Wikipedia
snwiki
https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga
MediaWiki 1.48.0-wmf.3
first-letter
Media
Special
Talk
User
User talk
Wikipedia
Wikipedia talk
File
File talk
MediaWiki
MediaWiki talk
Template
Template talk
Help
Help talk
Category
Category talk
TimedText
TimedText talk
Module
Module talk
Event
Event talk
Huku
0
4197
115012
106682
2026-11-09T19:58:06Z
JayMezza
20555
/* Mitauro yeAfrika */
115012
wikitext
text/x-wiki
[[File:Male and female chicken sitting together.jpg|140px|thumb]]
[[Huku]] (chicken in English) ishiri inopfuyiwa pamba inowanikwa Pasirose. kune mhando zhinji dzehuku dzinochengeterwa kuita [[mazai]] uye kudyiwa nyama yadzo. Mwana wehuku anonzi [[nhiyo]].
Nhunzvi yehuku inodanwa kunzi [[mhambo]] kana kuti [[tseketse]], apa kureva huku hadzi yakambokandira mazai ikaita nhiyo.
*[[Jongwe]] kana [[gukurume]] ihuku hono inokwanisa kuzvarisa.
*[[Sekete]] (cage) kureva dendere rinotakurirwa huku.
*[[Kukandira mazai]] (laying eggs) zvinoreva kuburitsa mazai kunoita tseketsa yehuku.
*[[huku|Chitsaka]], [[huku|Chitsake]] (1. Bird's nest 2. Woven nest for poultry, gen suspended below eaves of house) apa kureva chirukwa chinoitirwa huku kuchishandisa huswa kana tumiti. Chirukwa ichi chinoitirwa huku dziri kurindira mazai chinorembedzwa muberere re[[hozi]] kana imba.
*[[Kapupu]], [[mhupu]] kana [[mhupurira]] (Growing fowl, cockrel or pullet). Zvichida ndipo panobva zita rokuti [[Nyakapupu]]?
*[[Chikwere]] kana [[huku|chitata]] (House for poultry) apa kureva [[zumbu]] rehuku. Zvichida ndipo panobva zita rokuti [[Nyamutata]]?
*[[Madororo]] (chicken excreta) kureva tsvina yehuku.
==Tsika==
'''Tsumo''' - Machongwe maviri haakukuridze pamutanda mumwe.
Nyama yehuku kudya kunonaka; huku ndiyo nyama yokuti kana vaenzi vasvika inobayiwa kuchifarirwa vaenzi. Huku dzinokurumidza kuwanda sechifuyo pamba.
==Kurerutsa Mutauro==
*Huku dzangu dzava kukunduka [[manhenga]]: my fowls are losing some feathers.
==Tsumo==
*[[Chitiyo]] kupinda muzai huona mai.
==Mitauro yeAfrika==
*[[Lenje]] vanoti seki (hen) kureva [[huku]]. [[Sangho]] vanoti kondo (hen) kureva [[huku]].
*[[Kinande]] vanoti emitoto kureva [[madororo]] kana [[matoto]] e[[shiri]].
*[[Taabwa]] inoti kibondo kureva [[hukwana]]. [[Igbo]] inoti okuku kureva [[huku]].
*[[Dor]] vanoti ngono kana ᵑgɔ̀nɔ̀ (n. chicken) kureva huku.
*[[Umbundu]] inoti kanduluka, tukuluka (v.a. emerge). Fananidzai nokuti kukandira.
*[[Kimbundu]] inoti kuxorora (n. drip - fananidzai nokuti [[madororo]]) kureva [[kuchururuka]]. *[[Kimbundu]] inoti muxima kureva moyo - [[Chewa]] inoti mutima.
*[[Setswana]] inoti kgogo (hen) kureva [[huku]].
*[[Kikuyu]] inoti nguku (hen) kureva [[huku]].
*[[Sangho]] vanoti tororo (adj. frequently; all at once).
[[Category:Mhuka]]
[[Category:Mazwi eShona anopera na U]]
3iycgtx58ahdh055rhnqp8er9s7xgux
115013
115012
2026-11-09T19:58:48Z
JayMezza
20555
/* Mitauro yeAfrika */
115013
wikitext
text/x-wiki
[[File:Male and female chicken sitting together.jpg|140px|thumb]]
[[Huku]] (chicken in English) ishiri inopfuyiwa pamba inowanikwa Pasirose. kune mhando zhinji dzehuku dzinochengeterwa kuita [[mazai]] uye kudyiwa nyama yadzo. Mwana wehuku anonzi [[nhiyo]].
Nhunzvi yehuku inodanwa kunzi [[mhambo]] kana kuti [[tseketse]], apa kureva huku hadzi yakambokandira mazai ikaita nhiyo.
*[[Jongwe]] kana [[gukurume]] ihuku hono inokwanisa kuzvarisa.
*[[Sekete]] (cage) kureva dendere rinotakurirwa huku.
*[[Kukandira mazai]] (laying eggs) zvinoreva kuburitsa mazai kunoita tseketsa yehuku.
*[[huku|Chitsaka]], [[huku|Chitsake]] (1. Bird's nest 2. Woven nest for poultry, gen suspended below eaves of house) apa kureva chirukwa chinoitirwa huku kuchishandisa huswa kana tumiti. Chirukwa ichi chinoitirwa huku dziri kurindira mazai chinorembedzwa muberere re[[hozi]] kana imba.
*[[Kapupu]], [[mhupu]] kana [[mhupurira]] (Growing fowl, cockrel or pullet). Zvichida ndipo panobva zita rokuti [[Nyakapupu]]?
*[[Chikwere]] kana [[huku|chitata]] (House for poultry) apa kureva [[zumbu]] rehuku. Zvichida ndipo panobva zita rokuti [[Nyamutata]]?
*[[Madororo]] (chicken excreta) kureva tsvina yehuku.
==Tsika==
'''Tsumo''' - Machongwe maviri haakukuridze pamutanda mumwe.
Nyama yehuku kudya kunonaka; huku ndiyo nyama yokuti kana vaenzi vasvika inobayiwa kuchifarirwa vaenzi. Huku dzinokurumidza kuwanda sechifuyo pamba.
==Kurerutsa Mutauro==
*Huku dzangu dzava kukunduka [[manhenga]]: my fowls are losing some feathers.
==Tsumo==
*[[Chitiyo]] kupinda muzai huona mai.
==Mitauro yeAfrika==
*[[Lenje]] vanoti seki (hen) kureva [[huku]]. [[Sangho]] vanoti kondo (hen) kureva [[huku]].
*[[Kinande]] vanoti emitoto kureva [[madororo]] kana [[matoto]] e[[shiri]].
*[[Taabwa]] inoti kibondo kureva [[hukwana]]. [[Igbo]] inoti okuku kureva [[huku]].
*[[Dor]] vanoti ngono kana ᵑgɔ̀nɔ̀ (n. chicken) kureva huku.
*[[Umbundu]] inoti kanduluka, tukuluka (v.a. emerge). Fananidzai nokuti kukandira.
*[[Kimbundu]] inoti kuxorora (n. drip - fananidzai nokuti [[madororo]]) kureva [[kuchururuka]].
*[[Kimbundu]] inoti muxima kureva moyo - [[Chewa]] inoti mutima.
*[[Setswana]] inoti kgogo kureva [[huku]]. [[Kikuyu]] inoti nguku (hen) kureva [[huku]].
*[[Sangho]] vanoti tororo (adj. frequently; all at once).
[[Category:Mhuka]]
[[Category:Mazwi eShona anopera na U]]
h18yvvwwrqzlz4ijh81svrvzxt8zukr
115014
115013
2026-11-09T19:59:54Z

*[[Dor]] inoti ngono (n. chicken) kureva huku. [[Sangho]] inoti tororo (frequently; all at once).
*[[Umbundu]] inoti kanduluka, tukuluka (v.a. emerge). Fananidzai nokuti kukandira.
*[[Kimbundu]] inoti kuxorora (n. drip - fananidzai nokuti [[madororo]]) kureva [[kuchururuka]].
*[[Kimbundu]] inoti muxima kureva moyo - [[Chewa]] inoti mutima.
*[[Setswana]] inoti kgogo kureva [[huku]]. [[Kikuyu]] inoti nguku (hen) kureva [[huku]].
[[Category:Mhuka]]
[[Category:Mazwi eShona anopera na U]]
q7m39fvlg1dq1j8kskx31q8ixfhk1q3
Mupandenyama
0
16666
115006
76003
2026-11-09T19:46:51Z
JayMezza
20555
Replaced content with "*[[Mupandenyama sezita]] *Mupandenyama {{Kujekesa}}"
115006
wikitext
text/x-wiki
*[[Mupandenyama sezita]]
*Mupandenyama
{{Kujekesa}}
jig6rrvq98u5jcmvz7efau62xvkhcxd
115008
115006
2026-11-09T19:49:18Z
JayMezza
20555
115008
wikitext
text/x-wiki
*[[Mupandenyama sezita]]
*Mupandenyama
*Mupandenyama Chiweshe, Mashonaland Central kune [[chikoro]] che[[St Albans, Chiweshe]].
{{Kujekesa}}
p0kchs50u261t0ouqq2wr9klmqioyl0
Kukura
0
24837
115000
113116
2026-11-09T15:57:36Z
JayMezza
20555
115000
wikitext
text/x-wiki
*[[Kukura kwezvinhu]] (to grow, growth).
*[[Kukura marara]] (to scrape or rake trash).
==Mitauro yeAfrika==
*[[Taabwa]] vanoti kupana (v. to grow morally) vachireva kukura pahunhu.
*[[Taabwa]] vanoti kutana (v. to grow morally, (become large/fat)).
*[[Taabwa]] vanoti kukumana (v. To grow (in extent/expand).
{{Kujekesa}}
klwwqf9058s4s6tvhick793kv41wiqx
Kapono sezita
0
25227
115001
2026-11-09T16:16:43Z
JayMezza
20555
Created page with "Kapono izita remhuri rinowanikwa mu[[Hawaii]] ne[[Zambia]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[ChiHawayi]] vanoti kapono (n. the good one; rightoeus, goodness, virtue) kureva mururami. *[[VaHawayi]] vanoti kupono (n. Upright, honest, decent, proper, appropriate, rightful, reliable, worth, merit). *[[VaHawayi]] vanoti pono (n. good, up..."
115001
wikitext
text/x-wiki
Kapono izita remhuri rinowanikwa mu[[Hawaii]] ne[[Zambia]].
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya.
*[[ChiHawayi]] vanoti kapono (n. the good one; rightoeus, goodness, virtue) kureva mururami.
*[[VaHawayi]] vanoti kupono (n. Upright, honest, decent, proper, appropriate, rightful, reliable, worth, merit).
*[[VaHawayi]] vanoti pono (n. good, upright, or righteous).
[[Category:Mazita eVanhu muHawaii]]
[[Category:Mazita eVanhu muZambia]]
ckag9rii96gpx9i89347xnk8afalo3d
Category:Mazita eVanhu muHawaii
14
25228
115002
2026-11-09T16:17:53Z
JayMezza
20555
Created page with "Chinyorwa chino chakaunganidza mazita evanhu anowanikwa ku[[Hawaii]]. Regai tione kuti pane akafana nemazita ekuno ku[[Afrika]]."
115002
wikitext
text/x-wiki
Chinyorwa chino chakaunganidza mazita evanhu anowanikwa ku[[Hawaii]]. Regai tione kuti pane akafana nemazita ekuno ku[[Afrika]].
snh5u82st15uaphbfhve83w91ihixrt
ChiHawayi
0
25229
115003
2026-11-09T16:19:11Z
JayMezza
20555
Created page with "ChiHawayi mutauro unowanika kuchitsuwa che[[Hawaii]] chiri kuUSA. ==Mamwe Mazwi=="
115003
wikitext
text/x-wiki
ChiHawayi mutauro unowanika kuchitsuwa che[[Hawaii]] chiri kuUSA.
==Mamwe Mazwi==
d3mrclqt421h294q6ngnbwpa0r7oome
115004
115003
2026-11-09T16:20:13Z
JayMezza
20555
115004
wikitext
text/x-wiki
ChiHawayi mutauro unowanika kuchitsuwa che[[Hawaii]] chiri kuUSA.
==Mamwe Mazwi==
*[[VaHawayi]] vanoti kupono (n. Upright, honest, decent, proper, appropriate, rightful, reliable, worth, merit).
*[[VaHawayi]] vanoti pono (n. good, upright, or righteous).
r8qxppumxkm3fiuhx7z7t9n8lrmfg61
VaHawayi
0
25230
115005
2026-11-09T16:20:36Z
JayMezza
20555
Redirected page to [[ChiHawayi]]
115005
wikitext
text/x-wiki
#REDIRECT [[ChiHawayi]]
ealucttv7jo4aj50wzvf2kots87x50k
Mupandenyama sezita
0
25231
115007
2026-11-09T19:48:08Z
JayMezza
20555
Created page with "Mupandenyama izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mamwe Mazwi== *[[Nyamapanda]] (the place where roofing poles are found, or the place that divides, or the place of Chief Mapanda). *Rupande (a section, a division, a fraction) zvinoreva chikamu chenzvimbo kana chinhu chiri kurehwa. *Kupandana (Go apart, go in different directions) zvinoreva kuparadzana. *Mapanda mapango anoshandiswa pakuvaka anotakura huremu hwedenga remba. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]"
115007
wikitext
text/x-wiki
Mupandenyama izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
==Mamwe Mazwi==
*[[Nyamapanda]] (the place where roofing poles are found, or the place that divides, or the place of Chief Mapanda).
*Rupande (a section, a division, a fraction) zvinoreva chikamu chenzvimbo kana chinhu chiri kurehwa.
*Kupandana (Go apart, go in different directions) zvinoreva kuparadzana.
*Mapanda mapango anoshandiswa pakuvaka anotakura huremu hwedenga remba.
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
lvn7lcl15452r7ee0mnungn28wowzkj
115009
115007
2026-11-09T19:50:04Z
JayMezza
20555
/* Mamwe Mazwi */
115009
wikitext
text/x-wiki
Mupandenyama izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
==Mamwe Mazwi==
*Rupande (a section, a division, a fraction) zvinoreva chikamu chenzvimbo kana chinhu chiri kurehwa.
*Kupandana (Go apart, go in different directions) zvinoreva kuparadzana.
*Mapanda mapango anoshandiswa pakuvaka anotakura huremu hwedenga remba.
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
r4ktkuzupgrvw9ly5bjfqh8dk8x8l23
115011
115009
2026-11-09T19:54:24Z
JayMezza
20555
115011
wikitext
text/x-wiki
Mupandenyama izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
==Mamwe Mazwi==
*Rupande (a section, a division, a fraction) zvinoreva chikamu chenzvimbo kana chinhu.
*Kupandana (Go apart, go in different directions) zvinoreva kuparadzana.
*Mapanda mapango anoshandiswa pakuvaka anotakura huremu hwedenga remba.
==Mitauro yeAfrika==
Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
*[[VaTaabwa]] vanoti mupanda (n. Kneader) kureva mukanyi.
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
bqu6atpn845iiv1sq8l69p2bxzvy4zx
Nyamapanda
0
25232
115010
2026-11-09T19:51:44Z
JayMezza
20555
Created page with "*[[Nyamapanda sezita]] *Nyamapanda (the place where roofing poles are found, or the place that divides). *Nyamapanda (n. or the place of Chief Mapanda). {{Kujekesa}}"
115010
wikitext
text/x-wiki
*[[Nyamapanda sezita]]
*Nyamapanda (the place where roofing poles are found, or the place that divides).
*Nyamapanda (n. or the place of Chief Mapanda).
{{Kujekesa}}
a0izn4digj86npfl9qpdgraduuz2f9j
Mukungatu sezita
0
25233
115015
2026-11-09T20:05:38Z
JayMezza
20555
Created page with "Mukungatu izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Taabwa]] inoti kukunga (v. raid; conduct a raid). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]"
115015
wikitext
text/x-wiki
Mukungatu izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya.
*[[Taabwa]] inoti kukunga (v. raid; conduct a raid).
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
72z9gtvi2nccq1u839la4xbdea4yrb1
Chikorowondo sezita
0
25234
115016
2026-11-10T01:58:09Z
JayMezza
20555
Created page with "Chikorowondo izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Taabwa]] inoti kikolobondo (n. pigeon trough). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]"
115016
wikitext
text/x-wiki
Chikorowondo izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya.
*[[Taabwa]] inoti kikolobondo (n. pigeon trough).
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
i99zy6g6w0yvb814rvacxco8d7iq7kx