Wikipedia
snwiki
https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga
MediaWiki 1.47.0-wmf.24
first-letter
Media
Special
Talk
User
User talk
Wikipedia
Wikipedia talk
File
File talk
MediaWiki
MediaWiki talk
Template
Template talk
Help
Help talk
Category
Category talk
TimedText
TimedText talk
Module
Module talk
Event
Event talk
Chirenje mutupo
0
25122
114777
114558
2026-10-18T04:18:19Z
~2026-55912-23
21493
I added what I was told by my grand grand father who came from Mozambique and explained our leanage
114777
wikitext
text/x-wiki
Chirenje chidawo che[[mutupo]] wevaera [[hungwe]] vanogara muZimbabwe ne[[Mozambique]].
Vanhu vanoera Chirenje vanonyanya kuwanikwa munzvimbo dzeMozambique kunyanya mudunhu reTete uye mumatunhu ari kumusoro kweZimbabwe. Vaera Chirenje vanotaura Nyungwe uye vari muzvikamu zviri zvinoti:
*[[Chirenje Doma]] iboka reVaDoma vanotaura Nyungwe vanogara pedyo ne[[Rwizi Zambezi]]
*[[Chirenje Chikunda]] iboka revanhu vanotaura Nyungwe vachigara kuTete Province Mozambique.
Chirenje ishiri inonzi [[hungwe]] sekutaura kwevamwe.
Chirenje. Ririko boka rana Chirenje rehumambo hunobva Mingare (District) muri muTete (Province) Mozambique vari vaera chipembere (Rhinosrous) <ref>Oral history</ref>
[[Category:Tsika]]
b6zuq1bua9x7kk968eppzgu2zuwzaoe