Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.47.0-wmf.14 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Event Event talk Kukorora Simbi 0 4149 114169 70543 2026-08-11T01:17:10Z JayMezza 20555 /* Mazwi eBantu */ 114169 wikitext text/x-wiki '''Kukorora simbi''' (''metal extraction'' in English) zvinoreva kuita mabasa e[[shandura]] dzinobuditsa simbi kubva mu[[chitofu]], [[hutapiri]] hwesimbi huchiwedzerwa kudzamara simbi yasvika pakunatswa. == Mazwi anoshandiswa == [[Mhandamabwe]] michina inobanda matombo echitofu. Matombo anenge abva pasi pemugodhi kuti anotsemurwa kuti ave madiki. Matombo e[[chitofu]] anenge aputitswa pasi pemugodhi anobuditswa akakura kuita 20-50 cm. Matombo aya anotsemurwa neshaya (dzesimbi hukutu) dze[[mhandamabwe]] dzinorova nekumanika matombo aya pakati, izvi zvichikonzera matombo aya kuti atsemuke. Panozopera basa remhandamabwe, matombo anenge apwanyiwa atsetseka kuita 2-5 cm. [[Chigayo]] (''Mill'' in English) muchina unotsetsa chitofu chinenge chabva kubandwa ne [[mhandamabwe]]. Chitofu chinotsetsewa kusika chaita sejecha chiine tsanga dziri pasi pe 100 micrometer. [[Kutapidza]] zvinoreva kupatsanura [[muchegwa]] wakakosha nemuchegwa we[[manyara]]. Muchegwa ndiwo matombo akatakura simbi; aya matombo anochengetwa achipinda mune dzimwe shandura dzinowedzera [[hutapiri]] hwesimbi. Chinangwa chekutapidza ndechekuti pakupedzisira simbi ive ine [[hutapiri]] hunoramba huchikwira kudzamara yasvika pakunatswa. Muchegwa wemanyara (gangue mineral) zvinoreva muchegwa uri mu[[chitofu]] unoraswa nokuti hauna mari. [[Mambara]] ndiwo matombo asiri kudiwa asina kukosha; aya matombo anoraswa ku[[motoro]] achingobva pasi pemugodhi. [[Kunatsa]] zvinoreva kuchenesa simbi kunobvisa manyara asingadiwe musimbi iyi. Kunatswa kunonyanya kutaurwa kana simbi yava kusvika pahutapiri hungaita 90% yesimbi. MuZimbabwe tine: Bindura Smelter and Refinery; Empress Nickel Refinery; Zimasco; ZimAlloys, dzinova Kambani dzinonatsa simbi. == Mazwi eBantu == *[[Kiwanga]] vanoti '''okhuchenula''' (v.tr. clean; refine). *[[Taabwa]] vanoti kukolola & kukela (v. to remove the seeds from a fruit). [[Category:Hushangazhi]] rufvduzy9e009xtj13kx26hri36xrnd Nhova 0 4944 114166 112865 2026-08-10T22:41:20Z JayMezza 20555 /* Mitauro ye Chibantu */ 114166 wikitext text/x-wiki '''Nhova''' (kureva ''fontanelle'') kana '''chipande''' i[[nhongonya]] yevana vacheche. Inenge yakapfava ichitaridzika pakusava ne [[bvupa]] re[[dehenya]]. Nhova inotendera kuti musoro wemwana uwumbike, kudzoka, nokudzvanyika panguva yokuzvarwa; izvi zvinobatsira kuti mwana abude pa[[mukana]] wa[[amai]] zviri nyore. Mapfupa emusoro anosimba kusvika nhava yavhara pamwedzi gumi nemisere kusvika makumi maviri nemana (18-24). Vamwe vanoti [[nhongonya]]. ==Tsika== *Vamwe vanotenda kuti nhova inofanirwa kurapwa nemishonga inozorwa pamusoro penzvimbo yacho. *Mazuva ano kwave nevazhinjiwo vasisashandise mishonga yenhova, vanotenda mukupa mwana mvura yekunwa yakawanda kuti muviri wake usarase mvura yakawanda. ==Mashoko Anotodzana== *[[Mupandira]] kana [[Mupandiri]] *[[Mupandirwa]] kana [[Mubandirwa]] *[[Kupandira]] *[[Nyamapanda]] (the place where roofing poles are found; the place that divides; the place of Chief Mapanda) apa kureva ruwa ruri ku[[Maodzanyemba]] kwe [[Zimbabwe]] pamuganhu ne[[Mazambuko]]. *[[Bango|Banda]] *[[Mupandenyama]] *[[Chipande]] Mashoko okuti '''chipande''' kana '''mubandirwa''' angagona kuzoshanda kuturikira chinonzi '''capital''' ku[[Chingezi]] - apa kureva mari yekuvamba bhizinisi. Capital means several things: highly important; first rate; excellent; chief; major; principal; prime; primary etc. ==Mitauro ye Chibantu== *[[MaZulu]] vanoti '''nova''' (v. Soften, work soft). Mamwe mazwi: '''novoza''' (Soften skin, bray hide; work soft) vachireva kupfavisa [[dehwe]]. *MaZulu vanoti '''n'ovo''' (ideo. of softening, braying skin). *[[Zigula]] vanoti '''towa''' (v. hit, beat, smack, spank, assault, attack, pound, '''twitch''', play, turn). *[[Taabwa]] inoti lumbozya (n. Soft part of a small child's skull). [[Category:hurapi]] [[Category:Mazwi anotanga na Nh]] [[Category:muviri]] do57a2n7dd14aq8pgyrtin42de60a1f Chivaru 0 5878 114163 108033 2026-08-10T22:27:24Z JayMezza 20555 114163 wikitext text/x-wiki [[Chivaru]], [[chivaruro]] kana kuti [[chivare]], (very first beginning) mashoko anotaura chinhu chiri kuitwa kekutanga chisati chamboitwa. Nokumwe kutaura tingati chirongwa kana chinhu chiri '''kuparurwa''' (being launced). ==Mitauro yeAfrika== *[[VaMbugwe]] vanoti '''kuvala''' (begin) vachireva [[kuvarura]]. *[[Sangho]] vanoti balë (adj. unique; final). *[[Taabwa]] vanoti kualula (v. commute). [[category:dzidzo]] [[category:tsika]] jw4eipnjeelsypglz970vt16swmcn0o Colombia 0 7348 114158 55043 2026-08-10T20:31:17Z Martin Macha 2111 12892 /* */ 114158 wikitext text/x-wiki {| border=1 align=right cellpadding=4 cellspacing=0 width=300 style="margin: 0 0 1em 1em; background: #f9f9f9; border: 1px #aaaaaa solid; border-collapse: collapse; font-size: 95%;" |+<big><big>'''''Republic of Colombia''<br />''República de Colombia (mu[[ChiSpanish]])''<br />'''''</big></big> |- | style="background:#efefef;" align="center" colspan=2 | {| border="0" cellpadding="2" cellspacing="0" |- | align="center" width="140px" | [[File:Flag_of_Colombia.svg|125px|]] | align="center" width="140px" | [[File:Coat_of_arms_of_Colombia.svg|135px]] |} |- | align="center" colspan=2 | <small>''[[Rwiyo]]: ¡Oh, Gloria Inmarcesible! ''</big> |- | align=center colspan=2 | [[File:COL orthographic (San Andrés and Providencia special).svg|250px]] |} '''Colombia''' (/kəˈlʌmbiə/ kə-lum-biə, or /kəˈlɒmbiə/ kə-lom-biə) inyika iri ku[[ziwumbe]] re[[South America]]. Nyika iyi ine hugari hwevanhu mamiriyoni 53.4 (2026). Guta guru racho i[[Bogotá]]. Nyika iyi ine miganhu ne[[Brazil]], [[Ecuador]], [[Peru]], [[Panama]] ne[[Venezuela]]. {{South America}} [[Category:Nyika]] [[Category:South America]] mcx1egr1jatsjuejpp5st8olgmwv7kd Masonga 0 10154 114170 71148 2026-08-11T01:23:56Z JayMezza 20555 114170 wikitext text/x-wiki *[[nzira|Masonga]] (road junction) kureva panosangana nzira. *[[Masonga sezita]] (family name) izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]], ==Mitauro yeBantu== *[[Taabwa]] vanoti kusongola (v. to make sharp, to cut to a point). *[[Taabwa]] vanoti kusongoka (v. to be cut to a point; to persist, to not give in). {{Kujekesa}} hb27hnc19xl12o1fa4h059cslgnfmyc Kugova 0 12719 114164 82497 2026-08-10T22:31:51Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114164 wikitext text/x-wiki *[[Kugova]] (distribute or give away as a present). *[[Kugovana]] (apportion tasks or things mutually). *[[Kugovanya]] (distribute indiscriminately and aimlessly; squander). *[[Kugoveka]] (be distributable). *[[Mugovi]] (distributor or a giver). *[[Mugove]] (share or portion form distribution of things). *[[Kugova patsva]] (redistribute). ==Mitauro yeBantu== *[[VaChewa]] vanoti pungu (a share, a portion, an equal, a match) vachireva [[mugove]]. [[VaNyoro]] vanoti -koba kana -kobere (to share, to be partners in a purchase). *VaNyoro vanoti okugabana (v. share) kureva [[kugova]]. VaNyoro vanoti mugabo (n. share) kureva [[mugove]]. [[Nsenga]] vanoti chipindi kana nkana (share, portion; piece). *[[VaTaita]] vanoti fungu (share; part) kureva [[mugove]]. Mamwe mazwi: fungu (lump - small helping of porridge) kureva [[mukonde]] wesadza. *[[Venda]] inoti mukhovhe (n. share). [[Taabwa]] inoti kualula (v. share; pooling resources). *[[VaKongo]] vanoti kunku (share; part, portion, lot, piece) kureva [[mugove]] kana chikamu. *[[VaSwahili]] vanoti mkasama, miasma kana kasama (1. part, share, division, partition, distribution) kureva [[mugove]]. [[Category:Matare emhosva]] cptfm4kkv0gifoamnhephpmnq9c6ui1 114165 114164 2026-08-10T22:32:47Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114165 wikitext text/x-wiki *[[Kugova]] (distribute or give away as a present). *[[Kugovana]] (apportion tasks or things mutually). *[[Kugovanya]] (distribute indiscriminately and aimlessly; squander). *[[Kugoveka]] (be distributable). *[[Mugovi]] (distributor or a giver). *[[Mugove]] (share or portion form distribution of things). *[[Kugova patsva]] (redistribute). ==Mitauro yeBantu== *[[VaChewa]] vanoti pungu (a share, a portion, an equal, a match) vachireva [[mugove]]. [[VaNyoro]] vanoti -koba kana -kobere (to share, to be partners in a purchase). *VaNyoro vanoti okugabana (v. share) kureva [[kugova]]. VaNyoro vanoti mugabo (n. share) kureva [[mugove]]. [[Nsenga]] vanoti chipindi kana nkana (share, portion; piece). *[[VaTaita]] vanoti fungu (share; part) kureva [[mugove]]. Mamwe mazwi: fungu (lump - small helping of porridge) kureva [[mukonde]] wesadza. *[[Venda]] inoti mukhovhe (n. share). [[Taabwa]] inoti kusanzya (v. share; pooling resources). *[[VaKongo]] vanoti kunku (share; part, portion, lot, piece) kureva [[mugove]] kana chikamu. *[[Swahili]] inoti mkasama, miasma kana kasama (part, share, division, partition, distribution) kureva [[mugove]]. [[Category:Matare emhosva]] 4oourfwy1bx683cck7xu248l1t7qxc4 Musoko sezita 0 17730 114173 82834 2026-08-11T02:04:40Z JayMezza 20555 114173 wikitext text/x-wiki '''Musoko''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]], [[Democratic Republic of the Congo]] ne[[Kenya]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[Kimbundu]] vanoti '''risoko''' kana '''masoko''' pakuwanda (n. person of the same time or age). *[[VaLomwe]] vanoti '''musokho''' (n. tax) kureva [[mutero]]. *[[VaTaabwa]] vanoti kusokola (v. unsheathe) kureva kusvomhora. [[Category:Mazita eVanhu kuDRC]] jut3vyrzkdgtyjkmui4z9o7kn2tkf4e 114174 114173 2026-08-11T02:08:06Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114174 wikitext text/x-wiki '''Musoko''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]], [[Democratic Republic of the Congo]] ne[[Kenya]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[Kimbundu]] vanoti '''risoko''' kana '''masoko''' pakuwanda (n. person of the same time or age). *[[VaLomwe]] vanoti '''musokho''' (n. tax) kureva [[mutero]]. *[[VaTaabwa]] vanoti kusokola (v. unsheathe; unhook) kureva kusvomhora. *[[VaTaabwa]] vanoti kusokola (v. remove the handle from your hoe). [[Category:Mazita eVanhu kuDRC]] ncne3tp5tv20x2rqyivofwkiyxeawbe 114175 114174 2026-08-11T02:09:51Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114175 wikitext text/x-wiki '''Musoko''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]], [[Democratic Republic of the Congo]] ne[[Kenya]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[Kimbundu]] vanoti '''risoko''' kana '''masoko''' pakuwanda (n. person of the same time or age). *[[VaLomwe]] vanoti '''musokho''' (n. tax) kureva [[mutero]]. *[[VaTaabwa]] vanoti kusokola (v. unsheathe; unhook; to thresh) kureva kusvomhora. *[[VaTaabwa]] vanoti kusokola (v. remove the handle from your hoe). [[Category:Mazita eVanhu kuDRC]] dzfl2m95cxln8ky9s844yco5p0em89e Kudzura 0 18019 114160 112640 2026-08-10T22:09:41Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114160 wikitext text/x-wiki [[Kudzura]] kana [[kudzipura]] (to uproot, remove something stuck in). *Akaenda ku[[chipatara]] kunodzurwa zino rairwadza. *Amabuya vari mumunda mavari [[kudzura]] [[nzungu]]. *[[Madzuramoyo]] vaivako kuma 1980 vaiva vachinzi vanoba vana vachicheka moyo kuitisa mishonga yekupfuma. ==Mitauro yeBantu== *[[Lubukusu]] inoti khuusyuula (uproot, dig up by the roots, pull out of the ground) kureva [[kudzura]]. *[[Teke-Kukuya]] vanoti '''ki-dzuula''' (v. to get out of the ground) kureva [[kudzura]]. *[[Taabwa]] vanoti kudzikula (v. unearth, dig up, disinter) kureva [[kudzipura]]. pqkp587plv8a7jtvbb5bdzlby518lxq Mupili sezita 0 25032 114159 2026-08-10T21:06:51Z JayMezza 20555 Created page with "Mupili izita remhuri rinowanikwa mu[[Namibia]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[VaTaabwa]] vanoti mupili (n. heap; pile). *[[VaTaabwa]] vanoti lupili (n. hill, mountain). [[Category:Mazita eVanhu muNamibia]]" 114159 wikitext text/x-wiki Mupili izita remhuri rinowanikwa mu[[Namibia]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[VaTaabwa]] vanoti mupili (n. heap; pile). *[[VaTaabwa]] vanoti lupili (n. hill, mountain). [[Category:Mazita eVanhu muNamibia]] 9agwpqkvsa9b1m7hq4bfnecfezisc90 Kumokoteka 0 25033 114161 2026-08-10T22:18:11Z JayMezza 20555 Created page with "Misodzi mokoto kana kumokoteka misodzi zvinoreva kudonhedza misodzi - dzimwe nguva pasina kuzvidzora. ==Mitauro yeBantu== *[[Taabwa]] vanoti kumokoka (v. to be broken in part). [[Category:Tsika]]" 114161 wikitext text/x-wiki Misodzi mokoto kana kumokoteka misodzi zvinoreva kudonhedza misodzi - dzimwe nguva pasina kuzvidzora. ==Mitauro yeBantu== *[[Taabwa]] vanoti kumokoka (v. to be broken in part). [[Category:Tsika]] 5hpohtnx5x6yi85e77uqkmd5acvvzxm 114162 114161 2026-08-10T22:19:09Z JayMezza 20555 114162 wikitext text/x-wiki Misodzi mokoto kana [[kumokoteka]] misodzi zvinoreva kudonhedza misodzi - dzimwe nguva pasina kuzvidzora. ==Mitauro yeBantu== *[[Taabwa]] vanoti kumokoka (v. to be broken in part). [[Category:Tsika]] bbaz4alnaq19qt4pjnv7gyneod2fvt4 114167 114162 2026-08-11T01:10:53Z JayMezza 20555 114167 wikitext text/x-wiki Misodzi mokoto kana [[kumokoteka]] misodzi zvinoreva kudonhedza misodzi - dzimwe nguva pasina kuzvidzora. ==Mitauro yeBantu== *[[Taabwa]] vanoti kumokoka (v. to be broken in part; to be broken, shattered). *[[Taabwa]] vanoti kumokola kana kubumbula (v. break, breach, rapture; collapse). [[Category:Tsika]] od0tzbxvbto01yzi07icd9cx8c5jepx 114168 114167 2026-08-11T01:13:32Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114168 wikitext text/x-wiki Misodzi mokoto kana [[kumokoteka]] misodzi zvinoreva kudonhedza misodzi - dzimwe nguva pasina kuzvidzora. ==Mitauro yeBantu== *[[Taabwa]] vanoti kumokoka (v. to be broken in part; to be broken, shattered). *[[Taabwa]] vanoti kumokola kana kubumbula (v. break, breach, rapture; collapse; crack). [[Category:Tsika]] fiq4j1hsmijlg0g98wfchq0vptwnhlf Kisope sezita 0 25034 114171 2026-08-11T01:38:21Z JayMezza 20555 Created page with "'''Kisope''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Kimbundu]] vanoti '''kisope''' (n. a kind of yellow bird). [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]]" 114171 wikitext text/x-wiki '''Kisope''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Kimbundu]] vanoti '''kisope''' (n. a kind of yellow bird). [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]] i06mhvu42hl6qd78q2ctsw2ayl6suy9 114172 114171 2026-08-11T01:49:55Z JayMezza 20555 114172 wikitext text/x-wiki Kisope izita remhuri rinowanikwa mu[[Tanzania]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Taabwa]] vanoti kisope (n. a kind of yellow bird. Hyphantornis textor). *[[Taabwa]] vanoti kusopa (n. To hull corn, sorghum, before grinding it into flour). *Taabwa vanoti kusopa (n. To pierce with a spear). Taabwa vanoti musopo (n. tip of a spear). *Taabwa vanoti kisopo (n. a pointed instrument for digging holes in the ground). [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]] ardmcmt6k0t804nb9usee7ze1muspp6