [[chitenderano]] kana kuratidza pakavigwa munhu pane rinda. Kune zita remhuri rinonzi [[Mucheki]], zvichida rinotodzana neiro rinoti [[mujeki]]? ==Kurerutsa Mutauro== *[[Sika]] (pillar, standing stone) iri izwi rinoreva shongwe - (kubva ku[[Bhaibheri]] re[[ChiNdau]] Esther 1:6 ..... dzakasungirwa ku[[sika]] dze[[mabwe|mapuwe]]. *Neiri [[Mabwe|buwe]] rendadzimika kuita [[sika]], rinozoita mhatso yaMwari: This stone that I’ve set up as a '''sacred pillar''' will be God’s house (''Genesis 27:'', [[Bhaibheri]] re[[ChiNdau]]). *Ndini Mwari waBhethueri, apo powakadzodza [[sika]] :I am the God of Beit-El, where you anointed a '''standing-stone''' with oil. (''Genesis 27:'', [[Bhaibheri]] re[[ChiNdau]]). *Jakob wakatora buwe, akaridzimika kuita [[mujeki]]: took a stone and set it upright as a '''standing-stone'''. (''Genesis 31:45'', [[Bhaibheri reChiNdau]]). *Jakob wakadzimika [[mujeki]] paiba rake, uwo unozwi mujeki we[[iba]] raRachel nanhasi: Jacob set up a '''standing-stone''' on her grave; it is the standing-stone of Rachel’s grave to this day. ==Mamwe Mazwi== *[[Mujeki]] (signal, banner, flag) apa kureva [[mureza]]. *Unozomirudzira marudzi [[mujeki]], naye unozoshonganisa vakarashwa vaIsraeri... : God will raise a '''signal''' for the nations and gather the outcast men of Israel. (Isaiah 11:12, [[Bhaibheri reChiNdau]]). *Emesai [[mujeki]] padera pomutunhu usina chiro, daidzirai kwevari, [[koperai]] ngenyara kuti vapotere kumisiwo yevakuru: On a bare mountain raise a '''signal'''. cry aloud to them; '''wave''' a hand; let them enter the officials’ gates. (Isaiah 13:2, [[Bhaibheri reChiNdau]]). ==Mitauro yeBantu== *[[MaZulu]] vanoti '''insika''' kana '''izinsika''' (1. Pillar, upright post, pole. 2. Mainstay, support, buttress) kureva [[sika]]. *[[MaZulu]] vanoti '''insika''' kana '''izinsika''' (3. One of a body of chief councillors). *[[Lubukusu]] vanoti '''éenjeko''' (n. post, pillar, pole (e.g., to support bananas on tree, in the framework of the walls of a house), support, upright, stud, mast). [[Category:Tsika]] nvka4axjt980a0wgt02i2nrlrsmkmia Kutsamira 0 14690 114990 109476 2026-11-08T15:50:08Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114990 wikitext text/x-wiki Kutsamira (to lean on) zvinoreva kumira kana kugara wakazendama pane chimwe chinhu chakadai semadziro, dombo kana muti. ==Mamwe Mazwi== *[[Mutsamiro]] kana [[mutsago]] (pillow). *[[Kuzendama]] *[[Kuzembera]] *[[Kutseyama]] ==Mitauro yeBantu== *[[VaYao]] vanoti msamilo (pillow) vachireva [[mutsamiro]]. [[Nyanja]] vanoti mtsamiro (a pillow). *[[Nyanja]] inoti kutsamira (to lean against, to lean upon; to lean ones head upon a pillow). *[[Nyanja]] inoti kutseama kana kuseama (to lean, recline; lean to one side). *[[VaWabo]] vanoti musameelo (support) kureva mutamiro. Vanobva vati osameela (lean against). *[[VaMakua]] vanoti mshamiro kureva [[mutsamiro]]. [[Tshiluba]] inoti musamu kureva [[mutsamiro]]. *[[VaTaabwa]] vanoti musamino & museo & kamuseo (n. pillow) kureva [[mutsamiro]]. s2ss34sksfwhc621mcyayjz7taptawm Shezhu 0 15566 114985 113069 2026-11-08T15:30:42Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114985 wikitext text/x-wiki Tsoro kana [[shezhu]] imhando yeshiri inowanikwa mu[[Zimbabwe]] inonzi inokwanisa kutungamira vanhu muasango kuenda pane [[huchi]]. *[[Tsoro, Shiri|Tsenzi]] inogara yadziya. The honey-guide gets settled when it is satisfied. ==Mitauro yeBantu== *[[VaMambwe]] vanoti lusolo (the honey-guide) kureva tsoro. *[[VaTaabwa]] vanoti kasebu (the honey-guide) kureva tsoro. *[[Bushong]] vanoti shola (v. to appear, be seen, be conspicuous, show one’s self, be found). *[[Bushong]] vanoti shola (come into view or sight, emerge from hidden or secluded place). [[Category:Shiri]] 0qz4hgbzrt5z41slke39a8ypvcor7t9 Karemwaremwa 0 16072 114989 112720 2026-11-08T15:47:01Z JayMezza 20555 114989 wikitext text/x-wiki [[File:Wikipedia-Bats-001-v01.jpg|thumb|'''Zviremwaremwa''' {| ! colspan="2" |[[Hupango muSainzi]] |- |[[Muvuso (ruambamhenyu)|Muvuso]]: |[[Umhuka]] (Animalia) |- |[[Faramu]]: |[[Kodhata]] (Chordata) |- |[[Musaku (ruambamhenyu)|Musaku]]: |[[Dzinoyamwisa]] (Mammalia) |- |''[[Bazu]]'': |[[Dzine svada]] (Scrotifera) |- |[[Raya]]: |'''Muremwaremwa''' (Chiroptera)<small>Blumenbach, 1779</small> |- ! colspan="2" |[[Raya|Raya-zasi]] |- | colspan="2" |(Ekare): * [[Zviremwaremwa zvihombe]] (Megachiroptera) * [[Zviremwaremwa zviduku]] (Microchiroptera) ----(Anhasi): * [[Yiniremwaremwa]] (Yinpterochiroptera) * [[Yen'iremwaremwa]] (Yangochiroptera) |} [[File:Bat range.png|none|thumb]]Mepu ye magoverwo ezviremwaremwa pasirose]] '''Karemwaremwa''' (ku [[Chingezi]]: bat) '''chiremwaremwa'''<ref>{{Cite web |title=Archive copy |url=https://vashona.com/en/dictionary/en/bat |accessdate=2021-08-30 |archive-date=2021-08-30 |archive-url=https://web.archive.org/web/20210830035216/https://vashona.com/en/dictionary/en/bat |deadurl=yes }}</ref> kana '''muremwaremwa'''<ref>{{Cite web |title=Archive copy |url=https://vashona.com/en/dictionary/sn/muremwaremwa |accessdate=2021-08-30 |archive-date=2021-08-30 |archive-url=https://web.archive.org/web/20210830035215/https://vashona.com/en/dictionary/sn/muremwaremwa |deadurl=yes }}</ref><ref>https://ufdc.ufl.edu/AA00000228/00001/40?search=bat</ref> ==Mitauro yeBantu== *[[VaWabo]] vanoti muleema (n. bat) kureva karemwaremwa? *[[Baila]] vanoti '''shimudima''' (a kind of bat) kureva karemwaremwa? *[[VaSena]] vanoti '''nyakalemwalemwa''' (n. Bat). *[[VaTaabwa]] vanoti kasuswa (n. bat) kureva [[karemwaremwa]]. == Mabviro eruzivo == pz53b00r0rieoinapaavfffg5bycqic Masuku sezita 0 20666 114987 112909 2026-11-08T15:42:02Z JayMezza 20555 114987 wikitext text/x-wiki Masuku izita rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ari pedyo: [[Tsuku sezita]], [[Mashuku sezita]]; [[Kasuku sezita]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Chewa]] inoti masuku (wild fruit the [[msuku]] tree - is the size of a plum) kureva [[mashuku]]. *[[Umbundu]] inoti kusuka (adj. red) kureva [[hutsvuku]]. *[[MaZulu]] vanoti ilisuku kana amasuku (Day: (i) period of twenty-four hours; (ii) period of daylight.) kureva [[musi]] kana [[muswere wezuva]]. *MaZulu vanoti amasuku (Days, lifetime) kureva [[misi]] kana [[mazuva ehupenyu]]. *[[Nyungwe]] vanoti masuku (n. breasts) kureva [[mazamu]]. *[[VaWanga]] vanoti omusuku (foreigner; enemy; one not of ones own clan and therefore a possible husband or wife; enemy thing e.g snake). *[[Umbundu]] inoti suku kana masuku (n. room or rooms) kureva [[rhumu]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 13nixb7tjry34eyy6ev0uolzwb3ozkn Ungamo:Mhanzi 0 21018 114995 112009 2026-11-08T16:25:22Z JayMezza 20555 Replaced content with " Mhanzi inodarika kuridza zviridzwa nekuyimba inosanganisa wo, kunyora nziyo (rwiyo paumwechete). [[Rwiyo|Nziyo]] ndiro shoko rinoshandiswa kureva mhando yezvizvarwa zvinobuditswa pakusikwa kwemhanzi uye ndiyo nzira yemhanzi inofarirwa zvikuru nevanhu. Munhu anonyora mhanzi unotsi munyori wenziyo uye, zvinyorwa zvake zvinonzi [[rutsaranziyo]] (kureva ''lyrics'') paruzhinji, asi rutsararwiyo (''pamwe''). Paunjee mhanzi inotsanangurwa se[[useza]] unoronganiswa musin..." 114995 wikitext text/x-wiki Mhanzi inodarika kuridza zviridzwa nekuyimba inosanganisa wo, kunyora nziyo (rwiyo paumwechete). [[Rwiyo|Nziyo]] ndiro shoko rinoshandiswa kureva mhando yezvizvarwa zvinobuditswa pakusikwa kwemhanzi uye ndiyo nzira yemhanzi inofarirwa zvikuru nevanhu. Munhu anonyora mhanzi unotsi munyori wenziyo uye, zvinyorwa zvake zvinonzi [[rutsaranziyo]] (kureva ''lyrics'') paruzhinji, asi rutsararwiyo (''pamwe''). Paunjee mhanzi inotsanangurwa se[[useza]] unoronganiswa [[musindo]] kusika usanganiso we chiumbiko, [[hhamoni]], [[chimbo]] (kureva ''melodhi''), [[rhidhimu]] kana [[Vonikwo|vonikwo (kontenti)]] yokurakidza zviri mumoyo. ([[Mimhanzi|werengai zvakadzama...]]) [[Category:Mwingamo yose]] [[Category:Mhanzi]] fszwu9y25eey1nxt3148mq012oyc8ga 114996 114995 2026-11-08T16:26:42Z JayMezza 20555 114996 wikitext text/x-wiki Mhanzi inodarika kuridza zviridzwa nekuyimba inosanganisa wo, kunyora nziyo (rwiyo paumwechete). [[Rwiyo|Nziyo]] ndiro shoko rinoshandiswa kureva mhando yezvizvarwa zvinobuditswa pakusikwa kwemhanzi uye ndiyo nzira yemhanzi inofarirwa zvikuru nevanhu. Munhu anonyora mhanzi anonzi munyori wenziyo uye, zvinyorwa zvake zvinonzi [[rutsaranziyo]] (kureva ''lyrics'') paruzhinji, asi rutsararwiyo (''pamwe''). Paunjee mhanzi inotsanangurwa se[[useza]] unoronganiswa [[musindo]] kusika usanganiso we chiumbiko, [[hamoni]], [[chimbo]] (kureva ''melodhi''), [[rhidhimu]] kana [[Vonikwo|vonikwo (kontenti)]] yokurakidza zviri mumoyo. ([[Mimhanzi|werengai zvakadzama...]]) [[Category:Mwingamo yose]] [[Category:Mhanzi]] 435d4kl7fgq7nuga6kaqn40idqf67ac Musiniwa sezita 0 25023 114994 114112 2026-11-08T16:19:48Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 114994 wikitext text/x-wiki Musiniwa izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Taabwa]] inoti kusinika (v. to show; point, display; exhibit). *[[Taabwa]] inoti kusinika (v. to point with a finger) kunongedza nemunwe. *[[Taabwa]] inoti kusinizya (v. to beckon someone with a finger). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 4z2ndvfmt95wwxzzd9e6oc3k41d3oo2 Kapere sezita 0 25221 114983 2026-11-08T15:18:00Z JayMezza 20555 Created page with "Kapere izita remhuri rinowanikwa mu[[Uganda]]; [[Zambia]]. *Mazwi ari pedyo: [[Chipere sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana '''zvachose''' nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Taabwa]] inoti kapere (n. turtle dove (Tutur capriocola)) kureva njiva. [[Category:Mazita eVanhu muUganda]] [[Category:Mazita eVanhu kuEast Africa]]" 114983 wikitext text/x-wiki Kapere izita remhuri rinowanikwa mu[[Uganda]]; [[Zambia]]. *Mazwi ari pedyo: [[Chipere sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana '''zvachose''' nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Taabwa]] inoti kapere (n. turtle dove (Tutur capriocola)) kureva njiva. [[Category:Mazita eVanhu muUganda]] [[Category:Mazita eVanhu kuEast Africa]] bogtam4aahr276e0y0r590fvmkhymub Category:Mazita eVanhu kuEast Africa 14 25222 114984 2026-11-08T15:18:49Z JayMezza 20555 Created page with "Chinyorwa chino chakaunganidza mazita evanhu anowanikwa ku[[East Africa]]." 114984 wikitext text/x-wiki Chinyorwa chino chakaunganidza mazita evanhu anowanikwa ku[[East Africa]]. 5pivksf4gjyc7pwvp1b3gp1dfu1pll1 Kasuku sezita 0 25223 114988 2026-11-08T15:45:27Z JayMezza 20555 Created page with "'''Kasuku''' izita rinowanikwa mu[[Uganda]], ne[[East Africa]]. *Mazwi ari pedyo: [[Tsuku sezita]], [[Mashuku sezita]]; [[Masuku sezita]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[VaSwahili]] vanoti kasuku (n. grey parrot - Psittacus erithacus) kureva mhando yeshiri iyo. *[[VaTaabwa]] vanoti kasuku (n. grey parrot) kureva mhando yeshiri i..." 114988 wikitext text/x-wiki '''Kasuku''' izita rinowanikwa mu[[Uganda]], ne[[East Africa]]. *Mazwi ari pedyo: [[Tsuku sezita]], [[Mashuku sezita]]; [[Masuku sezita]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[VaSwahili]] vanoti kasuku (n. grey parrot - Psittacus erithacus) kureva mhando yeshiri iyo. *[[VaTaabwa]] vanoti kasuku (n. grey parrot) kureva mhando yeshiri iyo. [[Category:Mazita eVanhu muUganda]] 5i2uso51w2cbuqvclrno8gdq4wkanph Mutsamiro 0 25224 114991 2026-11-08T15:51:33Z JayMezza 20555 Created page with "Mutsamiro (pillow) zvinoreva chirukwa chishandiswa kutsigira musoro kana munhu akarara. ==Mitauro yeBantu== *[[VaYao]] vanoti msamilo (pillow) vachireva [[mutsamiro]]. [[Nyanja]] vanoti mtsamiro (a pillow). *[[Nyanja]] inoti kutsamira (to lean against, to lean upon; to lean ones head upon a pillow). *[[Nyanja]] inoti kutseama kana kuseama (to lean, recline; lean to one side). *[[VaWabo]] vanoti musameelo (support) kureva mutamiro. Vanobva vati osameela (lean against)...." 114991 wikitext text/x-wiki Mutsamiro (pillow) zvinoreva chirukwa chishandiswa kutsigira musoro kana munhu akarara. ==Mitauro yeBantu== *[[VaYao]] vanoti msamilo (pillow) vachireva [[mutsamiro]]. [[Nyanja]] vanoti mtsamiro (a pillow). *[[Nyanja]] inoti kutsamira (to lean against, to lean upon; to lean ones head upon a pillow). *[[Nyanja]] inoti kutseama kana kuseama (to lean, recline; lean to one side). *[[VaWabo]] vanoti musameelo (support) kureva mutamiro. Vanobva vati osameela (lean against). *[[VaMakua]] vanoti mshamiro kureva [[mutsamiro]]. [[Tshiluba]] inoti musamu kureva [[mutsamiro]]. *[[VaTaabwa]] vanoti musamino & museo & kamuseo (n. pillow) kureva [[mutsamiro]]. c2otu3qxltwc02s5ules97w89na0p70 Mureza 0 25225 114998 2026-11-08T20:03:48Z JayMezza 20555 Created page with "Mureza (flag) mucheka unosungira pabango uine mavara anocherechedza zvinokoshesa nebato revanhu vakaita mureza wacho. ==Mitauro yeBantu== *[[Taabwa]] vanoti musikiti (n. a tall mast for hoisting a flag). [[Category:Matare emhosva]]" 114998 wikitext text/x-wiki Mureza (flag) mucheka unosungira pabango uine mavara anocherechedza zvinokoshesa nebato revanhu vakaita mureza wacho. ==Mitauro yeBantu== *[[Taabwa]] vanoti musikiti (n. a tall mast for hoisting a flag). [[Category:Matare emhosva]] 9mlb8b2e4ah4a7n6igp0b3l8jr1ailj Rusukira sezita 0 25226 114999 2026-11-08T20:15:44Z JayMezza 20555 Created page with "Rusukira izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Taabwa]] inoti kusuka (v. to have diarrhea) kureva kuita [[manyoka]]. *[[Taabwa]] inoti musuka (v. to be bland). Sokuti: vilyo visukile (bland food). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]" 114999 wikitext text/x-wiki Rusukira izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Taabwa]] inoti kusuka (v. to have diarrhea) kureva kuita [[manyoka]]. *[[Taabwa]] inoti musuka (v. to be bland). Sokuti: vilyo visukile (bland food). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] g1wnbg9e9l0jpb9yhrs5j0vevmc90ny