Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.47.0-wmf.11 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Event Event talk Firiji 0 4738 114081 39477 2026-07-18T14:23:12Z ~2026-40458-71 21130 114081 wikitext text/x-wiki [[File:Open refrigerator with food at night.jpg|thumb]] Mudziyo unosahandiswa kutonhodza chikafu kana zvinwiwa. Firiji inochengeta zvinhu zvakatonhora izvi zvinova zvinoita kuti zvisakasira kuwora kana kushata. Firiji ine zvikamu zviviri; chimwe chikamu chinotonhoresa zvokuti [[mvura]] ikagaramo inogwamba kuita [[godo]] - chimwe chikamu chitonhora zviri pamusoro pe[[hujoto]] 0C. [[Category:Hushangazhi]] 4mtjoy0eqdyheckp2qz0f3loqh3artt