Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.47.0-wmf.16 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Event Event talk Nhoroondo ye Zimbabwe mushure mehukoloni 0 23334 114305 112405 2026-08-22T03:41:16Z Masiziva 13430 114305 wikitext text/x-wiki '''Nhoroondo ye Zimbabwe mushure mehukoloni''' yaivepo kusvika pakapuhwa statasi ye hukoloni ku[[Rhodhezhiya Chamhembe]] ne [[hurumende ye Bhuritani]] muna [[1923]]. == Undyandyari wekare == Vaambakare (Vaakioloji) vakawana zvinhu zvemunguva yeZera reDombo, zvipendwa zvemubako zvechiKhoisan, misoro yemiseve, hari, uye maturusi ehurungudo munzvimbo dzakasiyana dzeZimbabwe, zvichiratidza kuti paimbove nevanhu vaigara po zvuru zvemakore, uye matongo ezvivakwa zvematombo airatidza undyandyari wechimanje. Chiratidzo chikuru chakawanikwa chinoshamisa uye chinodadisa matongo eUmambo hweZimbabwe, chimambo cheVaShona uye pachiri ndipo pakabva zita rakatumidzwa nyika, akagadzikwa kudhuze neMasvingo. Humbowo hunoratidza kuti zvivakwa zvemabwe izvi zvakavakwa nerudzi rwechivare rwechiAfurika muzanagore rechiGumi neimwe muZera riNjee. Hukuru hweZimbabwe hwainge hune mbiri yechepamusoro munguva yaibva mu1300 kusvika 1450 ZR, apo kuchera ndarama kubva kuzviisi zvechikati kwaive mutandira wekushava weGungwa reIndiya nemupaka weKilwa neSofala. Mafungidziro evagari vemuHukuru hweZimbabwe munguva iyi vaifungidzirwa kuve pakati peGumi rezviuru (10,000) neMakumi maviri ezviuru (20,000). Zvikonzero zvakakonzera kuondoka kweHukuru hweZimbabwe hazvina kunyorwa pachena kuti panozivikwa, zvisinei dziriko nhoroondo dzehurukuro dzinoudza nezvenyaya yazvo. Nhoroondo inoti Muchinda Nyatsimba Mutota akafamba kuenda kuZambezi uko kwaakaona nzvimbo yakanaka paitsvaga munyu nemiungo. Munharaunda rweHukuru hweZimbabwe, mukufa kwababa vake Mambo Mabudzi Chibatamatosi vaNyatsimba vaifanira kuve mutongi waitevera. Kasi, hanzvadzirume yake, Mukwati uyo akazodanwa kunzi Togwa — iye naNyatsimba havana kuwirirana panyaya yekutonga Humambo, zvino Mukwati akati aidaka kutonga akaronga kurwisana naNyatsimba kuti iye atonge, panguva iyi ndipo paakasimbirira kuti 'ibve togwa/torwa', kureva vairwira chigaro cheumambo. Apa ndipo pakabva zita raMukwati, rekuti Togwa (kana Torwa nemimwe mitauronyina), ndikokusaka achinzi Togwa Mukwati pakurava kwenhoroondo. Pakarwisana vaMukwati naVaMutota, VaMutota vakakundwa vakatama nevanhu vaive kudivi ravo vakaenda kuPfura (kana Karanda, yave kuzivikanwa parizvino saMt Darwin). Uko kwaivanikwa VaTavara (rudzi rwaMaShona) naVaTonga vaigara ko. VaMutota vakasiya mutupo wavo wekuti Moyo, vakasarudza mhuka huru yemusango vachiti vaizokura kudarika vamwe vese, ndikokusarudza Nzou, avo vanaSamanyanga. Zvino pavakaenda kunogara ko vaitama gore negore munguva yekutanga kugara vachitsvaga nzvimbo yakanaka yekugara uye vachiridzidzira vanhu vainge vachirikugara. Nokudaro vakatanga kunzi vegore negore, ndipo pakabva Gorekore kana Korekore zita reMaShona enzvimbo yekuyanhasi. Zvichidaro, boka iri rakasanganisana nemapoka mazhinji evanhu, nokuti VaMutota vakazotanga uhwami hwavo hwaMutapa mushure mekutama kuPfura. Vakaroora vakadzi vazhinji kusimbisa hukama pakati pavo nevanhu vavaigarisana navo kuratidza kuti havaizorwisana navo zvakare sekupekutanga kusvika. [[Category:Nhoroondo ye Zimbabwe]] [[Category:Nhoroondo ye mushure mehukoloni]] [[Category:ZveZimbabwe]] fbkc6s1dzub85go0p8ra4h9r02mwst4 114306 114305 2026-08-22T03:41:39Z Masiziva 13430 114306 wikitext text/x-wiki '''Nhoroondo ye Zimbabwe mushure mehukoloni''' yaivepo kusvika pakapuhwa statasi ye hukoloni ku[[Rhodhezhiya Chamhembe]] ne [[hurumende ye Bhuritani]] muna [[1923]]. == Undyandyari wekare == Vaambakare (Vaakioloji) vakawana zvinhu zvemunguva yeZera reDombo, zvipendwa zvemubako zvechiKhoisan, misoro yemiseve, hari, uye maturusi ehurungudo munzvimbo dzakasiyana dzeZimbabwe, zvichiratidza kuti paimbove nevanhu vaigara po zvuru zvemakore, uye matongo ezvivakwa zvematombo airatidza undyandyari wechimanje. Chiratidzo chikuru chakawanikwa chinoshamisa uye chinodadisa matongo eUmambo hweZimbabwe, chimambo cheVaShona uye pachiri ndipo pakabva zita rakatumidzwa nyika, akagadzikwa kudhuze neMasvingo. Humbowo hunoratidza kuti zvivakwa zvemabwe izvi zvakavakwa nerudzi rwechivare rwechiAfurika muzanagore rechiGumi neimwe muZera riNjee. Hukuru hweZimbabwe hwainge hune mbiri yechepamusoro munguva yaibva mu1300 kusvika 1450 ZR, apo kuchera ndarama kubva kuzviisi zvechikati kwaive mutandira wekushava weGungwa reIndiya nemupaka weKilwa neSofala. Mafungidziro evagari vemuHukuru hweZimbabwe munguva iyi vaifungidzirwa kuve pakati peGumiuru (10,000) neMakumiuru-maviri (20,000). Zvikonzero zvakakonzera kuondoka kweHukuru hweZimbabwe hazvina kunyorwa pachena kuti panozivikwa, zvisinei dziriko nhoroondo dzehurukuro dzinoudza nezvenyaya yazvo. Nhoroondo inoti Muchinda Nyatsimba Mutota akafamba kuenda kuZambezi uko kwaakaona nzvimbo yakanaka paitsvaga munyu nemiungo. Munharaunda rweHukuru hweZimbabwe, mukufa kwababa vake Mambo Mabudzi Chibatamatosi vaNyatsimba vaifanira kuve mutongi waitevera. Kasi, hanzvadzirume yake, Mukwati uyo akazodanwa kunzi Togwa — iye naNyatsimba havana kuwirirana panyaya yekutonga Humambo, zvino Mukwati akati aidaka kutonga akaronga kurwisana naNyatsimba kuti iye atonge, panguva iyi ndipo paakasimbirira kuti 'ibve togwa/torwa', kureva vairwira chigaro cheumambo. Apa ndipo pakabva zita raMukwati, rekuti Togwa (kana Torwa nemimwe mitauronyina), ndikokusaka achinzi Togwa Mukwati pakurava kwenhoroondo. Pakarwisana vaMukwati naVaMutota, VaMutota vakakundwa vakatama nevanhu vaive kudivi ravo vakaenda kuPfura (kana Karanda, yave kuzivikanwa parizvino saMt Darwin). Uko kwaivanikwa VaTavara (rudzi rwaMaShona) naVaTonga vaigara ko. VaMutota vakasiya mutupo wavo wekuti Moyo, vakasarudza mhuka huru yemusango vachiti vaizokura kudarika vamwe vese, ndikokusarudza Nzou, avo vanaSamanyanga. Zvino pavakaenda kunogara ko vaitama gore negore munguva yekutanga kugara vachitsvaga nzvimbo yakanaka yekugara uye vachiridzidzira vanhu vainge vachirikugara. Nokudaro vakatanga kunzi vegore negore, ndipo pakabva Gorekore kana Korekore zita reMaShona enzvimbo yekuyanhasi. Zvichidaro, boka iri rakasanganisana nemapoka mazhinji evanhu, nokuti VaMutota vakazotanga uhwami hwavo hwaMutapa mushure mekutama kuPfura. Vakaroora vakadzi vazhinji kusimbisa hukama pakati pavo nevanhu vavaigarisana navo kuratidza kuti havaizorwisana navo zvakare sekupekutanga kusvika. [[Category:Nhoroondo ye Zimbabwe]] [[Category:Nhoroondo ye mushure mehukoloni]] [[Category:ZveZimbabwe]] ah8yh9e8vlrc41drdgyeun90w2g14fp