Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.47.0-wmf.3 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Event Event talk Hove 0 4094 113481 104492 2026-05-20T20:11:34Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113481 wikitext text/x-wiki [[File:Scsco u0.gif|300px|right]] Shoko rokuti hove (''fish'' in English) rinoreva mhuka dzinorarama mumvura dzisina makumbo uye dzinorarma mumvura chete dzisingabude kunze kwemvura. Mhando dzehove dziriko dzakawanda. Mhando idzi dzinosanganisira [[gwaya]], [[jenya]], [[muramba]], [[zitye]], [[mukunga]] nedzimwewo. Kune dzinogara mu[[rwizi]] ne[[nyanza]] mumvura isina [[munyu]], koitawo dzinogara mu[[gungwa]] kune mvura ine munyu. [[Mudungiro]], [[mutungira]] kana [[mudururu]] (Fishing Stringer, or string for carrying fish) chitambo kana cheni inotungirwa hove dzaredzwa kuti dzitakurike. Tambo iyi inopinzwa nemukanwa me[[hove]] yobuda nekumativi kunofema nako hove. *[[Gwezvo]] kana [[makwezvo]] ( Bait to attract fish, mice or birds) apa kureva dyiro rinokwezva hove, shiri kana mbeva. Vatauri veChiManyika vanoti [[hwambo]]. *[[Kubvuwa]] kana [[hove|kubvua]] (to fish with net). [[Hove|Kubvuwira]] kana [[kubvuira]] (to fish into net). *[[Chikwande]] (scale of fish). *[[Dakashwa]] (fish gill).r *[[Chimbi]] (Lower fin pectoral, pelvic and anal of fish.). Izwi rokuti [[bakayau]] rinobva kuchi[[Portuguese]] chinoti bacalhau -dried fish. ==Tsumo== * Simba rehove riri mumvura. *Hove dzinokwira dzine [[muronga]]. *[[Madeverangwena]] anoita [[gundikumwe]]: the [[deverangwena]] fish move as one. *[[Gundukumwe]] kana mukumbumumwe (l. Sheeplike behaviour - all following leader; 2. Clannish behaviour) apa kureva tsika yokuti boka rose rinoenda kwaenda mutungamiri mukuita nokutsigirana naye - imwe nguva vanhu vasingataire kuti mutungamiri anotadza. ==Mhando dzeHove== *[[Cheni_(Hove)|Cheni]] (Tiger fish) kureva [[mucheni]] kana [[muranga_(Hove)|muranga]]. Kune zita remhuri rinonzi [[Nyamuranga]]. *[[Chimungonzvi]] kana [[makonzvi]] (Fish: Small, barbel). *[[Mukunga]] (the eel). ==Mitauro yeBantu== *[[Bemba]] inoti isabi (n. fish) kureva [[hove]]. [[Venda]] inoti khovhe (n. fish) kureva [[hove]]. *[[VaTaabwa]] vanoti kupala (n. to clean and scale fish) kureva [[kupara hove]]. *[[Chewa]] vanoti vuwa (to fish with a net in various ways). VaChewa vanoti malakalaka (gills). *[[Chuwabo]] vanoti mbilri (n. fish) kureva [[hove]]. [[Nsenga]] inoti '''sawi''' (n. fish) kureva [[hove]]. *[[Nyanja]] inoti kutseruka, kuseruka (to come up the river; to come over the bank of a river). *[[Nyanja]] inoti kuseluka (to come up to the surface of; to separate from that which is below). *[[Sangho]] inoti '''makobe''' (n. fish) kureva [[hove]]. [[Sagara]] vanoti somba (n. fish) kureva [[hove]]. *[[Chuabo]] vanoti '''mbilri''' (n. fish) kureva [[hove]]. [[Herero]] inoti '''rauka; punduka; punda''' (v. descend; go downward). ==Kutsetsenura English== *Anadromous fish migrate from the sea up (Greek: ἀνά ana, "up" and δρόμος dromos, "course") into fresh water to spawn, such as salmon, striped bass, and the sea lamprey. *Catadromous fish migrate from fresh water down (Greek: κατά kata, "down" and δρόμος dromos, "course") into the sea to spawn, such as eels. [[Category:Dzemuzongoza]] hah7uc8zj7pjbavrt3xdh611igf54rj Nhunzi 0 4416 113493 110242 2026-05-20T21:03:39Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113493 wikitext text/x-wiki [[File:Musca domestica September 2007-1.jpg|thumb|250px]] '''Nhunzi''' kapembenene kanowanikwa Pasirose kanowanikwa mudzimba uye munzvimbo dzinogara vanhu. Nhunzi inotakura [[zvirwere]].mwana wacho anonzi nhunzana. Nhunzi inokura kuita 8-12mm, uye nzvari dzakakura pane mikono yacho. ==Kurerutsa Mutauro== *Nhunzi dzinomhumha pamurwi wo[[rukweza]] - apa kureva kumomotera ronda. ==Mitauro yeBantu== *[[Herero]] inoti '''-pumura''' (v. hit). *[[VaTaabwa]] vanoti kupumaula (v. To strike, to hit violently) vachireva [[kupumha]]. [[Category:mhuka]] [[Category:Mazwi anotanga na Nh]] qwcca49m1hfw6c4ikwza6012uxn81j8 113494 113493 2026-05-20T21:04:10Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113494 wikitext text/x-wiki [[File:Musca domestica September 2007-1.jpg|thumb|250px]] '''Nhunzi''' kapembenene kanowanikwa Pasirose kanowanikwa mudzimba uye munzvimbo dzinogara vanhu. Nhunzi inotakura [[zvirwere]].mwana wacho anonzi nhunzana. Nhunzi inokura kuita 8-12mm, uye nzvari dzakakura pane mikono yacho. ==Kurerutsa Mutauro== *Nhunzi dzinomhumha pamurwi wo[[rukweza]] - apa kureva kumomotera ronda. ==Mitauro yeBantu== *[[Herero]] inoti '''-pumura''' (v. hit). *[[VaTaabwa]] vanoti kupumaula (v. To strike, to hit violently) vachireva kupumha. [[Category:mhuka]] [[Category:Mazwi anotanga na Nh]] nqiqwxjsk3gvblfkcxi4mols7rpy3d2 Chindori 0 4941 113495 70790 2026-05-20T21:09:38Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113495 wikitext text/x-wiki [[File:Chastity ring.JPG|thumb|250px]] '''Chindori''' (ring for finger) chiumbwa chakaita [[denderedzwa]] chiopfekwa se[[chishongo]] pamunwe. Kune mhando dzezvindori dzakasiyana dzinosanganisira: chindori che[[muchato]], che[[vimbiso yewanano]], nezvimwewo. Vazhinji vanokoshesa kuti chindori chinge chakagadzirwa ne[[simbi]] inodhura yakaita se gold kana platinum. Vamwewo vanoda chindori chakashongwa nematombo anodhura anoti: diamond, sandawana, amethyst nezvimwewo. Mazuvano zita rinonyanya kushandiswa nderekuti [[rhingi]]. *[[Ndandazi]] (ring, signet ring) apa kureva [[rhingi]] ku[[ChiNdau]]. ==Kurerutsa Mutauro== *''Esther 3:10'', Ndizvo mambo waka[[dusa]] [[ndandazi]] yake kubva mu[[nyara]] yake: So the king took his signet ring from his finger. (kubva mu[[Bhaibheri]] re[[ChiNdau]]). ==Mitauro yeBantu== *[[VaHaya]] vanoti '''empeta''' (ring) vachireva [[rhingi]]. *[[Mang'anja]] vanoti '''mpete''' (n. ring) vachireva [[rhingi]]. *[[VaTaabwa]] vanoti '''mbara minwe''' (n. ring) vachireva [[rhingi]]. [[Category:tsika]] hypz98u96bots9ikf7mu6ygo6y4f67x Kupura 0 5232 113492 112283 2026-05-20T21:00:46Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113492 wikitext text/x-wiki [[Kupura]] (''threshing'' in English) inzira inoshandiswa kupatsanura tsanga dzezvirimwa kubva ku[[muguri]], kana kubva kumwonzora wacho unotakura tsanga. Kupura idanho rinoitwa kana zvirimwa zvakohwehwa mushure mokunge zvaoama, uye danho iri rinotangira [[kuwurutsa]] mbeu. [[Mashangura]] (Gleanings from threshing) kana [[matsangura]]; [[tsangwa]] zvinoreva chibage chekusunza panzvimbo inopurirwa. ==Mitauro yeBantu== *[[Maconde]] vanoti kupulula (v. thresh; strike, beelt, thrash) vachireva [[kupura]]. *[[Nyakyusa]] inoti '''puula''' (thresh) kureva [[kupura]]. Zulu inoti '''bula''' (thresh corn) kureva [[kupura]]. *MaZulu vanoti '''ukubula amabele''' (to thresh millet) kureva [[kupura]] rukweza. *MaZulu vanoti '''isibulo''' (Flail, stick for beating anything as for threshing corn) vachireva [[mhuro]]. *MaZulu vanoti '''umbuli''' (One who threshes corn) vachireva [[mupuri]]. *[[VaTaabwa]] vanoti kupula (v. thresh corn, sorghum, beans etc) vachireva [[kupura]] zvirimwa. ==Dariro reMifananidzo== <gallery> 15th-century painters - Folio of a Breviary - WGA15894.jpg|Varume vari kupura kuEurpoe chinyakare Threshing-with-flail-RSJ.jpg|Threshing with hand flails, Great Britain, c.&nbsp;1750. Image from c.&nbsp;1875. Rhof-flegeldreschen.ogv|Irreler Bauertradition shows threshing by hand. [[Roscheider Hof Open Air Museum]]. Threshing place, Santorini, Greece.jpg|Pachipuriro [[Santorini]], Greece Ludovic Basarab - La treierat.jpg|[[Ludovic Bassarab]]'s ''La treierat'' ("Threshing"), showing peasants in [[Romanian dress]] around a [[combine harvester]] Threshing_rice_by_hand_320x180.ogv|Threshing rice by hand ([[:File:Threshing rice by hand 1920x1080.ogv|view in Full HD]]) Threshing in Gumuara.jpg|Threshing in [[Gumuara]] ([[Ethiopia]]) Harvest.ogv|Threshing with [[yak]]s in [[Astore District|Astore]], [[Gilgit-Baltistan]] Wheat Threshing Demo at Goessel Threshing Days in Goessel, Kansas.jpg|Wheat threshing demonstration at Goessel Threshing Days in [[Goessel, Kansas]], 2010 Petrol powered threshing machine in Hainan - 01.ogv|Video yekupura mupunga nemuchina ku [[Hainan]], China Agriculture of Bangladesh 10.jpg|Kupura mupunga nemuchina, [[Bangladesh]] </gallery> [[Category:kurima]] o4pd1jjyd2rsb0zgybzd59cb9lt7ckm Kuswedera 0 5597 113483 92600 2026-05-20T20:23:01Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113483 wikitext text/x-wiki Shoko rokuti '''kuswedera''' (move closer, converging) rinoreva kusvika pedyo, nhambwe iri pakati pezvinhu zviviri zviri kutaurwa pamusoro pazvo ichiita diki. Kuswedera hakuneyi kuti zviri kuswedera kubva divi ripi, chero [[nhambwe]] iri kuita diki chete. *[[Kukwedzera]] (approach, move closer). Shoko iri richange rakakosha pakuturikira inonzi '''convergence''' ku[[English]], rinova shoko rinoreva kusvika pedyo nepedyo kuri kuita nzira dziri kuteverwa nezvinhu. ==Kurerutsa Mutauro== *Rega kuswedera pajinga pangu: do not come near me. *.. Ndizvo Esita waka[[kwedzera]] pasinde..: ... Then Esther approached.. (''Esther 5:2'', [[Bhaibheri]] re[[ChiNdau]]). *Nebuchadnezzar [[wakakwedzera]] pamusiwo wechoto chikuru chinobaka ngo[[muriro]]: Nebuchadnezzar then '''approached''' the opening of the blazing furnace (''Daniel 3:26'', [[Bhaibheri]] re[[ChiNdau]]). ==Mitauro yeBantu== *[[VaGwere]] vanoti kusembera (move closer) vachireva [[kuswedera]]. *VaGwere vanoti '''kusemberya''' (move something closer) vachireva [[kuswededza]]. *[[Kikongo]] vanoti finika (v. bring near, push close, put near, shift). *[[Kikongo]] vanoti finama (v. get close, be near, close to, adjacent, draw near). *[[Nyanja]] vanoti '''kuyandika''' kana '''kuandika''' (to come near). '''Kuandikitsa''' (to bring near) [[kuswededza]]. *[[VaZigula]] vanoti kusogela (come near) reva [[kuswedera]]. *[[Lozi]] vanoti -sutelela (v.i. to approach, to come near). Sokuti: Sutelela kwanu, come here. *[[VaTaabwa]] vanoti kupala (v. to bring near) reva [[kuswededza]]. [[category:pimanyika]] atopjlvc9uldj1gy1ly6nyahvn9llfe Manhanga 0 5915 113482 105038 2026-05-20T20:17:41Z JayMezza 20555 /* Mazwi ebantu */ 113482 wikitext text/x-wiki [[File:Pumpkins hires2.jpg|right|200px]] [[File:Pumpkin Seeds (matured).jpg|thumb|Mhodzi dzemanhanga]] Nhanga muchero unorimwa mumunda panguva yezhizha. Vamwe vanodya mashizha ayo anozivikana nekuti muboora kana maruva acho anonzi [[mangare]] anenge aneruvara rweyellow. [[Muboora]] unova ndiwo unobereka manhanga unodyarwa kubva mumhodzi dzemanhanga unotambarara woita maruva panova ndipo panozobva manhanga. Nhanga (manhanga kana akawanda) rinobikwa rodyiwa rakadaro kana kuritswanwa roitwa nhopi. Vamwe vano omesa mhodzi vodzikanga vodzvura vogadzira [[mabumbe]]. ==Mamwe Mazwi== *[[Jekera_(remanhanga)|Jekera]] (Small, tender, young pumpkin (added to spinach in much the same way as tomatoes) apa kureva nhanga dete rinochekerwa mumuriwo sezvinoitwa [[madomasi]]. *[[Huvhe_(nhanga)|Huvhe]] kana [[marovhu]] (Pulp surrounding the seeds inside a pumpkin) apa kureva zviya zvinowanikwa zvakakochekera pamhodzi dzemanhanga. Vamwe vanoti rovhu. *[[Kubvengenya]] (shred). *[[Kusesa]] (to scrape pumpkin) zvichireva kupara nhanga. *[[Mugwanda]] (Leaves of pumpkin plant, cooked or to be cooked). *[[Chagwanda]] kana [[mumhare]] (Spinach of dried pumpkin leaves dried without first being boiled). *[[Mhunzi_(Mbeu)|Mhunzi]] kana [[mhodzi]] (seed of pumpkin) kureva mhodzi dze[[manhanga]]. ==Mhando dzeManhanga== *[[Chinyamande]] (variety of Pumpkin). *[[Dzudzi]] kana [[madzudzi]] (Yellow variety of Pumpkin). *[[Mbomboni]], [[mbambunu]] kana [[mbambuni]] (Variety of Pumpkin - large, light coloured, soft skinned). *[[Manga_(Nhanga)|Manga]] (Variety of pumpkin). *Vatauri ve[[Kalanga]] vanoti [[Manhanga|ditima]] (Pumpkin) kureva nhanga. ==Tsumo== *[[Manhanga|Manga]] chena inoparira parere nhema. Apa kureva - the white pumpkin led to the exposure of the black pumpkin. *Nhanga rekugwanzi (nzira) ndimandiparira ngozi. The pumpkin that grows near the pathway leads to misfortune. Apa kureva - Zviito zvakanaka zvemunhu kana pfuma yake zvikabuda pachena zvinowanzokonzera kuvengwa navamwe. *Nhanga rokunze ndimandiparira ngozi. A pumpkin near the roadside invites trouble. *[[Matikiti_(Nhanga)|Matikiti]] anowira vasina hari. Pumpkins abound where there are no pots. *[[Manhanga|Mboko]] chena inoparira pavete nhema. A white pumpkin reveals the place where the black one is lying. ==Mazwi ebantu== *[[MaZulu]] vanoti '''uluthanga''' (pumpkin plant; pumpkin pip or seed) vachireva munhanga. [[Kimbundu]] vanoti '''ritanga''' (n. pumpkin) kureva nhanga. *Zulu inoti '''ubuthumbu''' (The seed centre of fleshy fruit or vegetable) kureva pakati pemuchero pane mhodzi senhanga. *MaZulu vanoti '''umthumbu''' (The centre or pith of a tree stem). *[[VaChewa]] vanoti '''matikiti''' (a kind of water melon). [[VaNyole]] vanoti '''ehirundu''' (n. pumpkin patch). *[[VaTaabwa]] vanoti kupala (n. Peel, remove the skin of a fruit). [[Category:Kubika kweZimbabwe]] 9yb5u8455tl0v9jo66sk9whtptfctmb Ruchiva 0 7031 113489 83797 2026-05-20T20:37:54Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113489 wikitext text/x-wiki Ruchiva (lust) zvinoreva chivi chokutarira chinhu (kana munhu) chisiri chango uchibva wadisa kuti dai chava chako. Munhu anogona kunge ari [[kuchiva]] mukadzi wemunhu kana musikana uyo asina kuroora, uku kungava kuchiva chimiro kana zvimwewo zviri pamunhukadzi. Vakadzi zvakare vanokwanisa kukundwa neruchiva mwoyo yavo ichichiva chimiro kana hupfumi hwemurume kana zvimwewo zviri pavanhurume. Pa[[mirairo gumi yaMwari]] panonzi usachiva. Mutemo wegumi unoti, Usachiva imba yomumwe, usachiva mukadzi womumwe, kana muranda wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chimwe chomumwe. ==Mitauro yeBantu== *[[Baila]] vanoti '''chiwa''' (outer appearance) vachireva [[chitarisiko]] chekunze. *[[Herero]] vanoti '''otyi-vangua''' (n. desideratum - something wanted or needed). [[category:chitendero]] hoe3hf1gq9nn4g1j2n7s7svek7afha5 Kututa 0 8431 113479 97064 2026-05-20T19:37:35Z ~2026-30368-99 20913 113479 wikitext text/x-wiki [[File:Manchester Transport Montage.jpg|thumb|Nzira dzakasiyana-siyana dzekufambisa mu[[Manchester]], England]] Muchinyorwa chino shoko rokuti [[kututa]] (conveyance, carrying away) riri kushandiswa kutakura nhumbi kana [[midziyo]] kubva pazviri kuenda pane imwe nzvimbo. *[[Kututira]] kana [[kututirwa]] (to deposit a burdens that were carried or moved from another place). *[[Kututisa]] kana [[kututa|kututsa]] (cause to carry away; push away). *Mazwi ari pedyo: [[Muchatuta sezita]], [[mututi]]. ==Mitauro yeBantu== *[[Nyanja]] inoti kututa (carry on one's head as a burden; take from one place to another; carry & deposit) kureva kututa. Mamwe mazwi: kututsa (cause to carry & deposit one's burden). *[[Lozi]] inoti mututo (n. habit of moving from one place to another) kureva kugarotuta. Mamwe mazwi: mututi (n. a person moving from one residence to another). *MaZulu vanoti thutheleka (Assemble, gather together at one place ; be collected at; stream along, flow into). lmifula ithutheleka elwandle. (Rivers stream towards the sea). *[[Zigula]] inoti kututa (carry in large numbers going back & forth; to load up; to haul). Mamwe mazwi: kututwa (taken in a large number of loads; loaded in large numbers). *[[MaZulu]] vanoti thutha (Carry away, convey, transport; transfer; evacuate; move house) kureva [[kututa]]. Mamwe mazwi: Intutho (n. Load; cargo; freight. 2. Transport). *[[Kimbundu]] inoti kututa (to charge; carry, transport). [[Sangho]] vanoti tuta (v. gather). [[category:hushangazhi]] b2uj5yhk4fzg3fhjrduzp97t5q63y4o Nhareyamado 0 9861 113480 112068 2026-05-20T19:38:33Z ~2026-30368-99 20913 113480 wikitext text/x-wiki [[File:Nokia 5310 front.jpg|140px|right|thumb|Nhareyamado yerudzi rwe [[Nokia]]]] '''Nhareyamado''' (ku [[Chingezi]]: cellphone; mobile phone) '''nharembozha''' uye '''nharemado''' aimhando yerunhare isina waya dzakabata kwairi inoshanda nemasaisai emhando rwe "[[rhedhiyo]]". Vamwe vanongoti '''nhare''' chete. Shoko rokuti [[nharemado]] rinotoredzera kubva pa[[chizinga]] chinogadzirirwa [[huchi]] ne[[nyuchi]] chine [[mado]] ane kuumbwa kwakaita [[gonyanhanhatu]]. Kushanda kunoita [[nharemado]] ndekwekuti inotambira nokupa mashoko kushongwe iri pedyo. Shongwe dzinopana nokutapurirana mashoko, [[nharemado]] dzotapurirana neShongwe iri pedyo. [[Shongwe dzeNhare]] (Base Station Towers) dzinowumba '''dandira''' reshongwe zhinji dzinopana mashoko. [[Shongwe_(tawa)|Shongwe]] imwe neimwe inenge iri munharaunda mayo; nharaunda idzi ndidzo dziri kudanwa kunzi '''mado'''. Kureva kuti [[dandira_(zvakarongeka)|dandira]] reshongwe ('''network''') rakaumbwa ne[[mado]]. Nharaunda dzeShongwe dzakarongeka nokubatana sokurongeka kungafananidzwa ne[[mado]] ari pa[[chizinga]] chehuchi hwenyuchi. Munzvimbo zhinji, nharaunda yakakomberedza shongwe ine chiumbiko chakaita [[gonyanhanhatu]]. == Mamwe mapeji ekutarisa == * [[iPhone]] * [[Samsung]] * [[Nokia]] * [[Huawei]] * [[Dandira re shongwe]] [[Category:Hushangazhi]] [[Category:Zimbabwe]] chf92qni6sz95ith8tzhibph3gc374b Kupara sezita 0 13247 113475 113474 2026-05-20T17:43:51Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113475 wikitext text/x-wiki '''Kupara''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Vanhu vane zita iri: [[Langton Muvirimi Kupara]] akatungamira Kereke ye[[AFM]] mumakore ekuma 1980; Joel Kupara; Kurai Kupara. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[VaTumbuka]] vanoti '''kuphala''' (to tell) kureva [[kuudza]]. VaTumbuka vanoti '''kuphalira''' (to explain) kureva [[kutsanangura]]. *[[Zigula]] inoti '''kupala''' (to inherit) kureva [[kugara nhaka]]. *[[Mbugwe]] inoti '''para''' (a lot) kureva [[zhinji]]. *[[Zigula]] inoti '''kupala''' (marry - a woman previously married). Sokuti: '''Mpale!''' (Marry her (who was previously married!). *[[VaTaabwa]] vanoti kupala (to sow by scattering the seed) kureva [[kudyara]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] ik1ac1cwqaz79sffmimek2xkija0dcj 113477 113475 2026-05-20T17:46:00Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113477 wikitext text/x-wiki '''Kupara''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Vanhu vane zita iri: [[Langton Muvirimi Kupara]] akatungamira Kereke ye[[AFM]] mumakore ekuma 1980; Joel Kupara; Kurai Kupara. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[VaTumbuka]] vanoti '''kuphala''' (to tell) kureva [[kuudza]]. VaTumbuka vanoti '''kuphalira''' (to explain) kureva [[kutsanangura]]. *[[Zigula]] inoti '''kupala''' (to inherit) kureva [[kugara nhaka]]. *[[Mbugwe]] inoti '''para''' (a lot) kureva [[zhinji]]. *[[Zigula]] inoti '''kupala''' (marry - a woman previously married). Sokuti: '''Mpale!''' (Marry her (who was previously married!). *[[VaTaabwa]] vanoti kupala (to sow by scattering the seed) kureva [[kukusha mbeu]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 7h80xoytv8ha3vfgvsfodo8iuf3qjld Chivaura 0 13367 113497 109388 2026-05-20T21:21:39Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113497 wikitext text/x-wiki Chivaura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. *Vanhu vane zita iri: Farai Chivaura; Tafadzwa Chivaura; Tinashe Chivaura; Jane Chivaura. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana. *[[Nyanja]] inoti '''chiwaula''' (caterpillar with row of distant hairy spines: leaves hair behind, hence the name) i[[gonye]] rinosiya mvere dzaro parafamba. *[[VaLenje]] vanoti '''uwaula''' (Make light of; treat contemptuously; be uncivil, rude, insulting; despise). *[[VaGanda]] vanoti '''okwaawaula''' (v separate). [[VaTaabwa]] vanoti kuaula (v. yawn). *[[Lozi]] inoti '''-shwaula''' (v.t. despise, to contempt, look down on, disdain, mock, belittle, humiliate) kureva [[kuzvidza]]. *[[VaKongo]] vanoti '''vavula''' (to put, set, place far or further or wide apart, separate or put some distance apart). *[[Kiwanga]] inoti '''okhwaula''' (sort out; separate; select from amongst a crowd; set apart; ordain; consecrate) kureva kuketa kana kutsaura. *[[VaMakonde]] vanoti '''-waula''' (v. skin; bruise) kureva [[kukuzvuka]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 4amakyhhijw6zaff9tumzievhl7uz9c Museza 0 13556 113498 100052 2026-05-20T21:35:17Z JayMezza 20555 113498 wikitext text/x-wiki '''Museza''' izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. *[[Kusevura]], [[kuparura_(kurima)|kuparura]], kana [[kuseza]] (to clear land for planting a garden). ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[Afrika]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Lenje]] inoti '''sesa''' (settle '''arrange, decide, judge''' a quarrel) vachireva kuyenzanisa bopoto. *[[VaTaabwa]] inoti busenzi (barbaric). [[VaTaabwa]] inoti musenzi (barbaric person). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 5549r16byax4bytf9tvq3qw9byoz3yu Kufanana 0 13858 113485 113471 2026-05-20T20:32:04Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113485 wikitext text/x-wiki Kufanana (resemble, similitude, have same form) zvinoreva kutodzana chimiro kana chiumbiko. ==Kurerutsa Mutauro== *Kunashe akafanana naSekuru hanzvadzi yaAmai vake. *[[Kufananidza]] (to compare). ==Mitauro yeAfrika== *VaChewa vanoti '''kufana''' (to be like or similar, to seem, appear) kureva [[kufanana]]. *VaChewa vanoti '''chifa''' (form, likeness). Sokuti '''chifa cha moto''' - (like fire). *[[Kikongo]] inoti '''fwanana''' (fit, correspond, agree, coincide, match, be similar or equal, resemble, accord with) kureva [[kufanana]]. *VaKongo vanoti '''fwananisa''' (v.t. to adapt, make things fit, equalize, cause to conform with, adjust, accommodate, match, make like, cause to accord) kureva [[kufananisa]]. *VaKongo vanoti '''fwaniswa''' (model, likeness, type, pattern, design, image, portrait, picture, representation) kureva [[chifanikiso]]. *[[VaZigula]] vanoti '''kufanana''' (look like each other; look alike; to resemble) vachireva [[kufanana]]. *[[Xilenge]] inoti kufana (to be like). [[VaTaabwa]] inoti kupalana (to be like; resemblance). *[[VaBemba]] vanoti '''pala''' (resemblance) vachireva [[kufanana]]. Mamwe mazwi: '''palana''' (simillar). [[category:tsika]] 2ura8q6y19jhqrcsbnhyuzfykdtlhux 113486 113485 2026-05-20T20:32:41Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113486 wikitext text/x-wiki Kufanana (resemble, similitude, have same form) zvinoreva kutodzana chimiro kana chiumbiko. ==Kurerutsa Mutauro== *Kunashe akafanana naSekuru hanzvadzi yaAmai vake. *[[Kufananidza]] (to compare). ==Mitauro yeAfrika== *VaChewa vanoti '''kufana''' (to be like or similar, to seem, appear) kureva [[kufanana]]. *VaChewa vanoti '''chifa''' (form, likeness). Sokuti '''chifa cha moto''' - (like fire). *[[Kikongo]] inoti '''fwanana''' (fit, correspond, agree, coincide, match, be similar or equal, resemble, accord with) kureva [[kufanana]]. *VaKongo vanoti '''fwananisa''' (v.t. to adapt, make things fit, equalize, cause to conform with, adjust, accommodate, match, make like, cause to accord) kureva [[kufananisa]]. *VaKongo vanoti '''fwaniswa''' (model, likeness, type, pattern, design, image, portrait, representation) kureva [[chifanikiso]]. *[[VaZigula]] vanoti '''kufanana''' (look like each other; look alike; to resemble) vachireva [[kufanana]]. *[[Xilenge]] inoti kufana (to be like). [[VaTaabwa]] inoti kupalana (to be like; resemblance). *[[VaBemba]] vanoti '''pala''' (resemblance) vachireva [[kufanana]]. Mamwe mazwi: '''palana''' (simillar). [[category:tsika]] 72vyfqldmdogwfl6ds1jlzdhm2rbgts 113487 113486 2026-05-20T20:34:16Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113487 wikitext text/x-wiki Kufanana (resemble, similitude, have same form) zvinoreva kutodzana chimiro kana chiumbiko. ==Kurerutsa Mutauro== *Kunashe akafanana naSekuru hanzvadzi yaAmai vake. *[[Kufananidza]] (to compare). ==Mitauro yeAfrika== *VaChewa vanoti '''kufana''' (to be like or similar, to seem, appear) kureva [[kufanana]]. *VaChewa vanoti '''chifa''' (form, likeness). Sokuti '''chifa cha moto''' - (like fire). *VaKongo vanoti '''fwananisa''' (v.t. to adapt, make things fit, equalize, cause to conform with, adjust, accommodate, match, make like, cause to accord) kureva [[kufananisa]]. *VaKongo vanoti '''fwaniswa''' (model, likeness, type, pattern, design, image, portrait, representation) kureva [[chifanikiso]]. *[[VaZigula]] vanoti '''kufanana''' (look like each other; look alike; to resemble) vachireva [[kufanana]]. *[[Xilenge]] inoti kufana (to be like). [[VaTaabwa]] inoti kupalana (to be like; resemblance). *[[VaBemba]] vanoti '''pala''' (resemblance) vachireva [[kufanana]]. Mamwe mazwi: '''palana''' (simillar). *[[Kikongo]] inoti fwanana (fit, correspond, agree, coincide, match, be similar or equal, resemble, accord with) kureva [[kufanana]]. [[category:tsika]] pr1oxpdms4u1c25a3yerdib9rddto0t 113488 113487 2026-05-20T20:34:59Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113488 wikitext text/x-wiki Kufanana (resemble, similitude, have same form) zvinoreva kutodzana chimiro kana chiumbiko. ==Kurerutsa Mutauro== *Kunashe akafanana naSekuru hanzvadzi yaAmai vake. *[[Kufananidza]] (to compare). ==Mitauro yeAfrika== *VaChewa vanoti '''kufana''' (to be like or similar, to seem, appear) kureva [[kufanana]]. *VaChewa vanoti '''chifa''' (form, likeness). Sokuti '''chifa cha moto''' - (like fire). *VaKongo vanoti '''fwananisa''' (v.t. to adapt, make things fit, equalize, cause to conform with, adjust, accommodate, match, make like, cause to accord) kureva [[kufananisa]]. *VaKongo vanoti '''fwaniswa''' (model, likeness, type, pattern, design, image, portrait, representation) kureva [[chifanikiso]]. *[[VaZigula]] vanoti '''kufanana''' (look like each other; look alike; to resemble) vachireva [[kufanana]]. *[[Xilenge]] inoti kufana (to be like). [[VaTaabwa]] inoti kupalana (to be like; resemblance). *[[VaBemba]] vanoti '''pala''' (resemblance) vachireva [[kufanana]]. Mamwe mazwi: '''palana''' (simillar). *[[Kikongo]] inoti fwanana (fit, correspond, agree, coincide, match, similar or equal, resemble, accord with) [[kufanana]]. [[category:tsika]] obm32l1somrz0my0i80rszggfhc4yvn Kuburuka 0 14008 113503 106039 2026-05-20T22:06:25Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113503 wikitext text/x-wiki [[Kuburuka]], [[kudzira]], [[kudzaka]] (Go down, to descend, to dismount) zvinoreva kubva panzvimbo yakakwirira uchienda pakaderera. ==Mamwe Mazwi== *[[Kupfodzoka]] (to go down by falling?) kureva kudonha kubva pakakwirira. ==Kurerutsa Mutauro== *[[Gudo]] rakaburuka mugomo richienda ku[[rukova]] kunonwa [[mvura]]. *Sekuru Chamapiwa vaburuka [[ndege]] masikati ano vachasvika kumba zuva rodoka. ==Mitauro yeAfrika== *[[Kinyarwanda]] inoti '''gukomoka''' (to descend from). [[Taabwa]] inoti kupuluka (to descend) kureva kuburuka. *[[VaNyungwe]] vanoti '''-buluka''' (descend) kureva [[kuburuka]]. VaNyungwe vanoti '''-bulusa''' (lower) kureva [[kuburutsa]]. *[[Mafwe]] vanoti '''kusuka''' (to descend) kureva [[kuburuka]]. [[Baila]] vanoti '''ku seluka''' (to descend) kureva [[kuburuka]]. *[[VaZigula]] vanoti '''kuseera''' kana '''kusera''' (descend for, descend in, descend with) kureva [[kuburuka]]. *[[Lubwisi]] vanoti kuhona (v. Descend) kureva kudzika. Vanoisa [[h]] pamwe patinoisa [[p]]. kgqv2mqlhgtne620y9znxiwuxkfvqe0 Mavhinga 0 14221 113509 81970 2026-05-20T23:01:33Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113509 wikitext text/x-wiki [[Mavhinga]] (clods) zvinoreva magodo evhu anowanikwa parimwa negejo kana patimbwa ne[[badza]]. == Mitauro yeBantu == *[[MaZulu]] vanoti '''vinga''' (Chop up, cut to pieces; break into fragments). Muenzaniso: '''ukuvinga izinkuni''' (to chop up firewood.). *MaZulu vanoti '''isivingi''' (n. Broken piece, fragment, chip). Mamwe mazwi: '''imvingomvingo''' (n. (collect.) Fragments, pieces; anything broken into small pieces). *[[VaTsonga]] vanoti '''gadi''' (n. clod) kureva [[gadhi]]. [[VaKabwa]] vanoti '''amagadi''' (lump of clay) kureva [[magadhi]]. *[[VaChewa]] vanoti '''chibume''' (clod). [[VaTaabwa]] vanoti '''kibungurubwe, kimbumbulu''' (clod) kureva [[vhinga]]. *[[VaFipa]] vanoti '''ifinga''' (n. stone). [[Kinande]] vanoti '''ekirongwe''' (n. clod of earth; tough) kureva [[vhinga]]. [[Category:Kurima]] rk9ti6lsqyqxmisfeahhd86mp8ddn1b Kudyara 0 15454 113476 86426 2026-05-20T17:45:22Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113476 wikitext text/x-wiki Kudyara (to plant crops) zvinoreva kufushira mbeu mamakomba kuti dzimere nokukura. Vanhu vanodyara mbeu zhinji munguva ye[[zhizha]]. ==Mamwe Mazwi== *Kupandira (to plough before the rains) zvinoreva kurima mvura isati yanaya. ==Mitauro yeBantu== *[[VaTaabwa]] vanoti kubyala (v. plant, sow) kudyara kana [[kusima]]. Mamwe mazwi: kubyalila (v. sow for someone). *[[VaTaabwa]] vanoti kupala (to sow by scattering the seed) kureva kukusha mbeu. *[[VaYao]] vanoti '''kupalila''' (to plant before the rainfalls) vachireva kudyara mvura isati yanaya. *[[VaYao]] vanoti '''kupalila''' (to hoe the weeds in the garden) vachireva kusakura sora. i2j33zrdq0rjqvx29b6s27ozymqz39h Kushama Nyai 0 15569 113496 104885 2026-05-20T21:15:04Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113496 wikitext text/x-wiki [[File:Edgar Germain Hilaire Degas 084.jpg|thumb|right|Pikicha yakaitwa na[[Edgar Degas]] ine mukadzi ari [[kuchisa mbatya]], mumwe achishama nyai]] Kushama Nyai kana [[kushamura]] (yawn, yawning) kutevedzana kwefemera mweya mukati, kutatamuka kwe[[zariranzeve]] (ear drum) nekuzofemera mweya kunze. Kushama nyai kunowanzoitika muvanhu vakuru panguva iri mberi neshure kwekurara uye kana munhu akaneta. Kunonzi kushama nyai kunotapukira. ==Mitauro yeAfrika== *[[Edo Bini|Edo]] vanoti nyanya (v. yawn, sigh) kureva kushama nyai. *[[VaTaabwa]] vanoti mwazu (n. yawn) kureva kushama nyai. *[[VaTaabwa]] vanoti kuazula mwazu (v. yawn) kureva kushama nyai. 2fccil0dkq6bqygzo5mszn6rh2nqt0z Kubuda kwezuva 0 15945 113506 109101 2026-05-20T22:39:00Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113506 wikitext text/x-wiki [[Kubuda kwezuva]], [[kuduka kwezuva]] kana [[kubangura]] (sunrise) zvichireva [[kuyedza kwezuva]]. *Zvichida izwi rokuti [[kubangura]] rinokwanisa kushandiswa kuturikira izwi rinoti: '''oriental''' rinoreva vanhu kana zvine chekuita neku[[Mabvazuva]]. *Iti nzira [[bangwa_(nenzira)|bangwa]] - ideophone for following the path closely. *Afumira kubasa, apinda mubhazi kusati kwati [[kubuda kwezuva|kweru]]. ==Mitauro yeAfrika== *[[Kidawida]] inoti kuela (v. to be light, to dawn) kureva [[kuyedza kwekunze]]. *[[Bushong]] inoti kosha (n. sunrise, early in the morning, morning, dawn) kureva [[kuyedza kwekunze]]. *[[Uyo Ibibio]] inoti siere (dawn, enter a new day, remain until the new day, make it through the night). *[[VaTonga]] vanoti '''pata''' (to rise - of the sun) zvichireva kuyedza kwezuva. *[[VaTonga]] vanoti '''kujwe''' (n. east) zvichireva ku[[mabvazuva]]. *[[Sesotho]] inoti '''letsatsi lea chaba''' (the sun rises). Mamwe Mazwi: (chabile). '''-caba''' (v.i. sun rise). *[[Lozi]] inoti '''bucabela''' kana '''upa''' (n. east; orient) kureva ku[[mabvazuva]]. *[[Kwama]] vanoti shaŋa (v. shine, 2. be on 3. light, dawn). [[Taabwa]] inoti '''mu kabanga''' (n. Levant). *[[Herero]] vanoti yerisa (to brighten) kujekesa. Mamwe mazwi: ou-yere (brightness; glory; clearness). -yere (light, bright, clear). [[Category:pimanyika]] clj0rp1mtl77sfdv3qdtnt0ac3z2qn9 113507 113506 2026-05-20T22:41:19Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113507 wikitext text/x-wiki [[Kubuda kwezuva]], [[kuduka kwezuva]] kana [[kubangura]] (sunrise) zvichireva [[kuyedza kwezuva]]. *Zvichida izwi rokuti [[kubangura]] rinokwanisa kushandiswa kuturikira izwi rinoti: '''oriental''' rinoreva vanhu kana zvine chekuita neku[[Mabvazuva]]. *Iti nzira [[bangwa_(nenzira)|bangwa]] - ideophone for following the path closely. *Afumira kubasa, apinda mubhazi kusati kwati [[kubuda kwezuva|kweru]]. ==Mitauro yeAfrika== *[[Kidawida]] inoti kuela (v. to be light, to dawn) kureva [[kuyedza kwekunze]]. *[[Bushong]] inoti kosha (n. sunrise, early in the morning, morning, dawn) kureva [[kuyedza kwekunze]]. *[[Uyo Ibibio]] inoti siere (dawn, enter a new day, remain until the new day, make it through the night). *[[VaTonga]] vanoti '''pata''' (to rise - of the sun) zvichireva kuyedza kwezuva. *[[VaTonga]] vanoti '''kujwe''' (n. east) kureva ku[[mabvazuva]]. [[Herero]] inoti -yere (light, bright, clear). *[[Sesotho]] inoti '''letsatsi lea chaba''' (the sun rises). Mamwe Mazwi: (chabile). '''-caba''' (v.i. sun rise). *[[Lozi]] inoti '''bucabela''' kana '''upa''' (n. east; orient) kureva ku[[mabvazuva]]. *[[Kwama]] vanoti shaŋa (v. shine, 2. be on 3. light, dawn). [[Taabwa]] inoti '''mu kabanga''' (n. Levant). *[[Herero]] inoti yerisa (to brighten) kujekesa. Mamwe mazwi: ou-yere (brightness; glory; clearness). [[Category:pimanyika]] p0zif6pingoz8bysz8qyzl0v6zyp38p Kupumha 0 17034 113499 112881 2026-05-20T21:37:58Z JayMezza 20555 113499 wikitext text/x-wiki *[[Kubvuvira|kupumha]] (Add malt or yeast when brewing beer) kana [[kubvuvira]]. *[[Kupumha nechimuti]] (brush or wipe away; swat flies). *[[Huroyi|Kupumha]] (to blame; to denigrate?). ==Mitauro yeBantu== *[[Mbukushu]] inoti '''-pumura''' (v. to hit someone). [[Mbukushu]] inoti '''-puma''' (v. to thresh corn). *[[Zigula]] inoti '''kuhumwa''' (be guilty; be found guilty). *VaZigula vanoti '''U mbavi kahumwa niyo akomwa''' (The thief was found guilty and then executed). *VaZigula vanoisa '''h''' pamwe panoiswa '''p''' ku[[Shona]]. Panoti [[kupona]] ivo vanoti '''kuhona'''. *[[Kinande]] vanoti '''erihumira''' (to bump; to hit) - zvichida vanoreva [[kupumha]]?. {{Kujekesa}} tetkdo781mox3eqw08uywktp5fw56u7 Manera 0 20483 113504 107354 2026-05-20T22:11:25Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113504 wikitext text/x-wiki Manera (ladder) chombo chebasa chirefu chinoshandiswa kukwira kuenda panzvimbo dzakakwirira. *[[Danhiko|Danho]], [[danhiko|mudanho]] kana [[chitsiko]] (step of ladder or stairway). ==Mitauro yeAfrika== *[[Gurma]] inoti doddi (n. mound) kureva [[murwi]]. Mamwe mazwi: Mamwe mazwi: doka kana '''dokoa''' (n. ladder) kureva [[manera]]. *[[Wali]] inoti dari; daruu (n. ladder) kureva manera. [[Herero]] inoti otyi-rondero (ladder) kureva manera. *[[Zigula]] vanoti mungazi (ladder; steps; ramp; promotion). [[Barawa]] inoti '''ngazi''' (ladder) kureva [[manera]]. *[[Taabwa]] inoti mutamba (n. ladder; ridge timber of a house). [[Lomwe]] inoti '''eshikata''' (n. ladder) vachireva [[manera]]. *[[Teso]] inoti adoket (ladder) kureva [[manera]]. Mamwe mazwi: akidoka (to climb) kureva [[kukwira]]. *[[Fungwa]] inoti sã́nĩ̀ (n. ladder) kureva [[manera]]. [[Taabwa]] inoti mutamba (n. ladder) kureva [[manera]]. *[[Bushong]] vanoti nela (n. dividing line, margin, mark). ==Mifananidzo yeManera== <gallery> File:Rough ladder instead of stairs. Nako, HP, India. 2010.jpg|Manera akarukwa nezvitanda, panzvimbo yeDanhiko [[Nako, Himachal Pradesh|Nako]], HP, India, 2010 File:Hausbuch Wolfegg 53v 53v1 Drehbank Waage Steiggeräte.jpg|Kurudyi kune mhando dzemanera aishandiswa Germany - 15th century File:COLLECTIE TROPENMUSEUM De tau-tau van een vorst wordt uit het graf gehaald om opnieuw te worden aangekleed op de begraafplaats der vorsten van Sangalla' TMnr 20000480.jpg|Manera anoshandiwa kukwira miti File:Échelle Dogon.jpg|Manera echitanda akagadzirwa ne[[VaDogon]] vari muAfrica File:Bamboo ladder in Hainan - 02.JPG|Karukirwo kakaita manera emushenjere, akawanda kuChina File:Maison Doucet.jpg|Manera akarovererwa padenga remba, akasimbiswa nemahuku. File:LADDER CROSSING.jpg|Lightweight aluminum ladder used in the [[Khumbu Icefall]] </gallery> 3mafz4mapiz2o9vvcewyone1u7civ6o Kukusha mbeu 0 24913 113478 2026-05-20T17:46:56Z JayMezza 20555 Redirected page to [[Kudyara]] 113478 wikitext text/x-wiki #REDIRECT [[Kudyara]] 0dt0tsc008v7jwrszqvpbox95s7ntsr Kumhara 0 24914 113484 2026-05-20T20:27:30Z JayMezza 20555 Created page with "Kumhara (to land, to perch) rinorera kugumha pasi, pachivakwa, kana pamuti kweshiri yanga ichibhururuka. ==Mitauro yeAfrika== *Xilenge vanoti '''kudandama''' (v. alight as a bird) kureva [[kumhara]]. *[[VaTaabwa]] vanoti kupala (v. to bring near) reva [[kuswededza]]." 113484 wikitext text/x-wiki Kumhara (to land, to perch) rinorera kugumha pasi, pachivakwa, kana pamuti kweshiri yanga ichibhururuka. ==Mitauro yeAfrika== *Xilenge vanoti '''kudandama''' (v. alight as a bird) kureva [[kumhara]]. *[[VaTaabwa]] vanoti kupala (v. to bring near) reva [[kuswededza]]. dxsdkuc3hmafx15ca90od4jbogw0h8s Chitarisiko 0 24915 113490 2026-05-20T20:41:05Z JayMezza 20555 Created page with "Chitarisiko (appearance) kureva chimiro chinoonekwa pamunhu kana chinhu. *[[Muoneko]] (Appearance). ==Mitauro yeBantu== *[[Baila]] vanoti chiwa (outer appearance) vachireva [[chitarisiko]] chekunze. *[[VaTaabwa]] vanoti kamoneko (n. Appearance, semblance). [[category:Matare emhosva]]" 113490 wikitext text/x-wiki Chitarisiko (appearance) kureva chimiro chinoonekwa pamunhu kana chinhu. *[[Muoneko]] (Appearance). ==Mitauro yeBantu== *[[Baila]] vanoti chiwa (outer appearance) vachireva [[chitarisiko]] chekunze. *[[VaTaabwa]] vanoti kamoneko (n. Appearance, semblance). [[category:Matare emhosva]] snjbsoa8bsjiwaqvkon7f0qdojdofi0 Muoneko 0 24916 113491 2026-05-20T20:41:25Z JayMezza 20555 Redirected page to [[Chitarisiko]] 113491 wikitext text/x-wiki #REDIRECT [[Chitarisiko]] 1c59vz2w9rbjq7dpb03rrzx03gf7tc2 Kupumha nechimuti 0 24917 113500 2026-05-20T21:40:39Z JayMezza 20555 Created page with "[[Kupumha nechimuti]] (brush or wipe away; swat flies). ==Mitauro yeAfrika== *[[VaTaabwa]] vanoti kupuma (v. To beat, to strike with a stick) vachireva kupumha. *[[VaTaabwa]] vanoti kupumaula (v. To strike, to hit violently) vachireva kupumha. [[Category:Matare emhosva]]" 113500 wikitext text/x-wiki [[Kupumha nechimuti]] (brush or wipe away; swat flies). ==Mitauro yeAfrika== *[[VaTaabwa]] vanoti kupuma (v. To beat, to strike with a stick) vachireva kupumha. *[[VaTaabwa]] vanoti kupumaula (v. To strike, to hit violently) vachireva kupumha. [[Category:Matare emhosva]] lpn9bmzcus6d544zvvgl70f1xv4ejbt 113501 113500 2026-05-20T21:42:03Z JayMezza 20555 113501 wikitext text/x-wiki Kupumha (brush or wipe away; swat flies) zvinoreva kurova nhunzi kana zvimwe zvipembenene netsarapu kana ruwoko. ==Mitauro yeAfrika== *[[VaTaabwa]] vanoti kupuma (v. To beat, to strike with a stick) vachireva kupumha. *[[VaTaabwa]] vanoti kupumaula (v. To strike, to hit violently) vachireva kupumha. [[Category:Matare emhosva]] t43k1h371gbjd7s8lvlscmc2vnnvw45 113502 113501 2026-05-20T21:48:06Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113502 wikitext text/x-wiki Kupumha (brush or wipe away; swat flies) zvinoreva kurova nhunzi kana zvimwe zvipembenene netsarapu kana ruwoko. ==Mitauro yeAfrika== *[[VaTaabwa]] vanoti kupuma (v. beat, strike with a stick or blows) vachireva kupumha. *[[VaTaabwa]] vanoti kupumaula (v. To strike, to hit violently) vachireva kupumha. [[Category:Matare emhosva]] efy6xy8sr0sxbmycwwt42wqr9vhfo6j Maburutse sezita 0 24918 113505 2026-05-20T22:34:40Z JayMezza 20555 Created page with "'''Maburutse''' izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Afrika]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[VaTaabwa]] inoti '''kupuluka''' (n. Defiance). *[[VaTaabwa]] inoti '''kupuluka''' (n. insubordination). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]" 113505 wikitext text/x-wiki '''Maburutse''' izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Afrika]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[VaTaabwa]] inoti '''kupuluka''' (n. Defiance). *[[VaTaabwa]] inoti '''kupuluka''' (n. insubordination). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 0r51yynkw28hwq442yujol45c6x1del Kitalu sezita 0 24919 113508 2026-05-20T22:51:58Z JayMezza 20555 Created page with "Kitalu izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Taabwa]] inoti kitalu (n. shroud). [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]]" 113508 wikitext text/x-wiki Kitalu izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Taabwa]] inoti kitalu (n. shroud). [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]] kexrfs7qbcfekp4mepa5ftygj4466i7