Wikipedia
snwiki
https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga
MediaWiki 1.47.0-wmf.23
first-letter
Media
Special
Talk
User
User talk
Wikipedia
Wikipedia talk
File
File talk
MediaWiki
MediaWiki talk
Template
Template talk
Help
Help talk
Category
Category talk
TimedText
TimedText talk
Module
Module talk
Event
Event talk
Munhu
0
9361
114751
108167
2026-10-08T03:11:52Z
JayMezza
20555
/* Mitauro ye Chiafurika */
114751
wikitext
text/x-wiki
'''Munhu''' (kana ''mundu'' uye ''munthu'' mu[[Chindau]]) chisikwa chakanaka chakasikwa na[[Mwari]] pazuva rechitanhatu ravakasika denga nenyika nazvose zvirimo.
*[[Mutsa_(wevanhu)|Mutsa]] (humans considered as a group; the human race).
*Munhu paakaya ane mweya usingarovi. Man has this essential quality, he has an immortal soul.
==Mitauro yeAfrika==
*[[VaLenje]] vanoti '''muntu''' (person) vachireva [[munhu]].
*[[VaGungu]] ne[[MaZulu]] vanoti '''bantu''' (people) vachireva [[vanhu]].
*Lenje vanoti '''mwana''' (person) vachireva [[munhu]].
*Lenje vanoti '''mwanike''' (child - either boy or girl, son or daughter) kureva [[mwana mudiki]].
*Lenje vanoti '''mwanakashi''' (female person) kureva [[munhukadzi]].
*[[Baila]] vanoti '''mumi''' (a living person) kureva munhu mupenyu.
*Lenje vanoti '''mwanalume''' (male person, husband) kureva [[munhurume]].
*[[Sangho]] vanoti '''zo''' (n. human) kureva [[munhu]].
*[[Digo]] vanoti '''mwanadamu''' (n. human) kureva [[munhu]].
*[[Shilluk]] vanoti '''tero''' (n. people) vachireva [[vanhu]]
[[Category:Chitendero]]
[[Category:Mazwi eShona anopera na U]]
6u7f70oktaqsvoa6mgknxn5trx1xo9t
Murahwa
0
12838
114752
110432
2026-10-08T03:13:55Z
JayMezza
20555
Replaced content with "*[[Murahwa sezita]] (a family name). *Murahwa {{Kujekesa}}"
114752
wikitext
text/x-wiki
*[[Murahwa sezita]] (a family name).
*Murahwa
{{Kujekesa}}
ptqoh4zc29vbc6d6215xrrbwilmqvvh
Manjoro
0
12934
114748
81889
2026-10-08T03:04:20Z
JayMezza
20555
114748
wikitext
text/x-wiki
*[[Manjoro sezita]] (a family name).
*Manjoro
{{Kujekesa}}
ggmxnlcrxiti207tmow7tgntxg935n7
Kutoka
0
13009
114745
110076
2026-10-08T01:44:27Z
JayMezza
20555
114745
wikitext
text/x-wiki
*[[Kutoka sezita]] (n. family name).
*Kutoka
==Mitauro yeBantu==
*[[Bushong]] vanoti toka (v. topple off, come out of joint; come apart; be dislocated; come out of socket),
{{Kujekesa}}
szex7550szpmxvuaaor5y9hw2cnkewj
Museka
0
13322
114755
75875
2026-10-08T03:33:05Z
JayMezza
20555
Replaced content with "*[[Museka sezita]] (a family name). *Museka {{Kujekesa}}"
114755
wikitext
text/x-wiki
*[[Museka sezita]] (a family name).
*Museka
{{Kujekesa}}
5dp8almai7adwa2ls0camj1gjh2asnv
Lutoka sezita
0
23826
114746
107862
2026-10-08T02:49:00Z
JayMezza
20555
/* Mitauro yeAfrika */
114746
wikitext
text/x-wiki
'''Lutoka''' izita remhuri rinowanikwa muAngola ne[[Congo Kinshasa]].
*Vanhu vane zita iri: Jordeline Lutoka; Lutoka Lu; Jene Lutoka.
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
*[[Bushong]] inoti lutoka (n. body; frame) kureva [[muviri]].
[[Category:Mazita eVanhu muAngola]]
[[Category:Mazita eVanhu muDRC]]
pl08d528jk3k8tjc4mrq99yo6681p5w
Chihota sezita
0
23836
114750
107918
2026-10-08T03:08:41Z
JayMezza
20555
114750
wikitext
text/x-wiki
Chihota izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
*Tarisai chinyorwa chinonzi [[hota]].
*Mazwi angava pedyo: [[Chiwoto sezita]]; [[Chiwota sezita]].
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
*[[VaLenje]] vanoti wota (be good in any sense, do good, do well, be right - just, beautiful, nice, pleasant). Mamwe mazwi: wotela (be good for, suit, fit).
*[[VaLenje]] vanoti wota (suit, agree with, fit, be useful, profitable, advantageous).
*[[Lenje]] vanoti wotesha (make good, put in order, arrange, adjust, improve, correct).
*[[Swahili]] vanoti kiota (nest, roost of fowl). Mamwe mazwi ota (1. mark, designate, 2. make a mark, leave marks - usually welts from blows).
*VaSwahili vanoti oteo kana maoteo (growth). Mamwe mazwi: woto (growth, development; vegetation).
*[[VaZigula]] vanoti kuhota (grow plants; sprout; germinate) kureva kurima zvirimwa. [[VaGulu]] vanoti ku-ota kana ku-kua (v. grow).
*[[Hadiyya]] inoti oota (n. fence) kureva [[fenzi]]. Mamwe mazwi: otoota (1. a sort of fence; 2. protection). Ootamma (adj. round)
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
islf25wgjho9w4ua5a04e2zg3zgopn1
Ntsholo sezita
0
24824
114747
113045
2026-10-08T03:02:48Z
JayMezza
20555
114747
wikitext
text/x-wiki
'''Ntsholo''' izita remhuri rinowanikwa mu[[South Africa]].
*Fananidzai nokuti: [[Manjoro sezita]].
==Mitauro yeBantu==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
*[[Bushong]] inoti '''ntsholo''' kana '''bantsholo''' (n. angel) kureva [[ngirozi]].
[[Category:Mazita eVanhu muSouth Africa]]
diski1pcces1yg9tyr9k89qib65i8he
Mushoriwa sezita
0
25160
114743
114740
2026-10-08T01:26:53Z
JayMezza
20555
114743
wikitext
text/x-wiki
Mushoriwa izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
*Mazwi ari pedyo: [[Shoriwa sezita]], [[Shorayi sezita]], [[Shorwayi sezita]]; [[Kushora]], [[Kundishora sezita]].
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya.
*[[Bushong]] inoti ishola (simultaneously, at the same time).
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
6fme2wpqj3qrg00thgfkzjxbvf5t855
Kundishora sezita
0
25162
114744
2026-10-08T01:27:36Z
JayMezza
20555
Created page with "Kundishora izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ari pedyo: [[Shoriwa sezita]], [[Shorayi sezita]], [[Shorwayi sezita]]; [[Kushora]], [[Mushoriwa sezita]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Bushong]] inoti ishola (simultaneously, at the same time). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]"
114744
wikitext
text/x-wiki
Kundishora izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
*Mazwi ari pedyo: [[Shoriwa sezita]], [[Shorayi sezita]], [[Shorwayi sezita]]; [[Kushora]], [[Mushoriwa sezita]].
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya.
*[[Bushong]] inoti ishola (simultaneously, at the same time).
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
nw2hqloht6jsui6zhs62xa3nnk4ppes
Manjoro sezita
0
25163
114749
2026-10-08T03:05:53Z
JayMezza
20555
Created page with "Manjoro izita remhuri mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[VaNyarundi]] vanoti '''ijoro''' (night) kureva husiku. *[[VaWabo]] vanoti '''njoro''' (n. fish) kureva [[hove]]. *[[Bushong]] vanoti ntsholo (n. angel) kurev..."
114749
wikitext
text/x-wiki
Manjoro izita remhuri mu[[Zimbabwe]].
==Mitauro yeBantu==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
*[[VaNyarundi]] vanoti '''ijoro''' (night) kureva husiku.
*[[VaWabo]] vanoti '''njoro''' (n. fish) kureva [[hove]].
*[[Bushong]] vanoti ntsholo (n. angel) kureva [[ngirozi]].
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
7d0lnuxhguut2beqg7r0s77bixmd9dw
Murahwa sezita
0
25164
114753
2026-10-08T03:14:13Z
JayMezza
20555
Created page with "Murahwa izita rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro weBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[VaMambwe]] vanoti '''mulawa''' (n. person, a human being) kureva [[munhu]]. *[[VaMambwe]] vanoti '''mulawa''' (n. person who does not lie) kureva [[munhu]] asinganyepi. *[[VaRundi]] vanoti '''kuragwa''' (inheritance). VaRundi vanoti '''umuragwa''' kana ''..."
114753
wikitext
text/x-wiki
Murahwa izita rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
==Mitauro weBantu==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya.
*[[VaMambwe]] vanoti '''mulawa''' (n. person, a human being) kureva [[munhu]].
*[[VaMambwe]] vanoti '''mulawa''' (n. person who does not lie) kureva [[munhu]] asinganyepi.
*[[VaRundi]] vanoti '''kuragwa''' (inheritance). VaRundi vanoti '''umuragwa''' kana '''samuragwa''' (heir) kureva mugari wenhaka.
*[[VaRwanda]] vanoti '''kuraga''' (v. to leave inheritance). Mamwe mazwi: '''kuragwa''' (v. to inherit) kureva [[kugara nhaka]]
*[[Barotse]] vanoti '''mulawa''' (n. stick used to search for iron ore under water; 2. heat resistant clay mouthpiece for bellows).
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
kk31ptu0lvclbu6vhtremdp81fisvg9
114754
114753
2026-10-08T03:17:05Z
JayMezza
20555
/* Mitauro weBantu */
114754
wikitext
text/x-wiki
Murahwa izita rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
==Mitauro weBantu==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya.
*[[VaMambwe]] vanoti mulawa (n. person, a human being) kureva [[munhu]].
*[[VaMambwe]] vanoti mulawa (n. person who does not lie) kureva [[munhu]] asinganyepi.
*[[VaRundi]] vanoti kuragwa (inheritance).
*VaRundi vanoti umuragwa kana samuragwa (heir) kureva mugari wenhaka.
*[[VaRwanda]] vanoti kuraga (v. to leave inheritance).
*[[VaRwanda]] vanoti kuragwa (v. to inherit) kureva [[kugara nhaka]]
*[[Barotse]] vanoti mulawa (n. stick used to search for iron ore under water; 2. heat resistant clay mouthpiece for bellows).
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
7a7vbo29m6s564tuxbab8pvohupotik
Museka sezita
0
25165
114756
2026-10-08T03:33:23Z
JayMezza
20555
Created page with "Museka izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana. *[[VaMambwe]] vanoti '''museka''' (a person who laughs) kureva munhu anoseka. *[[VaHerero]] vanoti '''omuseka''' (quantity; bulk, size). VaHerero vanoti '''omuseka''' (in an erect position). Sokuti: '''omundu ma end..."
114756
wikitext
text/x-wiki
Museka izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]].
==Mitauro yeAfrika==
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]]. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
*[[VaMambwe]] vanoti '''museka''' (a person who laughs) kureva munhu anoseka.
*[[VaHerero]] vanoti '''omuseka''' (quantity; bulk, size). VaHerero vanoti '''omuseka''' (in an erect position). Sokuti: '''omundu ma ende omuseka''' - ''the man walks erectly''.
*[[MaZulu]] vanoti '''umseka''' (white ring-mark around the neck as on a crow; White-marked on throat) kureva gamba jena muhuro sere [[gunguwo]].
*MaZulu '''lnja yami imseka''' (My dog has a white patch on its throat) kureva imbwa yangu ine gamba jena muhuro.
[[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]
ror4zxgx1f2x8rqydw3b47btozcyfmi