Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.47.0-wmf.16 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Event Event talk Mboro 0 2173 114307 114304 2026-08-25T15:20:17Z AriamMai 20971 Undid revision [[Special:Diff/114304|114304]] by [[Special:Contributions/AriamMai|AriamMai]] ([[User talk:AriamMai|talk]]) 114307 wikitext text/x-wiki [[File:Anatomy of Male Human External Genitals.jpg|thumb|333x333px]] '''Mboro''' inhengo yemuviri wemunhu rume. Mboro inoshandiswa kurasa mvura dzemumuviri, nekusika rudzi. Dzimwe mboro dzinobviswa ganda remberi. Kubviswa kweganda uku kunonzi kuchecheudzwa, uye mboro isina ganda remberi inonzi [[shondo]]. Vanhu vakadzingiswa vane mikana yakati shomekei yekubata zvirwere zvepabonde nekuda kwekuti rukanda rwepamusoro pemboro runenge rwakati omararei zvinoita kuti utachiona hwezvirwere hunetseke kupinda mumuviri. Uyezve vakachecheudzwa havakurumidze kubuditsa pabonde uye kunakirwa kwavo kushoma. ==Mupimo== Nzira inoshandiswa nevarungu inowanzo konzera kuti mboro itadze kumira, inopedzesera yava kungorembera. Dziya dzatinoona mumafirimu emapono dzinenge dziri doko asi kuti panogadzirwa firimu vanoita kuti firimu riratidze kunge hombe. mamwewo mafirimu anoshandisa mboro dzezvimiti kana kuti silicon dzinenge dzaka pfekerwa pamusoro pemboro kuti iratidze kunge hombe. ==Hurefu hwemboro== [[File:Parts of Human Penis.jpg|thumb|330x330px|nhengo dzesikarudzi yemunhu]] Wongororo dzakaitwa kuchipimwa hurefu hwemboro dzakabuda dzichitaura zvakasiyana.Mupimoo wemboro wakanaka kunangisa ruoko rwako kubva parwunotangira kusvika panogumira chigunwe chepakati. *Imwe wongororo yakapima mboro dzakamira kuAmerica yakawana hurefu hunoita 12.9cm [[chipakati]]; kunonzi wongororo iyi yaitarisa varume vemarudzi neganda rakasiyana. *Imwewo wongororo yakapima dzisina kumira yakawana dzakareba 10.2cm [[chipakati]], nekufuta 30.2cm zvichireva kuti tambo inopoterera 10.1cm. Pakazopimwa dzamira dzakanga dzareba 15.2cm, dzakafuta 3.8cm zvichireva kuti [[pimamuganhu]] yakanga yave 11.9cm kupoterera. Vakaita wongororo idzi kunonzi vaida kubatsira "varwere" vanonetseka nenhau dzekumira kwemboro uye ave vanotsvaka kuti dziwedzerwe kukura kuZimbabwe. Varume vazhinji vanoda kwazvo kuva nemboro hombe .Kuva nemboro hombe kunoita kuti varume ava vafunge kuti vanozokwanisa kufadza zvakanyanya kana kuti kunakira vadikani vavo pabonde .Asi mutsvagiridzo dzakaitwa kukura kwemboro hakunei nekunaka kwavanoita kana vava kuita bonde asi kuti kugona kushandisa mboro yacho nekutekenya mabhatani chaiwo. Kukoira kusvinu kunokurudzirwa kuti murume ugutse mukadzi wako pabonde,hazvinei nekuti une mboro yakaita sedora kana kuti chigurinhwa. ==Mazwi eBantu== *[[VaTumbuka]] vanoti '''mbolo''' (penis) kureva [[mboro]]. [[VaWanga]] vanoti '''imbolo''' (penis) kureva [[mboro]]. *[[VaBemba]] vanoti '''membe''' (n. penis). [[Herero]] vanoti omu-kova (n. foreskin). *[[Lugwere]] vanoti '''ibbolo''' kana '''mabbolo''' kureva mboro. [[Maconde]] vanoti '''chitongo''' kureva mboro. *[[VaGulu]] vanoti [[mpholo]] (n. knob - a projecting part, usually rounded, forming the handle of a door, drawer, or the like.). *[[VaLozi]] vanoti '''pili''', '''nemba''' kana '''linemba''' (n. penis) vachireva [[mboro]]. *Lozi inoti '''ku lunda''' kana '''ku lunzha''' (to be erect - of penis). *[[VaTonga]] vanoti '''museke''' (n. glans penis). [[Kinande]] vanoti '''obusoni''' kureva nhengo dzesikarudzi. [[Category:Muviri]] t8vvf69xav6yrwlapsb6t8kg7nip5qd Magwaza 0 16537 114308 104745 2026-08-26T07:02:39Z ~2026-46321-73 21277 114308 wikitext text/x-wiki '''Magwaza''' is a surname of South African origin ==South African Origin== [[Category:Mazita eVanhu]] gmiocw32fd2xtjf099w4k9sxg7qwgvg 114309 114308 2026-08-26T09:37:15Z Pristome 21108 Undid revision [[Special:Diff/114308|114308]] by [[Special:Contributions/~2026-46321-73|~2026-46321-73]] ([[User talk:~2026-46321-73|talk]]) Revert vandalism 114309 wikitext text/x-wiki '''Magwaza''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[VaTonga]] vanoti magwaza kureva [[mangayi]]. *[[VaLozi]] vanoti '''kwaza''' (v. to stab with a spear) vachireva kubaya ne[[pfumo]]. Mamwe mazwi: '''mukwazi, mukwazo'''. [[Category:Mazita eVanhu]] koyprrekrq8k57gh1jm9tcok265eyka