Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.47.0-wmf.18 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Event Event talk Nyoka 0 2308 114530 88395 2026-09-08T20:50:53Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 114530 wikitext text/x-wiki [[File:Snakes Diversity.jpg|250px|right]] '''Nyoka''' [[imhuka]] yesango yakareba isina makumbo inofamba ichi zvongonyoka. Dzimwe nyoka dzine uhuturu huno kwanisa kuuraya munhu uye dzimwe dzaka fanana neshato hadzina kana nehuturu. [[Vanhu]] vazhinji vano[[uraya]] nyoka kana vakaiona. Nyoka dzinowanikwa muAfrica dzinosanganisira [[shato]], [[chiva]], [[Nyamafingu|mhungu]],[[Nyaminyami]] [[rovambira]], [[nyamafingu]],[[bonga-musakwani]], [[nyarufuru]], [[kangamiti]] kana kuti [[kangamiti|karukuni]], [[mhakure]],[[ndara]], [[tsvuku-kuviri]], [[Chimanzi|chimanzi]], [[Mhakure|mhakure]], [[Rukukutwe|rukukutwe]], [[Svoti|svoti]], [[Maswere|maswere]], [[Binga_(nyoka)|binga]], [[Hangara|hangara]], [[Ndinga|ndinga]] nedzimwewo. *[[Dinga_(nyoka)|Dinga]] (two headed snake, harmless). *[[Dzerere]] (Olive marsh snake. 2. Green water snake). *[[Nyoka|Mhangara]] (1. Boomslang, 2. Water snake). *[[Mhakure]] (snake of the cobra kind). Nyoka dzinobvisa ganda radzo rekunze pamwaka yakasiyana - ganda iri rinenge rabviswa rinonzi [[chibvunuro]], [[bvunurwa]], [[vhunurwa]], [[guvurwa]] kana [[guurwa]] - "slough in English". Pachinyorwa chino chidzidzo chakanangana neruzivo rwenyoka chinonzi [[Chironzo Chenyoka]] kana [[Ronzanyoka]]. == Tsumo == *Mwana wenyoka nzvenzvana. *Akarohwa senyoka yapinda mumba *Rega kuyera nyoka negavi iyo iripo. *Nyoka haina duku. A snake is a snake, no matter how small. *[[Pfini]] yenyoka kungoruma icho isingadyi. It is the malice of a snake to bite something it does not eat. *[[Hwoni]] hwenyoka kuruma chaisingadyi. It is the malice of a snake to bite that which it will not eat. *Rega kurova nyoka ukasiya [[rumhinda]]. Do not kill a snake and leave its '''tail'''. *Rega kunera nyoka uchisiya [[rupinda]]. Do not strike a snake and leave its tail. ==Mazita emhuri== Kune mazita emhuri ane chekuita nenyoka. Mamwe ndiwo anoti: Nyoka, Mutimbanyoka zvichingodaro. ==Mitauro yeAfrika== *Va[[Nyungwe]] vanoti ngozi (n. venom) kureva huturu. *[[Kiwanga]] inoti okhufunula (uncover) kureva [[kufunura]]. Mamwe mazwi: okhufunika (v. to cover). *[[Nsenga]] vanoti tsunzu (n. a ball of string, a snake rolled up). *[[Tampulma]] vanoti nyɔk (v. to gather together) kureva [[kuungana]]. Cherechedzai kuti [[nyoka]] inounganidza muviri wayo panzvimbo imwe. *[[Taabwa]] vanoti ku-i-pamba (v. to coil around (a snake) a tree) kureva [[kuzvimoneredza]]. [[Category:Mhuka]] 2hriomn1rkvimdczrnqaih10by8pd7a Kutumbura 0 10647 114541 112789 2026-09-08T22:45:07Z JayMezza 20555 114541 wikitext text/x-wiki *[[Kuzvarwa kweMwana|Kutumbura]] (To give birth to) Amai vekubereka ndivo [[nyakutumbura]]. *[[Kutumbura Munzwa]] (to take out a thorn, to take something out of eye) zvichireva kubuditsa munzwa kubva munyama mawakabaya. *[[Kutumbura mhuka]] (eviscerate, disembowelment) kureva kubaya nokuburitsa matumbu nedzimwe nhengo dzemukati. ==Mitauro yeBantu== *[[VaBemba]] vanoti '''tumbula''' (to cut open) kureva kutumbura. *[[Yao]] vanoti '''kutumbula''' (to gut, to open an abcess). *[[Swahili]] vanoti '''tumbua''' (1. eviscerate, draw poultry; 2. open up, cut open, make a hole; 3. dissect). *[[Barawani]] vanoti '''t'uumbula''' (perforate, make an opening) kureva kutumbura. *[[VaTonga]] vanoti '''kutumbula''' (v. delivery) kureva kuzvara. {{Kujekesa}} 29er1lupsrz8mpdjzhr2esbpmmnlvtr Chitimbe 0 12973 114540 63284 2026-09-08T22:39:50Z JayMezza 20555 114540 wikitext text/x-wiki Chitimbe izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== *Va[[Maconde]] vanoti litimbe & matimbe (field near a valley where rice is planted). *[[Lugwere]] vanoti lutimbe (screen - a Noun). *[[Chewa]] vane muti une zita rokuti chitimbe (the name of a tree). *[[VaTaabwa]] vanoti kitimbe (n. tree from which a red dye is extracted). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 18p562aceix6lv40lfocjewv31psirh Kukorora 0 13056 114528 89563 2026-09-08T20:33:42Z JayMezza 20555 114528 wikitext text/x-wiki [[File:Harvesting seaweed in Jambiani.jpg|thumb|Vanhu vachi korora [[bundo ye bhahari]] mu Musha we[[Jambiani]], [[Unguja]], [[Tanzania]]]] [[File:Banana farmers, Zimbabwe (39695820082).jpg|thumb|Varimi vachi korora ma[[Bhanana|hobho]] mu[[Zimbabwe]]]] '''Kukorora''' (ku [[Chingezi]]: reaping or harvesting) kana '''kukohwa''' pakurima mbesa ishoko rinoreva mabasa anoitwa kana zvirimwa zvaibva (kana kusvika) apo zvinobviswa mumunda. *Kana chiri [[chibage]] kukohwa kunosanganisira kutema magunje, kutyora miguru kubva pagunje, [[kufurura]] nokutakura chibage chichitsvetwa mumatara. *Mabasa ekukohwa donje anosanganisira kupunda mabhora eshinda yacho kubva padzinde, kupatsanura donje kubva kutsvina, nokututira donje mubhero. ==Mitauro yeBantu== *[[VaMambwe]] '''-kola''' (to gather together) kureva [[kuunganidza]]. [[VaChewa]] vanoti [[kukorora]] (to harvest) kureva kukohwa, zvikurusei kukohwa chibage. *[[VaChewa]] vanoti '''mbvuno''' (n. harvest) kureva [[goho]]. [[VaSwahili]] vanoti '''kivuno''' (harvest, yield, gain, profit ) kureva goho. *[[MaZulu]] vanoti '''vuna''' (Reap, harvest, gather crops) vachireva kukohwa. [[VaZigula]] vanoti '''mavuno''' (harvest) kureva goho. *[[VaLungu]] vanoti '''ukukowa''' (to pull, to cling to) kureva [[kudhonza]]?. *[[VaBemba]] vanoti '''kusepa''' (v. to harvest) kureva kukohwa. [[VaTiriki]] vanoti '''khuchesa''' (to harvest) vachireva [[kukohwa]]. == Mamwe mapeji ekutarisa == * [[Kurima]] * [[Kurima neMombe|Kurima ne mombe]] * [[Kukorora wayini]] [[category:kurima]] 1lgplobx4ykuhn0xievtjxmxv3mdk14 Mutumba sezita 0 13102 114544 105872 2026-09-08T22:53:34Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 114544 wikitext text/x-wiki '''Mutumba''' izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. *Vanhu vane zita iri: Obey Mutumba; Letwin Mutumba; Tichaona Mutumba; John Mutumba. *Mutumba (n. Cream of a tartar tree). *[[Kudumbirwa]] (Chasten, [[subdue]], sober). *Mazita ari pedyo: [[Mudumbi]]; [[Chitumbura sezita]], [[Chitumba sezita]], [[Dumbura]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Herero]] inoti tumba (bring down, [[subdue]], reduce - as swelling by fomenting, manage people, train). *[[Herero]] inoti omu-tumba (n. downs; sandhills. Downland rolling upland, in the chalk areas of South Britain, characterized by lack of trees and used mainly as pasture). *[[VaZulu]] vanoti tumba (bring into [[submission]], capture, take captive, take spoil, pillage, conquer). Muenzaniso: ukuthumba izinkomo zezitha (to capture the enemies cattle). *[[Nyanja]] inoti mtumba (a quiver of skin) kureva [[goba]] redehwe. *[[Nsenga]] vanoti mutumba (width, breadth, thickness). *[[Tunen]] inoti ʊ̀≠tʊ́ᵐb–á (v. pass, succeed). [[Shambala]] inoti mtumba (n. maternal uncle). *[[Kikongo]] inoti tumba (v. Dignify). [[VaNyungwe]] vanoti -tumba (lift up, exalt oneself). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 9ug7aoq1pgi2jbzemonxn0hfqzec70e Mupanguri 0 13309 114560 92440 2026-09-09T02:24:01Z JayMezza 20555 Replaced content with "*[[Mupanguri sezita]] (a family name). *Mupanguri {{Kujekesa}}" 114560 wikitext text/x-wiki *[[Mupanguri sezita]] (a family name). *Mupanguri {{Kujekesa}} 3wgqdc3midfiwz9fsyjcenfh7kdjdu5 Mutunda 0 14021 114548 99876 2026-09-09T00:09:05Z JayMezza 20555 114548 wikitext text/x-wiki *[[Mutunda sezita]] *Mutunda ==Mitauro yeAfrika== *[[Taabwa]] vanoti kutunda (v. to take an object and place it near oneself). {{Kujekesa}} 4s3uklrujm3av4rz39b0pz9i9l3cpds 114549 114548 2026-09-09T00:11:13Z JayMezza 20555 114549 wikitext text/x-wiki *[[Mutunda sezita]] *Mutunda ==Mitauro yeAfrika== *[[Taabwa]] vanoti kutunda (v. to take an object and place it near oneself). *[[Taabwa]] vanoti kutunduka (v. to appear on the horizon). {{Kujekesa}} fa7icnsij5z5hrm1v4gt59zd43zdt1g Chirenje 0 14240 114552 107796 2026-09-09T00:30:08Z JayMezza 20555 Replaced content with "*[[Chirenje sezita]] (a family name). *[[Chirenje mutupo]] *Chirenje {{Kujekesa}}" 114552 wikitext text/x-wiki *[[Chirenje sezita]] (a family name). *[[Chirenje mutupo]] *Chirenje {{Kujekesa}} qj8dtf3tq6vre0mnmdvt0iob6z4uzoj Mupamba sezita 0 16676 114526 114207 2026-09-08T19:58:35Z JayMezza 20555 114526 wikitext text/x-wiki '''Mupamba''' izita rinowanikwa muZimbabwe. *Vanhu vane zita iri: Tapiwa Mupamba; Nyaradzo Mupamba; Chiedza Mupamba; Felix Mupamba. *Kupamba (v. to colonize; to bind with cord). ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[MaZulu]] vanoti '''phamba''' (Place a network of fibre round a cracked vessel). *MaZulu vanoti '''umphambo''' (Network of fibre placed round a cracked vessel). *MaZulu vanoti '''amaphamba''' (Puzzling affair; inexplicable matter). *[[Giryama]] vanoti mupamba (n. Cotton tree. Ceiba pentandra). *MaZulu vanoti '''phamba''' (Play a trick on; puzzle; get the better of). *Zulu inoti '''impamba''' (Trick, ruse; incomprehensible person or thing). *[[VaTaabwa]] vanoti mupamba (n. misfortune; unhappy) kureva [[jambwa]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] rm43e1dwnd2lkoqvuul6at59l7nesc9 Mutumba 0 16723 114545 108670 2026-09-08T22:57:23Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114545 wikitext text/x-wiki *[[Chihombe|Mutumba]] (something huge). Zvichida izwi iri rinoturikira [[English]] inoti '''commodity''' kana '''commodious''' *[[Mutumba sezita]] (a family name). ==Mitauro yeBantu== *[[Yao]] vanoti mtumba (a truss of calico - medical device for supporting herniated areas of body). *[[Lenje]] inoti ntumba & tumba (flat basket used as a plate or dish and for catching fish). *[[Herero]] inoti tumba (be rich, abound; be full; great size). *[[VaLamba]] vanoti itumba (n. bag, bundle; bale, sack). *[[Zigula]] inoti mtumba (n. an uncle). Mamwe mazwi: mtumba kana mitumba (n. bale of cloth). *[[Tunen]] inoti ʊ̀≠tʊ́ᵐb–á (v. pass, succeed). [[Taabwa]] inoti litumba (n. sac; pouch). *[[Herero]] inoti omundu omutumba (n. pregnant, full; pregnant). Mamwe mazwi: -tumba (n. pregnant; swelling; height; elevation). *[[BaKalanga]] inoti tumba (v. crouch; squat, sit on the haunches). *[[MaZulu]] vanoti tumba (swell, be full, become large). [[Umbundu]] inoti tumba (v. swell). {{Kujekesa}} g8memzowgziwq23e47z76xfaqn39zhd 114546 114545 2026-09-08T23:01:29Z JayMezza 20555 114546 wikitext text/x-wiki '''Mutumba''' (something huge, a bundle). Zvichida izwi iri rinoturikira [[English]] inoti '''commodity''' kana '''commodious''' *[[Mutumba sezita]] (a family name). ==Mitauro yeBantu== *[[Yao]] vanoti mtumba (a truss of calico - medical device for supporting herniated areas of body). *[[Lenje]] inoti ntumba & tumba (flat basket used as a plate or dish and for catching fish). *[[Herero]] inoti tumba (be rich, abound; be full; great size). *[[VaLamba]] vanoti itumba (n. bag, bundle; bale, sack). *[[Zigula]] inoti mtumba (n. an uncle). Mamwe mazwi: mtumba kana mitumba (n. bale of cloth). *[[Tunen]] inoti ʊ̀≠tʊ́ᵐb–á (v. pass, succeed). [[Taabwa]] inoti litumba (n. sac; pouch). *[[Herero]] inoti omundu omutumba (n. pregnant, full; pregnant). Mamwe mazwi: -tumba (n. pregnant; swelling; height; elevation). *[[BaKalanga]] inoti tumba (v. crouch; squat, sit on the haunches). *[[MaZulu]] vanoti tumba (swell, be full, become large). [[Umbundu]] inoti tumba (v. swell). {{Kujekesa}} e465su5txv4fq2fjiklgz0g2c0vq52e 114547 114546 2026-09-08T23:02:28Z JayMezza 20555 114547 wikitext text/x-wiki *Mutumba (something huge, a bundle). Zvichida izwi iri rinoturikira [[English]] inoti '''commodity''' kana '''commodious''' *[[Mutumba sezita]] (a family name). ==Mitauro yeBantu== *[[Yao]] vanoti mtumba (a truss of calico - medical device for supporting herniated areas of body). *[[Lenje]] inoti ntumba & tumba (flat basket used as a plate or dish and for catching fish). *[[Herero]] inoti tumba (be rich, abound; be full; great size). *[[VaLamba]] vanoti itumba (n. bag, bundle; bale, sack). *[[Zigula]] inoti mtumba (n. an uncle). Mamwe mazwi: mtumba kana mitumba (n. bale of cloth). *[[Tunen]] inoti ʊ̀≠tʊ́ᵐb–á (v. pass, succeed). [[Taabwa]] inoti litumba (n. sac; pouch). *[[Herero]] inoti omundu omutumba (n. pregnant, full; pregnant). *[[Herero]] inoti -tumba (n. pregnant; swelling; height; elevation). *[[BaKalanga]] inoti tumba (v. crouch; squat, sit on the haunches). *[[MaZulu]] vanoti tumba (swell, be full, become large). [[Umbundu]] inoti tumba (v. swell). {{Kujekesa}} 0lsk8c2xpczmfh2l7c16yn2oh2rmes7 Chisike 0 18009 114534 83494 2026-09-08T21:21:29Z JayMezza 20555 114534 wikitext text/x-wiki '''Chisike''' izita remhuri rinowanikwa ku[[Zambia]]. *Vanhu vane zita iri: '''Misheck Chisike; Primrose Chisike; Esther Chisike'''. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Taabwa]] vanoti kusikisa (v. suffer). *[[Taabwa]] inoti musike (n. tree whose bark is used to make strong ropes, but wood is poor quality). *[[VaBukusu]] vanoti '''chisike''' (n. locust hoppers). [[Category:Mazita eVanhu kuZambia]] mccrtbigbcth80q6z64rtzginbyepez 114535 114534 2026-09-08T21:23:29Z JayMezza 20555 114535 wikitext text/x-wiki '''Chisike''' izita remhuri rinowanikwa ku[[Zambia]]. *Mazwi ari pedyo: [[Rusike sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Taabwa]] vanoti kusikisa (v. suffer). *[[Taabwa]] inoti musike (n. tree whose bark is used to make strong ropes, but wood is poor quality). *[[VaBukusu]] vanoti '''chisike''' (n. locust hoppers). [[Category:Mazita eVanhu kuZambia]] pgdyskcglf4oawsy69c61vkqb0zw9zp 114536 114535 2026-09-08T21:28:48Z JayMezza 20555 114536 wikitext text/x-wiki *Chisike *[[Chisike sezita]] (a family name) {{Kujekesa}} i3whg29gjz7ataj5c66bkozh5n8v7yp Rusero sezita 0 20249 114533 113264 2026-09-08T21:13:27Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 114533 wikitext text/x-wiki Rusero izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Vanhu vane zita iri: Tsitsi Rusero; Tinashe Rusero; Jane Rusero; Getrude Rusero. *Zvinyorwa zviri pedyo: [[Rusero]], [[Chisero]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Lozi]] inoti '''liselo''' kana '''maselo''' (n. winnowing basket) zvichireva [[rusero]]. *[[Luwanga]] vanoti '''okhuseretsa''' (v. winnow) kureva [[kusera]]. *[[Nyungwe]] inoti '''cisero''' (basket used for winnowing grain) kureva [[rusero]]. *[[Herero]] inoti serura (v. to make level, to make straight, plain, make smooth). *[[Herero]] inoti seruka (v. to be level, to be even). *[[Zigula]] inoti '''kazungo''' kureva [[rusero]]. [[Venda]] inoti '''tselo''' kureva [[rusero]]. *[[Taabwa]] vanoti kusekesa (n. sorting the grain in the winnowing basket). [[Category:Mazita eVanhu muAfrica]] si81koe9t77ovy9hf1bbw88xgnka2tv Mupfururi sezita 0 20673 114562 112642 2026-09-09T02:35:20Z JayMezza 20555 114562 wikitext text/x-wiki Mupfururi izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ane hukama [[Mupfurudzi]] ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Nyanja]] inoti kupfululutsa (v. to throw up and make fly, as small downy feathers). *Teke inoti '''buu-pfuuri''' (n. Shame) kureva nyadzi. [[Nyanja]] inoti pfulula (v. dig out). *Teke inoti ki-mún´a bú-pfúru (v. to feel ashamed) kureva kunyara. *[[VaTaabwa]] inoti kufulwa (v. to hate). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] duqrng2jja4jcdhpn0jdp34q7s6lmyp 114563 114562 2026-09-09T02:42:12Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 114563 wikitext text/x-wiki Mupfururi izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ane hukama [[Mupfurudzi]] ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[Nyanja]] inoti kupfululutsa (v. to throw up and make fly, as small downy feathers). *Teke inoti '''buu-pfuuri''' (n. Shame) kureva nyadzi. [[Nyanja]] inoti pfulula (v. dig out). *Teke inoti ki-mún´a bú-pfúru (v. to feel ashamed) kureva kunyara. *[[VaTaabwa]] inoti kufulwa (v. to hate; to get irritated, to detest, to be angry, to be offended). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] gyuso2lw52tsacrmqr72l00s81fwcxt 114564 114563 2026-09-09T02:42:56Z JayMezza 20555 114564 wikitext text/x-wiki Mupfururi izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ane hukama [[Mupfurudzi]]; [[Mupfururirwa sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[Nyanja]] inoti kupfululutsa (v. to throw up and make fly, as small downy feathers). *Teke inoti '''buu-pfuuri''' (n. Shame) kureva nyadzi. [[Nyanja]] inoti pfulula (v. dig out). *Teke inoti ki-mún´a bú-pfúru (v. to feel ashamed) kureva kunyara. *[[VaTaabwa]] inoti kufulwa (v. to hate; to get irritated, to detest, to be angry, to be offended). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] tn40olwakit7uwflh65e7t0ukvjkjbu Mutunda sezita 0 21444 114551 100481 2026-09-09T00:24:16Z JayMezza 20555 114551 wikitext text/x-wiki Mutunda izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]], [[Zambia]], [[Angola]] ne[[Tanzania]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. CPane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Kikongo]] inoti tunda (fame, be famous) kureva [[mukurumbira]]. *[[Kimbundu]] inoti tunda (come out, arise, be born, origin). *[[Herero]] inoti omu-tunda kana omutuezu (n. corpulent person). *[[Herero]] inoti oku-tunda (n. corpulence). [[Kikuyu]] inoti itunda (fruit) kureva [[muchero]]. *[[VaDigo]] neVa[[Swahili]] inoti tunda (n. fruit) kureva [[muchero]]. *[[Kimbundu]] inoti mukua tunda (n. country person). *[[Kimbundu]] inoti tunda (n. hinterland, backcountry) kureva kusina kubudirira. *[[Taabwa]] inoti kutunduka (v. arriving in the distance; to appear on the horizon). [[Category:Mazita eVanhu muAngola]] [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]] qnjitbwxywy64cvi0wspenk6hdkhruv Chitumba sezita 0 21545 114543 100209 2026-09-08T22:51:38Z JayMezza 20555 114543 wikitext text/x-wiki Chitumba izita remhuri muZimbabwe. *Mazita ari pedyo: [[Mudumbi]]; [[Mutumba sezita|Mutumba]]; [[Chitumbura]], [[Dumbura]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya.Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[VaVenda]] vanoti tshitumba (n. sheeps fold; goats kraal; fowls pen; pigs sty). *[[VaMaconde]] neVaYao vanoti chitumba (calabash, gourd) kureva [[dende]]. *[[VaYao]] vanoti chitumba (a bud). VaYao vanoti chitumba (n. salt) kureva [[munyu]]. *[[Tunen]] vanoti ʊ̀≠tʊ́ᵐb–á (v. pass, succeed). *[[VaLenje]] vanoti chitumba (underground nest of rat) kureva dendere re[[gonzo]] kiri pasi pevhu. *[[Chopi]] vanoti cirumba (n. a jelly fish). Madudziro - vanoti kuruma kureva [[kutuma]]. *[[Kimbundu]] inoti kitumba (bush; meadow). [[Taabwa]] inoti kutumba (n. To be obstinate). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] sgav6goqcdhtm3ho2b7w9k4bfxjejtz Chipamba sezita 0 23433 114527 107851 2026-09-08T20:03:34Z JayMezza 20555 114527 wikitext text/x-wiki Chipamba izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Vanhu vane zita iri: Emmanuel Chipamba; Member Chipamba; Wedzerai Chipamba; Happiness Chipamba. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Umbundu]] inoti ocipamba (lintel - horizontal support across the top of a door or window). *[[Sangho]] vanoti pambo (n. flat; panel). Fananidzai nokuti [[kupambadzirwa]]? *[[ChiNembe]] vanoti pamba (adj. leaf (of book or tobacco). *[[Taabwa]] inoti lipambala (n. corn cob leaves). [[Taabwa]] inoti kipambala (species of grass). *[[Sangho]] vanoti pamboti (n. scapula). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 796jevbbc9zs9mkohc6ewytta5scofe 114531 114527 2026-09-08T20:54:12Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 114531 wikitext text/x-wiki Chipamba izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Vanhu vane zita iri: Emmanuel Chipamba; Member Chipamba; Wedzerai Chipamba; Happiness Chipamba. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Umbundu]] inoti ocipamba (lintel - horizontal support across the top of a door or window). *[[Sangho]] vanoti pambo (n. flat; panel). Fananidzai nokuti [[kupambadzirwa]]? *[[ChiNembe]] vanoti pamba (adj. leaf (of book or tobacco). *[[Taabwa]] inoti lipambala (n. corn cob leaves). *[[Taabwa]] inoti kipamba & kipambala (species of grass). *[[Sangho]] vanoti pamboti (n. scapula). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] tgqnplzjrflc6m40tb2tsf756c5h8c8 Chiokisitani 0 23549 114567 107109 2026-09-09T08:15:03Z Amherst99 4274 /* */ 114567 wikitext text/x-wiki '''Chiokisitani''' (kureva ''occitan''; ''lenga d'òc;'' [[Chifurenji]]: ''langue d'oc'') kana '''Chilen'a dhi-oku''' nevatauri vekuzvarwa. Chiokisitani mutauro we [[Chirhoma]] unotaurwa ku[[Chamhembe che Furanzi|Chamhembe kwe Furanzi]], [[Monako]], [[Mipata ye Okisitani]] ye [[Itari]], uyezve ne [[Vhari Dhi'Arani]] ye [[Speini]]; zvichiunganidzwa pamwe zvisi izvi zinodananwa dzimwe nguva sa Okisitaniya. Chiositani chinotaura mu [[Kalabhiriya]] ([[Chamhembe che Itari]]) mumankilavhu eururimi eruwa re[[Kosenza]] (kazhinji [[Guardia Piemontese]]). Vamwe vanosanganisa [[Chikatala]] muChiokisitani, nekuti [[Nhambwe ye Ururimi|nhambwe]] yemutauro uyu ne mitauronyina imwe ye Chiokisitani (senge mutauro we [[Chigaskoni]]) wakafana nenhambwe wemitauronyina ye Chiokisitani. Chikatala chainoonekwa semutauronyina weChiokisitani kusvika kupera kwe [[Zanagore rechiGuminepfumbamwe]] uye nhasi uchiri mutauro unehukama huri pedyo nawo. == Ringai zve: == * [[Mitauro ye Chirhoma]] [[Category:Chiokisitani]] [[Category:Mitauro yekuAndora]] [[Category:Mitauro yekuFuranzi]] [[Category:Mitauro yekuItari]] [[Category:Mitauro yekuPiedhimondi]] [[Category:Mitauro yekuKatalonya]] mnvkm5o4bwj2xef8achwrjh32kagf8w Mupfururirwa 0 24752 114565 112645 2026-09-09T02:46:16Z JayMezza 20555 114565 wikitext text/x-wiki Mupfururirwa izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ane hukama [[Mupfurudzi]]; [[Mupfururi sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[Nyanja]] inoti pfulula (v. dig out). *[[Nyanja]] inoti kupfululutsa (v. to throw up and make fly, as small downy feathers). *Teke inoti '''buu-pfuuri''' (n. Shame) kureva nyadzi. *Teke inoti '''a-pfuri''' (He/she was betrayed) kureva akacherwa. *Teke inoti ki-mún´a bú-pfúru (v. to feel ashamed) kureva kunyara. *[[VaTaabwa]] inoti kufulwa (v. to hate; to get irritated, to detest, to be angry, to be offended). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 30o5bs27ktm3xvzd5xsxd11tzxadx9n 114566 114565 2026-09-09T02:57:50Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 114566 wikitext text/x-wiki Mupfururirwa izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ane hukama [[Mupfurudzi]]; [[Mupfururi sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi. *[[Nyanja]] inoti kupfululutsa (v. to throw up and make fly, as small downy feathers). *[[Nyanja]] inoti pfulula (v. dig out). Teke inoti '''buu-pfuuri''' (n. Shame) kureva nyadzi. *Teke inoti '''a-pfuri''' (He/she was betrayed) kureva akacherwa. *Teke inoti ki-mún´a bú-pfúru (v. to feel ashamed) kureva kunyara. *[[VaTaabwa]] inoti kufulwa (v. hate, envy; get irritated, detest, to be angry, to be offended). *[[VaTaabwa]] inoti , kumufulwa muntu to envy someone). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] kqfjrbrkwud7bctcil5ooqg1fdr8tmz Mupili sezita 0 25032 114550 114159 2026-09-09T00:15:35Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 114550 wikitext text/x-wiki Mupili izita remhuri rinowanikwa mu[[Namibia]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[VaTaabwa]] vanoti mupili & mulwi (n. heap; pile). *[[VaTaabwa]] vanoti lupili (n. hill, mountain). [[Category:Mazita eVanhu muNamibia]] 1vm9xszk59ec3lexx4z3y2h7c8rxt1b Kufurura 0 25115 114529 2026-09-08T20:41:59Z JayMezza 20555 Created page with "Kufurura (to de-husk) zvinoreva kubvisa butiro remuguri wechibage. ==Mitauro yeAfrika== *[[VaVenda]] vanoti furu (n. lining of clothes. From [[Afrikaans]]: voering). *[[Tem]] vanoti furuú (n. 1. bag; 2. condom; 3. folder) kureva furu. *[[VaTaabwa]] vanoti kupambulula (v. to remove the husks from an ear of corn). [[Category:Kurima]]" 114529 wikitext text/x-wiki Kufurura (to de-husk) zvinoreva kubvisa butiro remuguri wechibage. ==Mitauro yeAfrika== *[[VaVenda]] vanoti furu (n. lining of clothes. From [[Afrikaans]]: voering). *[[Tem]] vanoti furuú (n. 1. bag; 2. condom; 3. folder) kureva furu. *[[VaTaabwa]] vanoti kupambulula (v. to remove the husks from an ear of corn). [[Category:Kurima]] r8akjmka9yl5igm4etpgpc5dn1f7nuv Rupo 0 25116 114532 2026-09-08T21:02:40Z JayMezza 20555 Created page with "[[Rupo]] (generosity, free giving, open-handedness) kureva kuva munhu anopa asinganyime. *Rupi (the flat of the hand, the palm). Pakuwanda kwonzi ndupi. Kurova nendupi kurova mbama. ==Mitauro yeBantu== *[[Taabwa]] vanoti bu-pe (generosity)." 114532 wikitext text/x-wiki [[Rupo]] (generosity, free giving, open-handedness) kureva kuva munhu anopa asinganyime. *Rupi (the flat of the hand, the palm). Pakuwanda kwonzi ndupi. Kurova nendupi kurova mbama. ==Mitauro yeBantu== *[[Taabwa]] vanoti bu-pe (generosity). 9c5cc0o853uxre0203a704bh1bj6dyq Chisike sezita 0 25117 114537 2026-09-08T21:29:04Z JayMezza 20555 Created page with "'''Chisike''' izita remhuri rinowanikwa ku[[Zambia]]. *Mazwi ari pedyo: [[Rusike sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Taabwa]] vanoti kusikisa (v. suffer). *[[Taabwa]] inoti musike (n. tree whose bark is used to make strong ropes, but wood is poor quality). *[[VaBukusu]] vanoti '''chisike''' (n. locust hoppers). Category:M..." 114537 wikitext text/x-wiki '''Chisike''' izita remhuri rinowanikwa ku[[Zambia]]. *Mazwi ari pedyo: [[Rusike sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Taabwa]] vanoti kusikisa (v. suffer). *[[Taabwa]] inoti musike (n. tree whose bark is used to make strong ropes, but wood is poor quality). *[[VaBukusu]] vanoti '''chisike''' (n. locust hoppers). [[Category:Mazita eVanhu kuZambia]] pgdyskcglf4oawsy69c61vkqb0zw9zp Nsona sezita 0 25118 114538 2026-09-08T21:34:29Z JayMezza 20555 Created page with "'''Nsona''' izita remhuri rinowanikwa ku[[Malawi]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Taabwa]] vanoti kusona (v. to shape a grinding stone). *[[Taabwa]] vanoti kusoneka (v. to be shaped: ''libwe lyasoneka'' the stone is shaped). *[[Taabwa]] vanoti kusonona (v. to reshape the grinding stone, to shape it again). *[[Taabwa]] vanoti nson..." 114538 wikitext text/x-wiki '''Nsona''' izita remhuri rinowanikwa ku[[Malawi]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Taabwa]] vanoti kusona (v. to shape a grinding stone). *[[Taabwa]] vanoti kusoneka (v. to be shaped: ''libwe lyasoneka'' the stone is shaped). *[[Taabwa]] vanoti kusonona (v. to reshape the grinding stone, to shape it again). *[[Taabwa]] vanoti nsona (n. the stone with which the millstone is shaped). [[Category:Mazita eVanhu muDRC]] [[Category:Mazita eVanhu muMalawi]] lc7y4rdceu62gmipjcp4l25begu0mup Ntalika sezita 0 25119 114539 2026-09-08T21:48:37Z JayMezza 20555 Created page with "'''Nsona''' izita remhuri rinowanikwa ku[[Malawi]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Taabwa]] vanoti ntalika (raising the anterior part of the feet of personsitting on the ground). [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]] [[Category:Mazita eVanhu muMalawi]]" 114539 wikitext text/x-wiki '''Nsona''' izita remhuri rinowanikwa ku[[Malawi]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Taabwa]] vanoti ntalika (raising the anterior part of the feet of personsitting on the ground). [[Category:Mazita eVanhu muTanzania]] [[Category:Mazita eVanhu muMalawi]] b5vhf77jv5vk6ye1tcuq886wevw7ooq Kutumbura mhuka 0 25120 114542 2026-09-08T22:47:52Z JayMezza 20555 Created page with "Kutumbura (eviscerate, disembowelment) zvinoreva kubaya nokuburitsa matumbu nedzimwe nhengo dzemukati. ==Mitauro yeAfrika== *[[Taabwa]] vanoti kutumbula (v. to open the body of an animal) *[[Taabwa]] vanoti kutumbula menso (v. to open one's eyes wide)." 114542 wikitext text/x-wiki Kutumbura (eviscerate, disembowelment) zvinoreva kubaya nokuburitsa matumbu nedzimwe nhengo dzemukati. ==Mitauro yeAfrika== *[[Taabwa]] vanoti kutumbula (v. to open the body of an animal) *[[Taabwa]] vanoti kutumbula menso (v. to open one's eyes wide). hzpmai9uuoqezq2rjtvesxesmw8srr1 Chirenje sezita 0 25121 114553 2026-09-09T00:31:05Z JayMezza 20555 Created page with "Chirenje izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Kalanga]] vanoti [[lenje]] (custom; tradition) kureva tsika. *[[Yao]] inoti '''chilenje''' (slenderness; a man of slender build) kureva [[munhu mutete]]. Sokuti: [[Mundujua chilenje]]: (A man of slender build). *[[VaMambwe]] vanoti '''ulenje''' (to..." 114553 wikitext text/x-wiki Chirenje izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Kalanga]] vanoti [[lenje]] (custom; tradition) kureva tsika. *[[Yao]] inoti '''chilenje''' (slenderness; a man of slender build) kureva [[munhu mutete]]. Sokuti: [[Mundujua chilenje]]: (A man of slender build). *[[VaMambwe]] vanoti '''ulenje''' (to be a skilled hunter) kureva nyanzvi yekuvhima. *Mambwe inoti '''mulenje''' (hunter with a dog; a trapper) kureva munhu anovhima nembwa kana muteyi. *[[Tiriki]] inoti '''shilenje''' (n. leg, foot) kureva [[gumbo]] kana [[tsoka]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] qa32noo6bk95pu4sctkt5ttb0zhgb7z 114559 114553 2026-09-09T02:21:50Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 114559 wikitext text/x-wiki Chirenje izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Kalanga]] vanoti [[lenje]] (custom; tradition) kureva tsika. *[[Yao]] inoti '''chilenje''' (slenderness; a man of slender build) kureva [[munhu mutete]]. *[[Yao]] inoti [[Mundujua chilenje]]: (A man of slender build). *[[VaMambwe]] vanoti '''ulenje''' (to be a skilled hunter) kureva nyanzvi yekuvhima. *Mambwe inoti '''mulenje''' (hunter with a dog; a trapper) kureva munhu anovhima nembwa kana muteyi. *[[Tiriki]] inoti '''shilenje''' (n. leg, foot) kureva [[gumbo]] kana [[tsoka]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] e1wykpvk960z97uqtrr3dtrt54h4v1a Chirenje mutupo 0 25122 114554 2026-09-09T00:41:01Z JayMezza 20555 Created page with "Chirenje chidawo che[[mutupo]] wevaera [[hungwe]] vari muZimbabwe ku[[Mozambique]]. Mune dzimwe nzvimbo dzeMozambique kunyanya mudunhu reTete nedzimwe nzvimbo dziri kumusoro kweZimbabwe, Chirenje mutupo wevanhu vanotaura Nyungwe vari muzvikamu zviri zvinoti: *Chirenje Doma (kureva VaDoma vanotaura Nyungwe vanogara pedyo ne[[Rwizi Zambezi]]) uye, *[[Chirenje Chikunda]] (kureva vanhu vanotaura Nyungwe vachigara kuTete Province Mozambique). Chirenje ishiri inonzi hun..." 114554 wikitext text/x-wiki Chirenje chidawo che[[mutupo]] wevaera [[hungwe]] vari muZimbabwe ku[[Mozambique]]. Mune dzimwe nzvimbo dzeMozambique kunyanya mudunhu reTete nedzimwe nzvimbo dziri kumusoro kweZimbabwe, Chirenje mutupo wevanhu vanotaura Nyungwe vari muzvikamu zviri zvinoti: *Chirenje Doma (kureva VaDoma vanotaura Nyungwe vanogara pedyo ne[[Rwizi Zambezi]]) uye, *[[Chirenje Chikunda]] (kureva vanhu vanotaura Nyungwe vachigara kuTete Province Mozambique). Chirenje ishiri inonzi [[hungwe]] sekutaura kwevamwe. [[Category:Tsika]] 4e4u4s98oeizr2iijc0lrux96498v54 114555 114554 2026-09-09T00:41:35Z JayMezza 20555 114555 wikitext text/x-wiki Chirenje chidawo che[[mutupo]] wevaera [[hungwe]] vari muZimbabwe ku[[Mozambique]]. Mune dzimwe nzvimbo dzeMozambique kunyanya mudunhu reTete nedzimwe nzvimbo dziri kumusoro kweZimbabwe, Chirenje mutupo wevanhu vanotaura Nyungwe vari muzvikamu zviri zvinoti: *[[Chirenje Doma]] (kureva VaDoma vanotaura Nyungwe vanogara pedyo ne[[Rwizi Zambezi]]) uye, *[[Chirenje Chikunda]] (kureva vanhu vanotaura Nyungwe vachigara kuTete Province Mozambique). Chirenje ishiri inonzi [[hungwe]] sekutaura kwevamwe. [[Category:Tsika]] h8ijy45i425bc91rx2ip7h135eluwgw 114556 114555 2026-09-09T00:42:39Z JayMezza 20555 114556 wikitext text/x-wiki Chirenje chidawo che[[mutupo]] wevaera [[hungwe]] vari muZimbabwe ku[[Mozambique]]. Mune dzimwe nzvimbo dzeMozambique kunyanya mudunhu reTete nedzimwe nzvimbo dziri kumusoro kweZimbabwe, Chirenje mutupo wevanhu vanotaura Nyungwe vari muzvikamu zviri zvinoti: *[[Chirenje Doma]] iboka reVaDoma vanotaura Nyungwe vanogara pedyo ne[[Rwizi Zambezi]] *[[Chirenje Chikunda]] iboka revanhu vanotaura Nyungwe vachigara kuTete Province Mozambique. Chirenje ishiri inonzi [[hungwe]] sekutaura kwevamwe. [[Category:Tsika]] 2avrdu5w1xjaqaxot29176alxgv09lo 114557 114556 2026-09-09T00:44:09Z JayMezza 20555 114557 wikitext text/x-wiki Chirenje chidawo che[[mutupo]] wevaera [[hungwe]] vanogara muZimbabwe ne[[Mozambique]]. Mune dzimwe nzvimbo dzeMozambique kunyanya mudunhu reTete nedzimwe nzvimbo dziri kumusoro kweZimbabwe, Chirenje mutupo wevanhu vanotaura Nyungwe vari muzvikamu zviri zvinoti: *[[Chirenje Doma]] iboka reVaDoma vanotaura Nyungwe vanogara pedyo ne[[Rwizi Zambezi]] *[[Chirenje Chikunda]] iboka revanhu vanotaura Nyungwe vachigara kuTete Province Mozambique. Chirenje ishiri inonzi [[hungwe]] sekutaura kwevamwe. [[Category:Tsika]] 6r11ophkaad6e1q9p97zyzj4cgcjmpg 114558 114557 2026-09-09T00:47:18Z JayMezza 20555 114558 wikitext text/x-wiki Chirenje chidawo che[[mutupo]] wevaera [[hungwe]] vanogara muZimbabwe ne[[Mozambique]]. Vanhu vanoera Chirenje vanonyanya kuwanikwa munzvimbo dzeMozambique kunyanya mudunhu reTete uye mumatunhu ari kumusoro kweZimbabwe. Vaera Chirenje vanotaura Nyungwe uye vari muzvikamu zviri zvinoti: *[[Chirenje Doma]] iboka reVaDoma vanotaura Nyungwe vanogara pedyo ne[[Rwizi Zambezi]] *[[Chirenje Chikunda]] iboka revanhu vanotaura Nyungwe vachigara kuTete Province Mozambique. Chirenje ishiri inonzi [[hungwe]] sekutaura kwevamwe. [[Category:Tsika]] bsexjrhegnvcm7rzuc9ibuvfpu0d4lb Mupanguri sezita 0 25123 114561 2026-09-09T02:26:31Z JayMezza 20555 Created page with "Mupanguri izita remhuri rinowanilwa muZimbabwe. *Mazita ari pedyo: [[Mupangura]], [[Kapangura]], [[Chapangura]], [[Chipangura]] *Tarisai chinyorwa chinonzi [[kupangura]] muone zvimwe zvinoreva shoko irori. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Herero]] inoti okupangura (adjudge - make a decision; adjudgement, arbitrate) kureva kushara za..." 114561 wikitext text/x-wiki Mupanguri izita remhuri rinowanilwa muZimbabwe. *Mazita ari pedyo: [[Mupangura]], [[Kapangura]], [[Chapangura]], [[Chipangura]] *Tarisai chinyorwa chinonzi [[kupangura]] muone zvimwe zvinoreva shoko irori. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Herero]] inoti okupangura (adjudge - make a decision; adjudgement, arbitrate) kureva kushara zano. *[[VaHerero]] vanoti omu-pangure (arbiter; arbitrator) kureva mutongi. *VaHerero vanoti pangura (separate the fighting people) kureva [[kurandutsira]]. *[[VaRundi]] vanoti gupangura (to clear off - as table etc; to take down tent). *[[VaRundi]] vanoti gupanga (to prepare, wipe off, pitch tent, spread out, set the table). *[[VaKongo]] vanoti bangula (v. to take to pieces, pull down, destroy, demolish, lay open, make plain, clear, disclose, divulge as a secret). Izwi iri rinodudza zvimwe nokuti [[figure out]] mu[[English]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 54xmodiypmb2n8desxhn26ok7hz14la