Wikipedia
snwiki
https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga
MediaWiki 1.47.0-wmf.16
first-letter
Media
Special
Talk
User
User talk
Wikipedia
Wikipedia talk
File
File talk
MediaWiki
MediaWiki talk
Template
Template talk
Help
Help talk
Category
Category talk
TimedText
TimedText talk
Module
Module talk
Event
Event talk
Mboro
0
2173
114304
112214
2026-08-21T02:17:04Z
AriamMai
20971
114304
wikitext
text/x-wiki
[[File:Flaccid Human Uncut Penis Foreskin covering Glans Penis and pulled back.jpg|thumb|361x361px|Mboro]]
'''Mboro''' inhengo yemuviri wemunhu rume. Mboro inoshandiswa kurasa mvura dzemumuviri, nekusika rudzi. Dzimwe mboro dzinobviswa ganda remberi. Kubviswa kweganda uku kunonzi kuchecheudzwa, uye mboro isina ganda remberi inonzi [[shondo]]. Vanhu vakadzingiswa vane mikana yakati shomekei yekubata zvirwere zvepabonde nekuda kwekuti rukanda rwepamusoro pemboro runenge rwakati omararei zvinoita kuti utachiona hwezvirwere hunetseke kupinda mumuviri. Uyezve vakachecheudzwa havakurumidze kubuditsa pabonde uye kunakirwa kwavo kushoma.
==Mupimo==
Nzira inoshandiswa nevarungu inowanzo konzera kuti mboro itadze kumira, inopedzesera yava kungorembera. Dziya dzatinoona mumafirimu emapono dzinenge dziri doko asi kuti panogadzirwa firimu vanoita kuti firimu riratidze kunge hombe. mamwewo mafirimu anoshandisa mboro dzezvimiti kana kuti silicon dzinenge dzaka pfekerwa pamusoro pemboro kuti iratidze kunge hombe.
==Hurefu hwemboro==
Wongororo dzakaitwa kuchipimwa hurefu hwemboro dzakabuda dzichitaura zvakasiyana.Mupimoo wemboro wakanaka kunangisa ruoko rwako kubva parwunotangira kusvika panogumira chigunwe chepakati.
*Imwe wongororo yakapima mboro dzakamira kuAmerica yakawana hurefu hunoita 12.9cm [[chipakati]]; kunonzi wongororo iyi yaitarisa varume vemarudzi neganda rakasiyana.
*Imwewo wongororo yakapima dzisina kumira yakawana dzakareba 10.2cm [[chipakati]], nekufuta 30.2cm zvichireva kuti tambo inopoterera 10.1cm. Pakazopimwa dzamira dzakanga dzareba 15.2cm, dzakafuta 3.8cm zvichireva kuti [[pimamuganhu]] yakanga yave 11.9cm kupoterera.
Vakaita wongororo idzi kunonzi vaida kubatsira "varwere" vanonetseka nenhau dzekumira kwemboro uye ave vanotsvaka kuti dziwedzerwe kukura kuZimbabwe.
Varume vazhinji vanoda kwazvo kuva nemboro hombe .Kuva nemboro hombe kunoita kuti varume ava vafunge kuti vanozokwanisa kufadza zvakanyanya kana kuti kunakira vadikani vavo pabonde .Asi mutsvagiridzo dzakaitwa kukura kwemboro hakunei nekunaka kwavanoita kana vava kuita bonde asi kuti kugona kushandisa mboro yacho nekutekenya mabhatani chaiwo. Kukoira kusvinu kunokurudzirwa kuti murume ugutse mukadzi wako pabonde,hazvinei nekuti une mboro yakaita sedora kana kuti chigurinhwa.
==Mazwi eBantu==
*[[VaTumbuka]] vanoti '''mbolo''' (penis) kureva [[mboro]]. [[VaWanga]] vanoti '''imbolo''' (penis) kureva [[mboro]].
*[[VaBemba]] vanoti '''membe''' (n. penis). [[Herero]] vanoti omu-kova (n. foreskin).
*[[Lugwere]] vanoti '''ibbolo''' kana '''mabbolo''' kureva mboro. [[Maconde]] vanoti '''chitongo''' kureva mboro.
*[[VaGulu]] vanoti [[mpholo]] (n. knob - a projecting part, usually rounded, forming the handle of a door, drawer, or the like.).
*[[VaLozi]] vanoti '''pili''', '''nemba''' kana '''linemba''' (n. penis) vachireva [[mboro]].
*Lozi inoti '''ku lunda''' kana '''ku lunzha''' (to be erect - of penis).
*[[VaTonga]] vanoti '''museke''' (n. glans penis). [[Kinande]] vanoti '''obusoni''' kureva nhengo dzesikarudzi.
[[Category:Muviri]]
c98jg7hzjvfc3ot43ifdr3jheuza7m6
Chilubo sezita
0
24347
114302
109980
2026-08-20T19:06:32Z
JayMezza
20555
/* Mitauro yeAfrika */ Added content
114302
wikitext
text/x-wiki
'''Chilubo''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Angola]].
*Vanhu vane zita iri: Lilian Chilubo; Paulino Chilubo; Siyabo Chilubo; Luis Chilubo.
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.
*[[Bemba]] vanoti '''cilubo''' (n. error). [[Bemba]] vanoti '''luba''' (n. err).
*[[Taabwa]] inoti kulubula (v. to lead someone to the right path. to restore something).
*Taabwa vanoti kulubula (v. Bring back to the right path; give back).
*Taabwa inoti kulubula (v. Redeem; to restore; tuning a musical instrument).
*Taabwa inoti kulubulula (to explain, translate, interpret something).
[[Category:Mazita eVanhu muNamibia]]
[[Category:Mazita eVanhu muAngola]]
s4oatw4ayf6ubohgjdqye3e06wgbyh7
114303
114302
2026-08-20T19:18:06Z
JayMezza
20555
/* */ Added content
114303
wikitext
text/x-wiki
'''Chilubo''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Angola]].
*Mazwi ari pedyo: [[Karuwo sezita]].
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.
*[[Bemba]] vanoti '''cilubo''' (n. error). [[Bemba]] vanoti '''luba''' (n. err).
*[[Taabwa]] inoti kulubula (v. to lead someone to the right path. to restore something).
*Taabwa vanoti kulubula (v. Bring back to the right path; give back).
*Taabwa inoti kulubula (v. Redeem; to restore; tuning a musical instrument).
*Taabwa inoti kulubulula (to explain, translate, interpret something).
[[Category:Mazita eVanhu muNamibia]]
[[Category:Mazita eVanhu muAngola]]
2h2lr3ubf5wg4ua64z36jemfifh4o04